@Gee3011 kkkkkk l will respect myself and you hangu....u might be having a bad day unogona washaya kwekupedzera shungu
@rolandmoyo-yy3ok
8 ай бұрын
That's very true hama.
@constancemabhonga1339
8 ай бұрын
Sekuru is a gd story teller 😊
@jeremiahchikwekwete5683
8 ай бұрын
Masvosva ndinomuziva nemakore akawandisa. Takazivirana ku Gweru. Aive shamwari yababa vangu. Ini ndaiva mwana muduku nhasi ndave ne 62 years. This man is very very innocent chero vakaenda kwa sekuru Tasvu hapana chavanowana. He is very innocent
@Rwizi498
4 ай бұрын
Uri dofo remakoko
@MafirakurevaMafirakureva
8 ай бұрын
Well done Mukanya but your 'departure' seems to have disabled SMTV!! Rambai muchiti tsvagira nyaya dziri objective
@bravochanaka8623
8 ай бұрын
Vabva vandifungisa song ya System Tazvida (Vaforomani ndimi maondonga Purazi) mushandi ndimambo hama iwe,Chipatara ndi Nurse"""Bus ndi Driver na Conductor"""""".😂😂😂😂😂
@hellendhodho4651
7 ай бұрын
Kwakudzokorodzwa nyaya vochinja caption😢
@rekayitsokodayi3438
8 ай бұрын
For some reason i believe this man.i hope vakachena
Apa it turns out kuti ndivo honzeri imagine ende ushingi hwacho hwevanhu vakaromba sooo
@esthermujiche1783
8 ай бұрын
Kana zimbabwe ikaitavanhu wakangwara vaneruzivo sasekuru Vamasvosva ava hatibve takadyirwa mari nemaporofita enhemha pamwe ne nanga dzenhema sando dzenyu sekuru makafamba kushandiswa nemaporofita enhema
@tinamakasa7493
8 ай бұрын
Ndoramba ndichikutsigirai mkoma Robert pamberi nebasa 🎉enyu ayo
@samuelmpofu9655
8 ай бұрын
Mr Tapfumaneyi this man Mr Masvosva is sounding open and loves his family. The son’s wife could be a problem in thinking that the father of her husband could be wanting a share. You have acted well
@kudzaimasilo5527
8 ай бұрын
Chokwadi, she's one of those ofvtype of women who's probably up yo no good and doesn't want tezvara near by so she gets all the money 🙄
@TeclaFrankson-lh6zh
8 ай бұрын
Its very painful kuna baba ava asi muroora arikuparadzanisa baba nevana vavo vangu mai vakatizoshaika ne Bp nekuda kwemuroora zvakaoma nditori nebundu mumoyo mangu
@Chinemukutu
7 ай бұрын
Zvikazobuda musarudzo hazvo Kuti asina kururama ndiyani@@TeclaFrankson-lh6zh
This man is very innocent. Muroora ndo problem. This man loves his family
@zonabimombeyarara8875
8 ай бұрын
There is urgent mee to legislate the activities of n'angas andss faith healers and prophets to save socciety fom breaking down and families falling apart.You and baba va Tapson have done enogh research to move this agenda through parliament.
@pearlmambinge451
7 ай бұрын
Vabereki vakaroya pane mafambisirwo enyaya, kutaura navo zvamuri kunzwa, kana varamba kufamba, munofamba, voshevedzwa nevabatsiri. Hatirambe kuti kune vabereki vanobata, tinovaona every day. 😮
@christinechirawo2728
8 ай бұрын
Muroora uyo akabva kunzara akuda kuparadza baba nevana vavo
@Chinemukutu
8 ай бұрын
Chokwadi chose tochiziva anonyeba mdhara uyo
@rosemarymunyukwi2479
8 ай бұрын
Muroora mirapa nzvimbo uvake musha
@godwinchiutsi9183
7 ай бұрын
@@Chinemukutuakadii mudhara
@Chinemukutu
7 ай бұрын
@@godwinchiutsi9183 akabatwa huipi hwake
@godwinchiutsi9183
7 ай бұрын
@@Chinemukutu aika Hoo. Vaira shava vane kakuzungaira vachinyepera kungwara
@ceerejoe4706
8 ай бұрын
My neighbour Sekuru Masvosva ,we also go to SDA church with his wife
@shungupenyayi1052
8 ай бұрын
The daughter in law is another Vivian in Mark's movie, she's exposing her cruelty, but father in law very loving and intelligent
Only God can judge but yes sekuru looks innocent but panyaya yavo iyi its more of An attack on the son and wife coz 50 minutes dzese Havana kana pavanyatsotaura kuti ndepapi pavakanzi vakaromba zvekuti zvazovatambuda to the point yekuuya pano kutsvaga rubatsiro He doesn't have a problem with daughters, at the same time arikuti vana vacho havas kuvachengeta mudiki uyu ndiye arikuvararamisa Varikuti pakanzi pakainekwq nyoka mkomana akatora madzibaba akaenda navo paside Saka ivo chaipo pavarikunzi baba makaromba nevana ndepapi Story yavo hais kubatana I hope hez innocent otherwise muroora uyu aripama1
@silentmutsikamahwe6906
7 ай бұрын
It turns out itori attack cz muroora akaleakisa info yeurombwa hwavo.... Thumbs to muroora akagona kuudza murume wake..... He is the Biggest problem pamhuri yake mudhara uyu
@aloismarume
8 ай бұрын
This looks like a good man
@Wairasamfana4019
8 ай бұрын
