Makuzvionawoka akadya mari ishuwa that's why muchiona asinga challenge vana Ncube anozviziva kuti vangamunyudza chamisa came in politics for money only
@stanfordmakwengwere2008
3 ай бұрын
Zanu-pf chitima yakafanana nenzou inofura pamusha imbwa dzichingovukura iyo ichifura zvayo. Ichatotonga kusvika madhongi atomerawo nyanga, that was not a mistake
Пікірлер: 23