Jekiseni namarisa zvatosvorana😅😅😅😅😅 manga manyanya aaah shamiso I like yo act
@shamiso0
6 ай бұрын
Lots of love😊❤️❤️❤️❤️❤️
@user-kp3dg8nj2i
6 ай бұрын
Natasha is a Gem 💎❤
@user-cz9db2kh1t
6 ай бұрын
Shami sando🔨vamarisa 🔨sando zvakare babatanya mukadzi akafa asimurikuda kudzikerana nemuksdziwenyu 😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤ keep it up guys
@shamiso0
6 ай бұрын
Lots of love❤️❤️❤️❤️❤️
@user-de1by7mx4x
6 ай бұрын
Natasha to the fullest guys that girl anoziva zvaanoita ayimbovepiko anotochema zvesure 😂😂😂....love you guys
@JulietSigauke
6 ай бұрын
❤ love you guys
@moyochirandu
6 ай бұрын
Yaaa Jackson anoda shamu chaiyo pamwe angaitawo munhu kwaye
@PatienceChinyamuchiko
6 ай бұрын
Haaaaa hnzi Mai Tanya vakafa
@bigmama973
6 ай бұрын
KkkkkkMarisa manyisa munhu anodherera
@anywaymatsvaire7538
5 ай бұрын
Kkkkkkkkkk jacky anofamba,marisa wamugona ,dai wamurowa ne barbed wire ,munhu wepi anoda wakadzi zvakadaro, mukadzi wa tezvara akamitisa,babe re friend atora,anoda chamboko jekiseniiiiiiiiiii
@florencetsanyawu8929
6 ай бұрын
Wagonekwa Jekiseni agh urimhandu iwe kkkkkkkkkkkkkkk.
@kissmoremeno9602
6 ай бұрын
Kkkkkk shamiso nhumbu yangu aidi munhu anotaura
@shamiso0
6 ай бұрын
Inoda silence🤣🤣🤣
@AnoldMasaire
6 ай бұрын
Marisa gadzirisa munhu 😂😂😂😂😂😂😂😂
@brightchihwape5473
6 ай бұрын
Im watching from murewa uzumba
@JojolaMrPretoriamusic
6 ай бұрын
Kkkkk Jamukoko media to the world
@violanyika3860
6 ай бұрын
Va Marisa rossi munhu😂😂😂😂 Jackson you are womaniser 😂😂😂😂 Shami bvoronga zvinhu. Well done Jamukoko.❤❤❤
@moyochirandu
6 ай бұрын
Akatotsvaga evidence yakuti pamwe Marisa akanzwawo zvino Marisa wangu anodawo zvekuvharwa. This tym shiri yakabvuta museve
@ChiedzaMudzingwa-vg1ng
6 ай бұрын
Hiii.marisa hauna kudonha here apoo This is exallent
@TKMedia1525
6 ай бұрын
Ngaarowe anonyanya mhani Jackson 😂😂😂😂😂😂
@TawandaMataranyika-lu1by
6 ай бұрын
Munobika zvenyu guyz, Shamiso yatowa nhubu ka iyo yema shuwa
@JonahManona
5 ай бұрын
Ichoooooo ma 1 manje marisa na jackson haa vakomana imi sooo
@tatendahamandishe3525
2 ай бұрын
Ndoda kungokupaiwo ma stars🌟🌟
@user-qz2ke5hr3f
6 ай бұрын
good work
@user-ft3tb4ys2u
6 ай бұрын
Hanzi Shami akavhura hombe mwana wamozisi kunyepa
@shamiso0
6 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣saka ndoitasei kit munhu andipe mari🤣
@21stcenturymedia285
6 ай бұрын
Shamiso to the world, jecha pfoo
@MnasheBlessing-pr8fc
5 ай бұрын
...fambai nembora team,minotidakadza ....asi pa the slay qeen maid tiitireiwo plan zvotopera zvakadaro hr,panoda chi season 2 chacho .......#TEAM JAMUKOKO HUCHI
@tripodxxx1
6 ай бұрын
😂😂😂😂😂 Shami haasi chihera here uyu ..😅😅 ku actor kwacho kwanyanya kunge chihera zvake in real life
@shamiso0
6 ай бұрын
Handis hangu chihera🤣🤣🤣🤣🤣❤️
@shumirairwafa9449
6 ай бұрын
😂😂😂😂 ndimadhuve
@FreddyHaparimwi
6 ай бұрын
Kkkk jamukoko munonaka mheni basa kumberi tiritese
