Uyu mukadzi uyu youth leader wakangwarira wena 👏👏👏👏 l am proud of you
@EdmoreMawine-jn3ev
Сағат бұрын
Well done Mother for speaking on behalf of everyone, Serial killers on the loose police must stand up and look for this serial killers,plus ku Honde valley kwanyanya mabhinya futi
@NyashaMugarisanwa
5 сағат бұрын
Positive initiative by the youth leader and your team,ndoo community response mechanism yepamusorosoro,well done party youth leader, Wicknel ipa mwana uyoo mota
@akaplan84
2 сағат бұрын
I hope this lady will be safe. She needs to be protected!
NeChegutu Mambo Mutasa batsirai kukungouraiwa futi vanhu
@mesiMutepfa
4 сағат бұрын
True
@nyaradzomarozva5715
4 сағат бұрын
Shuwa
@Hamainyoka
11 сағат бұрын
Thank you Chief. Maita basa youth Chair
@thobelikhayandlobvu765
2 сағат бұрын
Thank you mama nekuuya kwamambo wamwe mukaona wachinyarara so pane wari kudya ndizvo
@tarirochibaya7952
13 сағат бұрын
Maiavo murume ndafarira chivindi chavo
@ExploraTV-mb7xg
Сағат бұрын
Ndoo vanhu vanodiwa munyika samai ava nyika ngaigadziriswe
@Jujumunongi22
15 сағат бұрын
First pano 🎉🎉
@MichaelMazo
12 сағат бұрын
kana ndimiwo n'anga yacho ichanoiteyi vatotaura zvese 😂😂kubirwa hakunetsi paZim
@TamaryManyika
13 сағат бұрын
Veduweee mabhinya chiii kudaro 😢
@SelinaTangai
10 сағат бұрын
Lets hope mukadzi hachekwi nekuti uuuu
@nomsanyika151
14 сағат бұрын
Saka mati kana mukasataura zita reparty hamubatsirwe here nhai mhai😅but vanhu havadzidze seiko inga ngozi dzirikuripwa wani havasikuonawo here kuti mafamilies arikutambura nekuripa ngozi dzavasina kupara plus police ngaaite basa rayo zvakasimba not kurelaxer.
@charlesmagagada5044
12 сағат бұрын
NHAI ZVAKO IKO KUZOTAURA PARTY INOURAYA IKADAI KK
@Vovo_om4
12 сағат бұрын
Kuurayiwa kwevnhu hakuna kunaka mai avo vaita hushingi vaziva kuti next time ndivo kana kut hama yavo kna mwana wavo
Zvakaoma zvorwadza sure kuuraya vanhu sembuka hre vanouraya mhuka vanosungwa vani vanhu kusvika 10 sure hre ummmmm yakutyisa nzwimbo iyoo
@eunicezimunya3991
12 сағат бұрын
MABHINYA,HAATYI NGOZI HERE 😢
@JeremiahChibanda
4 сағат бұрын
Police in this area inoita basa rei vanhu vachingourawa mhondi dzichiita free
@nyaradzomarozva5715
4 сағат бұрын
Ahhh kuchine police hr kuZim no justice unless uchitoburitsa mari
@tariromagwaza
3 сағат бұрын
Exactly kuZim kukushanda mari @@nyaradzomarozva5715
@blessesblencoh1457
2 сағат бұрын
Saka meaning $600 yakaunganidzwa yautove shoma zve ...coz n'anga yaida more...kuti vazokumbira kuna Mambo ....haa pakaipa .....hakuna chemahara zvechokwadi
@barbraguichiri6848
8 сағат бұрын
Shumba to the people 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@SimbarasheSithole-pl9is
7 сағат бұрын
Mukotsanjera to the wrld
@jepsongombedza7257
13 сағат бұрын
Mabhinya izanu amai budai mazviri😢
@marychigumira6419
13 сағат бұрын
Mabhinya woyee manyanya
@Wachidopaidamoyo
9 сағат бұрын
Its like kwamuchena zvazara kuuraya vanhu zvakaoma
Inga ataura wani kut varikuenda ku police no results
@RoseFombe
5 сағат бұрын
Ummmm yaaa vanhu i havatyi kuuraya weduwee tikuenda kupi senyika
@VonaiMhokore-w9u
15 сағат бұрын
2
@TatendaGundura
10 сағат бұрын
Zvekut muri wezanu zvne basa rei
@Bellah_C
15 сағат бұрын
3
@Tatenda684
13 сағат бұрын
Bt Why mabhinya asingaperi kunzvimbo iyi
@tarirochibaya7952
13 сағат бұрын
Kunenge kuchakasara stereki kunhu uku
@SenzeniGanyani
15 сағат бұрын
4
@LettyShawty
14 сағат бұрын
15
@maumaumagaya5919
3 сағат бұрын
ko police irikutiii
@elvismagumo3065
9 сағат бұрын
Amai ava vane zvivindi avaa
@CarolinaMachipanda-f9p
15 сағат бұрын
5
@Mamoyo4
10 сағат бұрын
Mother mune chokwadii zvinorwadza
@OwensM.T
14 сағат бұрын
13
@samchinyongwani7054
14 сағат бұрын
12
@vongairosemarymutebuka9423
6 сағат бұрын
Ko kuenda kumapurisa nhai
@JosephNzama-bi8uw
14 сағат бұрын
7
@dhavetembo7654
14 сағат бұрын
Nharaunda yaita mabhinya solution yacho. Daidzai n’anga ishopere. Mambo endorses such a stupid idea. ZRP CID investigations are now redundant. every problem yakungoda hakata here akomana. Instead of demanding ZRP to be efficient and professional a whole community sees Sangoma as the solution
@LindaMuzenda
13 сағат бұрын
Hapana zvavanosimudza mapurisa /cid yeZimbabwe chavanongoda imari kugutsa mhuri dzavo Tapuwa Makore haana kuvigwa asina musoro hre vakaitei traditional healer atorinani nekure anoita zvinotobatika
@dhavetembo7654
13 сағат бұрын
@@LindaMuzenda Bringing a Sangoma remains a stupid solution.
@tapiwachimbangiza9379
13 сағат бұрын
Mapurisa aripi
@nevermushamba4901
31 минут бұрын
Unobvepi iwe munyori unoti Wanhu it's Vanhu go back to xcool
Пікірлер: 73