Sirawooo Naiza boom ma like kana uchitwa bhoo ne comedy.....👇👇👇👇
@TradingwithFANY
3 жыл бұрын
kzitem.info/news/bejne/0Kud0YKhfYR9hKw
@christinemonalisat9758
3 жыл бұрын
🤣 🤣 🤣 Ndaseka
@loreendube3266
3 жыл бұрын
Kkkkk nemaziromo ake ayo
@audreymusiiwa1444
3 жыл бұрын
Makanyanya vana blacky,vhovho,dhafu,jedza,jati,netsai,senzeni,dhimba,👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍
@tafadzwamsekiwa9799
3 жыл бұрын
Ozemwa
@stellamundevere9349
3 жыл бұрын
@@tafadzwamsekiwa9799 Paida
@stellamundevere9349
3 жыл бұрын
😆😆😆😆 kkkkkk anzi vamwe vanyai imbavha
@patrinellachivaviro8613
Жыл бұрын
Dhimba. Kkkkkkkkkkķ
@elingtonsim5029
3 жыл бұрын
This is a very massive lesson, to all those who are in a hurry to make money 💰 in life. Kuromba hakubhadhare kana piece instead zvinounza dambudziko nemadzudzo amongst the families, apa sandi maconditions thru out. Hopefully tine zvatiri kudzidza chero hupenyu hukaoma sei, kudya cheziya rako munhu ndochikuru pamwe nekushingirira in life, zvine mubairo nepeace uye unenge usina maproblems with anyone. Hard works pays than zvekuromba #pasi nekuromba. Icho chakaipa chakanyanya chiri kupisa mhani NB crew mavakumberi kwekumberi. Ngati vapi maloves nemalikes vanogona zvisingaite.
@soniamujaji3954
3 жыл бұрын
Kkkkk taura hako kuramba kune mubairo
@maireason6969
2 жыл бұрын
Makadi ikoko nfa4
@ropafadzogravel2969
2 жыл бұрын
Lamborghini
@calvinobo9018
3 жыл бұрын
Kana wanakirwa na TETE DHAFU CHINGOISA KA LIKE 👍👍
@Miss_Kae_likes
3 жыл бұрын
Hanzi vaenda kotora briefcase
@robertnhari3472
3 жыл бұрын
Kkkk aya ma1
@maimacmillanmutukumira1629
3 жыл бұрын
@@Miss_Kae_likes kkkkkk vanhu vane Mari havade kunonokerwa dhafu
@RatidzoWunganai
Ай бұрын
3:10 the m@@Miss_Kae_likes
@prosperposhto5823
3 жыл бұрын
Blackie is beautifull ummm ndachema zvangu
@ellensemwayo7780
3 жыл бұрын
She is very beautiful
@manyonimapfidza6457
3 жыл бұрын
@@ellensemwayo7780 akanakisa shaa
@wadenya1
3 жыл бұрын
You can say that again and again and it will still be true.
@lynachamboko1997
3 жыл бұрын
She is beautiful shuwa
@floridachihwayi482
3 жыл бұрын
Ndinewe ipapo
@lindsaykawadza5393
3 жыл бұрын
Netsai wakarukwa zvakanaka shaz its complimenting with your complexion😍
@bonniechapps7101
3 жыл бұрын
#TeamBlackie huyai Pano👍🏿🇿🇼🇬🇧 #😍
@lovenesschirara3317
3 жыл бұрын
Kkkkk tauya nhasi ndanakidzwa
@maireason6969
2 жыл бұрын
@@lovenesschirara3317 o
@maireason6969
2 жыл бұрын
9ok
@adlerdollarmbofana2428
3 жыл бұрын
Kana usingarwadziwe nekudzoka kwaJedza siya like
@adiolamatenhese8922
3 жыл бұрын
angaaenda kupi
@stellamundevere9349
3 жыл бұрын
Kudzoka kubva kupi
@adlerdollarmbofana2428
3 жыл бұрын
@@adiolamatenhese8922 he wasn't on set lately
@adlerdollarmbofana2428
3 жыл бұрын
@@stellamundevere9349 he wasn't on set lately
@ryanroyal225
3 жыл бұрын
kana uchinakirwa najedza seni isa like
@joymafukidze6297
3 жыл бұрын
Kkk ozemwa unokwana pese kumadzibaba uyezve kuugodobori,munogona mese jealous down ,stress freely kana ndichiona N:b films👍👍🔥
