Asi varume mune chitrma kuna mwari.ko kana waroora mukadzi wako kuzoshungurudza mukadzi awakatanga naye musha.😢 so sad varume musadaro.mai ava vakatosakara kuratidza kuti havana kuchengeteka.
@PahashaTv
Жыл бұрын
Ma1
@ethelsawadye4023
Жыл бұрын
@@PahashaTv asi munotaurisa muchiita video hatizonzwa kkkkkkkk
Zvakaoma hazvo varume ava kana vasisakude vanokuita yese yese amai hupenyu ndahwamwari musarwise henyu mhinduro yamwari inononoka asi 1 day is 1 day ichauya chete😢
@tthex6484
Жыл бұрын
The domestic violence case was from 18yrs ago 😂😂😂
@annanyamugudza1327
11 ай бұрын
Mai avo varikutooneka kuti Havana kugara zvakanaka
Пікірлер: 39