Kutotuka mukadzi wake haaa amainini vakadgeerera manje
@pamelamunaiwa951
10 ай бұрын
Confession #2, 😂😂😂 maiguru Sando dzenyu, makagona ndiko kunonzi kuswatanudza benzi keep it up, imimi mainini garai pa murume wenyu, ko zvakurwadza kuti akuhura, ko imi makatanga muchiita chihure kusvika pakuzo roorwa 1000😂😂 ndiyo inonzi imba shingirirai mainini
@miriammafiyamafiya
10 ай бұрын
Kuraya munhu hakuiti chero akakutadzira sei munhu haaurawe sehuku
@Dadirai-xg3no
7 ай бұрын
Ini ndakagara murume wemunhu anondisemesa zvake
@mercymupondiwa9426
10 ай бұрын
😂😂😂😂😂Second confession bhooo 1000 us ndoyamuri kugarira here ko ivo gules ava moyo chena vavo ndeweiko 😂😂😂😂😂ini gules ava bodo suspicious kuna gules kkkkk vaizvarirei pamunhu iyeye ko iwe time yacho vaichaona kti he is old enough 😂😂😂😂😂 ndaseka zvangu kana yarwadza simuka ufambe fambe
@christabelhakunavanhu
10 ай бұрын
Second ko kusiya monotsvaga basa moshandira vana mainini makasungirigwa here ipapo kufira iko ka 1000 kakabviswa ikako
@mercymupondiwa9426
10 ай бұрын
Imagine ndafunga kti pamwe akatororwa zvisvunu
@yeukaimusunza3023
9 ай бұрын
To the second Confession: ummm Haa Makagadzirirwa size chaiyo , 💯 Manje Varume vashoma ka ava , Saka achavaunza vose ma HURE ose here uyo ??😮
@carolinemuyambo8705
10 ай бұрын
First confession munga Dai maka ita go back to center
@DianaMudzindi-t2k
10 ай бұрын
Misodzi ye mumwe mukadzi ine simba
@mutsachokururama6187
10 ай бұрын
#2 haaa chitombo famba kune vemweya 😂😂😂
@mercymupondiwa9426
10 ай бұрын
#1 we learned from your confession
@cathrinemusinazano277
10 ай бұрын
Confession #2 ziva kuti ÷mubairo wezvivi rufu ÷kudanana nemurume wemunhu ingoziva kuti newewo zvinotokuwana 1 day. ÷my question is-ko iwe uri ourwadziwa nei pakuhura kwababa ava yet zviri izvo zvawaiitawo navo yet vari maried? #Chaudzvara ndochaunokohwa.
Пікірлер: 30