@tinashemykon642
3 жыл бұрын
"vanhu vane mari havana patience"like kuna DHAFU
@adlerdollarmbofana2428
3 жыл бұрын
Kana usingarwadziwe naDhafu Dhuzhla siya like
@marthasibanda6929
3 жыл бұрын
Kkk ozemwa kuzofitwa nekuve n'anga
@ashleighshandelin5727
3 жыл бұрын
Tete Dhafu hanzi vaenda kunotora briefcase🤣🤣🤣🤣
@natashagwatidzo7378
3 жыл бұрын
Makumberi guys love you all 💗💗
@tavongandorwenyu3549
3 жыл бұрын
Boe netsai
@tawanachauke1092
3 жыл бұрын
Blackie you are very beautfuly
@viakaloso9660
3 жыл бұрын
Feya
@rasterman4597
3 жыл бұрын
Boe ere kkkkk
@tashingagwesu9836
3 жыл бұрын
PaZim pane basa 😂😂🙌
@tashingagwesu9836
3 жыл бұрын
Gaya sha 😂😂
@makanakandinotenda3289
3 жыл бұрын
Ane natural beauty fr real
@definetlydzadagu5588
3 жыл бұрын
🤣🤣🤣 mashairwo aitwa mari nemunyai andipedza
@lifekandima9050
3 жыл бұрын
Hy
@margiephili5422
3 жыл бұрын
I wonder new wardrobe yadhafu haina ku disappear yakatengwa nepfuma yasekuru....loves and likes munogona guys
@AshleyMadzinga
2 ай бұрын
😂
@sandrasedze7398
3 жыл бұрын
Dhunda haa you deserve my love 💥💥💥💥💥 wKanyanya hako 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣.....Ko mari yaendepi 🤣🤣🤣🤣🤣
@naisonmarange6350
3 жыл бұрын
Netsai is so beautiful and got a good character.
@muneerahmatipano3605
3 жыл бұрын
Washaya
@muneerahmatipano3605
3 жыл бұрын
Y
@tbee000
3 жыл бұрын
@@muneerahmatipano3605 🤣🤣😅😅😅😅 bho hre
@simbarashemasara
3 жыл бұрын
@@muneerahmatipano3605 🤭🤭🤭🤭
@ashiamufaranechisi8398
3 жыл бұрын
Apa tadzidza apa guys mabata basa 👏👏👏👏
@kingsdaughtersaltoftheeart8986
3 жыл бұрын
Ozemwe inenge expert, do you remember ye huku😂😂😂😂😂😂😂
@lindsaykawadza5393
3 жыл бұрын
Iiiiii yehuku inondityora nanhasi senzeni akuti iwe huku iwe muka lol😂😂😂😂
@mathewsglynpaulmsukwarache1029
3 жыл бұрын
watching fro SA u e vibe e vibe guys ......dhunda kkkkk boe here😹😹😹😹😹😹😹😹😹😹😹😹
@mathewsglynpaulmsukwarache1029
3 жыл бұрын
Love u
@mathewsglynpaulmsukwarache1029
3 жыл бұрын
Jedza
@Tafadzwa-xh6ti
3 жыл бұрын
#ozemwa ozemwa ozemwa ozemwa ozemwa ozemwa ozemwa ozemwa ozemwa ozemwa ozemwa ozemwa ozemwa ozemwa ozemwa ozemwa ka 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂keep the fire burning 🔥🔥🔥
@perismmazai6927
3 жыл бұрын
Dhimba wapama1 can't wait to see part 2
@elizabethjulius1626
3 жыл бұрын
Hanzi kana mainda kuhupfu musandisiyawo kujecha kkkk
@kudakwashemuza3397
3 жыл бұрын
😂😂😂😂 i was not a fan yemadrama aya ndaisawona zvamuchese....but uuuumm dhafu is greatest of time kana pane mukadzi akaActor zvonakidza kupfuura dhafu muzimbabwe ndiudze zita rake dhafu and jedza uuuumm real talent
@sibongilenyandari7398
3 жыл бұрын
Gegegege hanzi hauna kukwara 😂😂😂😂 vhovho wakazodonha sei futi 😂😂😂
@tendaizavazava4084
3 жыл бұрын
Hanzi rurimi rwadhafu runotapira😂😂
@frankmangwanda8477
3 жыл бұрын
You are so talented. Dhafu
@godknowsmagwizi6850
3 жыл бұрын
Black ndomuda.... kkkkk Dhafu dhafu dhafu iiiiiiii surrend
Пікірлер: 566