Hausiwe wega unodaro bt kubva ndichiziya mufes uyu Jah Love asat afa 2016 achipinda paStage Riddim kuChillspot aingoimba sezvizvi akazoenda Botswana akagarako big time akazodzoka pakafa Jah Love he was using that style haana kumbochinja. Vanhu vakazotorira nokufa kwaJah Love ndivana Lukkoh nana Chipoko wat wat vaye uyu Mbida naJah Child vaingovako kare vachiita saChibaba kudaro
Пікірлер: 14