Vanhu vanozotya kuuya kudna mkatanga zvemapurisa izvi. Tinashe ita Basa rako muskana ozoita case yake ega nehama dzake iwewatobvapo macases mazhinji maunderage oga.oga
@rejoicedongonda2060
26 минут бұрын
Besides kutya ini I don't see it as Tinashe's job to call the police..his job is to come with results and provide closure
@LeahMandoro
35 минут бұрын
Never ever trust anyone pamwana wako musikana.
@forogonya-howcometoyou5727
3 сағат бұрын
aMugabe we need liason with the police and the girlchild support groups. Guys hama idzi ngatidzingwarireyi. This girl looks underage. Zvazonyanya guys kunge zvaiiitika mumapurazi nemumakomboni mumighodhi.
@Syescooamal
Сағат бұрын
Tirikuda kutoti every show Tafadzwa chidawa anenge akatogarira nhubu dzakadai dzinodya hukwana kudai achinosiya kupolice nxaaa
@panashesamson4799
Сағат бұрын
Chikurubhi door is open don't let him go 😢
@emapsdkmzo2158
2 сағат бұрын
Justice to innocent young girl.sent him to jail with immediate effect
@MuneniMutsatsa
Сағат бұрын
Mapurisa sungai munhu pliz
@oxeydenchinembiri
3 сағат бұрын
Why is he stil walking free
@randylltarlly7021
Сағат бұрын
because law enforcement is only concerned when your actions do not align with zanu pf,
@oxeydenchinembiri
Сағат бұрын
@@randylltarlly7021iyoyo maiwe hauibude
@Lil_culprit
Сағат бұрын
After madna sekuru kujeri why muchidaro police 👮♂️ haichagone basa manje 😢
@IsabelMhangami
13 минут бұрын
Vehukqma ndivo vakavhara nyaya iyi
@LucyDudu
2 сағат бұрын
Tinashe ukasangana nemacases akadai endesa kupolice pliz...why sekuru is not afraid kuuya pacamèra ivo vakaraper
@phionamusademba2856
3 сағат бұрын
Tozonzwa rizere mangwna panhsi ndombosiira ipapa
@giftmavhunga4222
Сағат бұрын
Munhu ngasungwe pliz amugabe
@abigailcharakupa8490
Сағат бұрын
Sekuru ngavavharirwe mukati, nyika yakazara vatorwa iwe teki teki nemuzukuru nxaaaaa enda unovharirwa hauna kukodzera kugara muSociety munevanhu iwe ndidzo type dzirikutadzisa mvura kunaya idzi😮😮😢😢
@user-zm8nj8zt9y
3 сағат бұрын
Ah sekuru ndawasungwe varikuitey kumba
@marysvoto2283
3 сағат бұрын
Sekuru ngavazviindire voga kujere kusanyara
@EmilyMbizi
Сағат бұрын
Asi chiyi sekuru kuzvipinza mukanwa meshumba 😅
@constancemabhonga1339
Сағат бұрын
Aaah 😢hey very sensitive issue here hez admitting on forcing himself to the girl
@mellissamusonza2374
2 сағат бұрын
Sekuru ku jeri 💔💔💔
@jessiebanga7560
3 сағат бұрын
Inorwadza iyi
@linnetgambura9943
Сағат бұрын
Aaaaaaah weduweeee kaaaaa zvakaoma hazvo
@TendaiMukandakanda
3 сағат бұрын
Sekuru ngavaendeswe Ku college
@Mbegabulawe
3 сағат бұрын
Tinashe, how can you say, 'Okay'...Okay??? Ndotobatana phone zve kufonera mapurisa...this is a clear rape. The guy confessed!
@themadeguy4657
2 сағат бұрын
Yeah, but that's not his core business, is it ?
@Skynetmc9932
3 сағат бұрын
That's Rape
@BlessingMsipa
2 сағат бұрын
Sekuruka 😮😮😮
@beatricemuchineyi6241
3 сағат бұрын
Garai mauya nachief aripiswe sekuru uyu ibenzi remunhu chii chakadaro
@d.bcooper5450
3 сағат бұрын
Rape case dziri kuwandisa
@PiiMurinds
Сағат бұрын
Ndiri ndini vairara vari mumacells sekuru avao zvinondirwadza stereki nxaaa
Пікірлер: 64