Baba avo vanomhanya mushini vanoda rubatsiro varapwe chirwere chepfugwa
@RemeredzaiTawona
3 ай бұрын
Vanhu vakaudzwa Hondo nemurwere wefhugwa asi vakamushoora vakati anorwara asi yakazoti yauya Hondo ndopavakazoona kuti yaive chokwadi
@TinasheTinashe-qx4fn
3 ай бұрын
T. 1 watanga ne munhu wako. Asi mukomawako. ?
@christophermuzavazi147
3 ай бұрын
This Man is a con man.The 15 Billion he is talking waz transactional loss not 'actual money.
@OlenMapachi
3 ай бұрын
15 billion dollars isn't that money. Transactional, can you elaborate
@JamesKasoro-v4g
2 ай бұрын
Zvaari kutaura zviri in parable not kuti anayo muhomwe but kusunga ikoko kwaakaita zvakangofanana nekuti jesu ayini ndini ndine zvese asi ayisava nechinhu
@MartinKufa-sp1ds
3 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣Hanzi RBZ hamuna chinu hamuna mari
@patiencechimwanda1204
3 ай бұрын
Ati ndiye anayo 😂😂😂😂
@ralphchikotera6103
3 ай бұрын
Bhoo here T one
@MartinKufa-sp1ds
3 ай бұрын
Uuumm ndaona Jah-man vasungwa ende kujeri kwacho kuchaitabasa
Ma china😂😂😂😂 futi msadaro imi nekukorokoza indayi ku statehouse munoporofita zig
@tatendanjagu9300
2 ай бұрын
Siyanai nazvo munosungwa team
@BrendaMurukiMuruki
2 ай бұрын
Anogona akauraya a political member so mushakabvu amuka paari also kuMine vanhu varikuromba saka ngaabatsirwe uyu ngozi iripwee tarisai face yake zvakanaka muchaona zvakawanda
@edwinmazonde2090
3 ай бұрын
Nxaaa data rikudhura T1 ukutipa nyaya dzeimwe version ya Madungwe
Akarohwa nembanje plus ngozi iiiiiiiiiiiiiiii iiiiiiiiiiiiiiii
@BritneyBayisai
3 ай бұрын
Izvi hazviko izvi that's why Bible says at the end kuchava nemaporofita enhema ummmmmm Dai mwarii atibatsira tagoona kuzvinamatira tega. 😂15b here unayo imo muzvipatara musina kana mishonga iwe madzibaba itai mushe maputa mbanje dzakadiyi 😂😂😂😂😂 🙌🙌🙌🙌🙌🙌 Iwe T 1 zviriko Here izvi
@Musarapavana
3 ай бұрын
Nyika yacho ine tsvimbo ngani coz bond aimboti ndiye anayo
Пікірлер: 320