Vana marwadzo svinirai vana mukaka chokwadi zvaakunyanya izvi.Chikare kare ngachidzoke chekuongorora humhandara hwevana pamwe zvingachinje munyika.
@Faith-vc4vc
10 ай бұрын
Amai ava isaskam hombe chairo chii chinosekesa ipapa
@tamaremanyika3776
10 ай бұрын
😢😢😢13 years here nhai Mwari
@YvoneMahungu
10 ай бұрын
Bhishu chairo
@tatiratsawa7981
10 ай бұрын
Ko amai ava vakutukirwei nhai imi ndivo vakaenda ku mapurisa ndivo vaenda ku dare Saka voita sei handivo Zanupf Mai ava zvinhu zvakaoma kana vari single mother vodiii ne vana 3,,,,,kuita zvavaita izvi she is protecting her child Saka vadiii ,,,,,,,,uyo mukadzi wamambo ngaarove ka mwana aripo uyo kungowomoko amai ava did right thing wel done mother protect your child....
Amai vakazungaira ava ...vari kutoseka zvavo😢😢😢...plus kutswaga mombe or kusatswaga...kuramba or kusaramba he shud go ku police. I statutory rape ka iyi. How can you say ukasamuramba, or mukasatswaga mombe unoenda kujeri....zvinei nekuenda kujeri ...kujeri ngangoenda weather mombe dziripo or not.
Mambo vaita hustupid, why ask the guy kuramba the girl as if its proper marriage yanga iripo, cases like this should be handed kupolice and the girl odealer nema trianed people to council her
@NotJuliaHerbert
10 ай бұрын
Imagine a 13 year old. Wasn't he supposed to call the police for him. Its like the value of a girl child does not matter 😅
Пікірлер: 67