Yes ini baba avo kuona kwangu he is innocent but pane pandanzwa pakaBhotoro kakaiswa pakati pemusha,unogona kunge urimushonga waakaisirwa asingaziwi then w time zvoita zvimwe zvinhu zvinomutevera usingaoni.Mwana mukomana according nekutaura kwaBaba awo uuuuuuum mukomana wake nemuroora wakaromba-panenyaya apa regai tigoona kuti zvinopera sei sei
mkma Robert can you reach out to the family in marange and help them out please bro
@robertapfumaneyi
8 ай бұрын
The family should reach out to me, its easier that way
@robertapfumaneyi
8 ай бұрын
The family finally got in touch, but they don't have bus fare
@EsteryGurupira
8 ай бұрын
Waiting
@GloriousMabunda
7 ай бұрын
Endainavo kunatete guru tasvu
@blessingmashandureblessing9650
8 ай бұрын
Ndarwadziwa😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
@plaxedeschangorora6066
8 ай бұрын
Zvakakaoma mufunge zvorwadza,vanhu kadzi kana taroorwa ngatisiye kutonga varume this is wrong neni ndiri munhu kadzi azvina kunaka regai kuparadzanisa vabereki nevana vavo
@ericnkala3913
8 ай бұрын
Mdara ndamuchenesa uyo
@sukaimasvingise2051
8 ай бұрын
Kune vamwe varoora vanouya unotofunga kuti pamwe vakabva kuna satani ndarwadziwa chokwadi kuita zvemakuva anaambuya kana kuudza baba worse kutodzokera kwa Gutu asina kuona baba ipapo ndopanopinda mukadzi apa achidzora murume manje kana asingadzori murume ndoupenzi why kufamba mega ko kuudzawo baba kuti baba hatifambei pane zviriekunetsa
@@darlingto-np1hk mroora arikurebwa ihanzvadzi yangu same father and mother handitika . Sis vangu vachiwanikwa ikoko vakasvika baba nemwana vasingatowirirane nechakare Ivo tezvara vakatoudza mroora Kuti pamwe ndiwe unggachinzwisiswa nemurume wako taura naye Tigone kutaudzana Sababa nemwana akataura naye akatomudaira Kuti handinzwananae nekuita kwavo. Ok pakaipa madzitete Kuti vagone vakone kuvayananisa baba votaura zvavo mwana achitaura zvake zvoonekwa Kuti baba ndovane nyaya. Madzitete ototi imi baba ndimi musirikuitira mwana zvakanaka zvekuti kazhinji kacho vaitobva voita zvekudzingwa pamba pacho Kuti sei muchiri ndini ndisiri ryt kumwana . Haaa zvakawanda handingadedemuri pano asi ndongoti kumagumo ndokunenyaya takamirira kunzwa zvizere pavachaenda
@GordenBrown-o8z
8 ай бұрын
Kana makachena zveshuwa baba muroora uyu Ishit
@Chinemukutu
8 ай бұрын
Baba Havana zvachose
@abigailcharakupa8490
8 ай бұрын
Baba maonero angu makachena, but regai mugozocheneswa nana godobori ndivo vachakuchenesai, but kamuroora kenyu kanenge kakangwarisa kanoda kukupesanisai nemujaya wenyu
@Chinemukutu
8 ай бұрын
Toziva nezvazvo kumhuri iyi baba mwana akakura asingangonzwane nababa mroora akawana zvakadaro baba vakabata zvavo tobva kumwe chete . That is my sister anonyeba baba avo
Mukomana nemuroora vanenyaya avo saka mukomana anenge ayida kutanga ayita rudo rwefake kuhanzvadzi dzake kuti vavenge baba vavo kuitira kuti kana zvozoipa anenge oti baba Vaya mavaona zvovoita nemushonga wavo asi zvakadaro fambai muchenurwe zvinowanikwa mukurarama mambo jesu vakapandukirwa nevavaidya navo ana Judas ngatirarame tirimuchokwadi chete mwari vanotisunungura
@wekwamazorodze8660
8 ай бұрын
Why does this man want to blame muroora too much. As a father, you are a unifier not dishing out blame. He needs to sort things out with his son. His son is a grown man unless vakazvara dununu. Zvekuchengeta vana vavo izvo that's his duty vaida kuchengeterwa naani vana vavo. When it comes to upbringing yevana vabo this man shouldn't speak on behalf of his son, mwana ndiye angototaura kuti akakurira hupenyu hwakaita sei. Imagine vana vanonzi vakazoziva kuti mai vavo vakafa vatokura, that is not normal. Mwana anonzi haafambidzani nehama dzaamai vake kusvika aakuda kuroorwa baba ndivo vonotsvaga hama dziya😂. This man is a joke. He also appears to be too controlling kumwana wake, maybe zvaishanda mwanakomana achiri mudiki but now haachadi izvozvo. The son is a grown man with a wife and 4 children. Now this madhala kuuya kwaMukoma Robert kuzonyadzisa muroora wake, how is he going to mend the relationship achidero... l guess by ginya with an iron fist😢Baba stop being a control freak we are in 2024 vana vemazuvaano havadi zvekumbunyikidzwa they will just love you from afar kana manetsa
I suspect the son or evn the wife to ne the ones vakatoromba coz this rombaring has become famous coz young generation haichada kushanda too much and they want riches badly, madhara aingoda kudiwa nemurungu but vachishanda
@Rwizi498
8 ай бұрын
Kana kunamata futi votokomborerwa naMwari Hantie munoziva henyu ariko kudenga jko anotokomborera asi vanhu havadi kuona aita chakanaka
Пікірлер: 170