@user-xc2ej3sc7z
6 ай бұрын
Maoko 👏maoko 👏team Jamukoko keep going guys ❤
@user-if5qr1in5x
6 ай бұрын
Well done gys ❤❤
@tinasheeliot4094
6 ай бұрын
jamukoko never disappoint
@MrPMANMAREKE
6 ай бұрын
Waiting ❤❤
@tranosngandini9228
6 ай бұрын
Munogonha guys ❤
@bigmama973
6 ай бұрын
Kkkkkk shamie anotuka
@shamiso0
6 ай бұрын
Handidi zvekudhererwa 🤣🤣🤣
@jerrymasango174
6 ай бұрын
Jamkoko kuseri kwekuseri
@irenenyahuye751
6 ай бұрын
Kkkkk nhs ndafara haaa baba tanya anoda chamboko wagona marisa
@user-py8gk9im3j
6 ай бұрын
Hahaaaa ndakataura kare kut Jackson uri Razor CHEKA kwese. Ona manje ndiwe wakuchekwa kwese kwese. NaShamie hamusi kunnzwana. Uko naNatasha hamuchanzwanani , naMarisa manyandurana hapasisna wako. The way you like women it's too much. Look, now no more respecting each other nambuyawasha yave iwe iwe iwe kkkkkkk Ko kubaby raMarisa asi waifunga hazvizobudi 😂😂😂 hapana secrete inopfuura nepana Shamie ikasabuda yooo Shamie chaiye kkkkk. Well done Shamiso wazvidira jecha zvadhakwa . " Ndini ndakudaidza Saka ndini ndinotaura, iwe hautauri mimba yangu haisi noise" . Sando dzako Shamie. Natasha wazochema zvarwadza kaa. Wakabeliviswa and wakabelieva zvechokwadi kurambiswa Marisa wazobayiwa mwoyo kaa. Marisa gadzirira Jackson size hombe chaiyo coz akavhura hombe. Jackie ndiPorongi chaiye and anoporonga pose paanopfuura napo. Nhai mwana waMoses plz stop being a womanizer.....too greedy for women yoo. Mai Pee, Mujeketwa haana kuzofa so madhiri enyu achamira SEI kkkkk plz answer. JAMUKOKO NDIMI MURI KUMBERI❤❤
@Lambano
5 ай бұрын
Best analysis. Thank you
@user-kp3dg8nj2i
6 ай бұрын
Marisaaaaa to the fullest ranga benzi kkkkk
@user-kp3dg8nj2i
6 ай бұрын
Good job guys but try to use subtitles to accommodate foreigners
@user-ru6dm2vp5e
6 ай бұрын
Shamie Shamie Shamie haa unotaurisa yowee
@shamiso0
6 ай бұрын
Hant vanondidenha😭🤣🤣
@user-vu7qu4qc5i
4 ай бұрын
😅😅😅😅 makanyanya guys much love kwamurimese
@gracechiwara4232
6 ай бұрын
Hokoyo naMarisa 😂😂😂😂😂
@EstherKaren-qc8cb
6 ай бұрын
Ko ndazononok ka paye kuona ,😢😢😢 but munotipa manyemwe guys ❤❤❤
@ishy1294
6 ай бұрын
Aizve, ko ambuya vatora ka hat ka Tshabangu ako. kkkkkk. Chete haaa kari kupisazvaizvezvi ka hat ako
@BenedictMarten-it7ee
6 ай бұрын
Jackson mundigonera ne team ndokuti madrama munenge muchiita madrama muma drama imomo kkk
@user-zh1nh3cw4r
6 ай бұрын
Shamie to the fullest
@witnessmutepfa3528
6 ай бұрын
Munogona guys keep up the good work 👏
@predictmoyo595
6 ай бұрын
😂😂😂 this is amazing well done guys
@TalentDewa-mm1ks
6 ай бұрын
Well done guys 🥰🥰🥰🥰
@tinashemudoti3858
6 ай бұрын
Marisa 😂😂😂😂😂😂😂 ukati chamboko kumusana webenzi
@thembekilemoyo345
6 ай бұрын
jackson wamhanya marathon kkkkkk
@li-x274-eveline
6 ай бұрын
Shamiso to the fullest
@shamiso0
6 ай бұрын
Lots of love❤️❤️❤️
@BrightonSayi-dr3ks
6 ай бұрын
Marisa Marisa Marisa how many times did i call u 😂😂😂😂
Пікірлер: 185