There is too much noise at the back ground we can hardly hear anything.
@maiyeukai9346
Жыл бұрын
True
@progressmuhezva2529
Жыл бұрын
Mambo ava idofo ungati munhu abhadhare mombe kune munhu anga asina kuroora chii chakadaro hanty waibika mapoto here mambo zidofo chairo ndasvotwa zvangu
drewmas media taking us to another level nhas rava rimwe zuva
@mancuencube5409
Жыл бұрын
Handina here kukuonai
@wondergondokondo
Жыл бұрын
Chihera anenge anogona kubika bota 😂varume 2 kutambarara kudai
@InnocenciaMugwachari
8 ай бұрын
Life can change anytime this guy ane suit togara kumwe airova first wife kusvika vasiyana mukadzi akaroorwa kumwe mwana wavo aakurwara nenjere now aakushandiswa nevakadzi
@patiencemusimhi4635
Жыл бұрын
Chief vatongera chitororo
@MemoryMuchakazikwa
Жыл бұрын
Mambo vanopakura zvisiri fair ava munhu akaita nokusaziva anoripiswa sei😢
@konekt.
Жыл бұрын
Ignorance is no defence mudare
@tineyidombodzvuku067
Жыл бұрын
Ndozvaataura here mukadzi nemurume uyo kuti takaita nekusaziva?
@neitevezana9263
Жыл бұрын
Ignorance of the law is no excuse
@maitawa8723
Жыл бұрын
"Ignorantia juris non excusat" ,mutemo unoreva ignorance of law is not an excuse
@rockmaposa3109
Жыл бұрын
Kufunga kwako ichokwadi ere kuti aasaiziva , kuroora mukadzi is not 1 minute deal ka kkkk
Drewmas taking us too another level.inini hameno kuti muchazvinawo seyi but l want to say my peace.Pamunomhoresana Dayi muri kumhoresa isu mafans chete not kuvhunzana imimi pachenyu
@hwanlove
Жыл бұрын
Hanzi chihera ndiwo wega mutupo wakapihwa licence reku hura 😂😂😂
@reeghanmakuwerere3707
Жыл бұрын
Aah mambo matonga sei apa mukadzi inzenza iyo vaifanira kushare kubhadhara mombe vese
@carolinesibanda7673
Жыл бұрын
I wish kuona bhutsu iyo inamukoma vesuut zvakanaka
@lovenetndirwo6589
Жыл бұрын
Kkkkkkk
@carolinesibanda7673
Жыл бұрын
@@lovenetndirwo6589 kkkkkkkkk ukuionawo sei bhutsu nesuit.
@PanacheChing-lr4zv
Жыл бұрын
Zvakaoma Mai avo I bhichu vane mweya we chihure chaiwo
Baba vesuit ava kupusa here chiiko chakadaro chinenge ngozi
@agathachirisa7901
Жыл бұрын
Kahure kakuchemiyi kusanyara
@sipiwenkomo6347
Жыл бұрын
Why was mambo recording?
@justicemunyoro5408
Жыл бұрын
Suit iyo bhoo here 😂
@tiziraichibharo
Жыл бұрын
Zvakaoma yooo
@jchigumira
Жыл бұрын
Drewmas midi
@yeubabes
Жыл бұрын
muti vemusango unokanganisa hutano wese anoda unoti pfuurai nepano, me singing zvangu mai vanonyadzisa awa xaa ko kubuda mumba macho vonoita zvebhawa
@takundawilfred4966
Жыл бұрын
Mambo vanotongera chitororo , iye asina kuroorawo anopihwa mombe dzeyi
@tinashesauriri6834
Жыл бұрын
Distinction kune Zingwena from me
@PATIE-PANASIMON
Жыл бұрын
Mukadz ihure uyu,ndiye anofarnira kuripa
@patriciabandura5412
Жыл бұрын
Taura hako nzenza chaiyo chii ichocho
@Jahlady
Жыл бұрын
Baba imi mune kakudzungaira shuwa, hanzi ndakatofara kuti achihera vadzoka. Ukwane iwe nxaa
@sithembilemalanga8206
Жыл бұрын
Kkkkkkkk
@hwanlove
Жыл бұрын
That suit is giving 😂
@Amarie077
Жыл бұрын
I have been trying to figure out who is he wearing. Prada, Osca de larenta or a local designer from Mhondoro 😂😂😂😂.
@hwanlove
Жыл бұрын
@@Amarie077 it's Oscar de laMhondoro 🤣🤣🤣🤣
@Amarie077
Жыл бұрын
@@hwanlove l thought so too my friend. Its like suit yacho nenyaya yacho same same. We suit arikuda mukadzi after she went on Michael Jackson this is it world tour like that kkkkkkkkkk.
@hwanlove
Жыл бұрын
@shalom5467 lol, it's actually sad coz even chief knows something chavasirikuda kuburitsa pa jikelele! Chihere ndiye sweet sugar chaiye aita varume vese mazombie 🤣🤣🤣🤣 And the sad part is Suits arikuda munhu asiri kutoda kudzoka ku world tour yacho🫣
@Amarie077
Жыл бұрын
@@hwanlove kkkkkkkkkk. Wazondinakidza haazikuda kudzoka ku world tour.
Baba vekutorerwa mukadzi makakwana here kana Kuti pane inoregerera dzimwe uuummm
@florencetaye1935
Жыл бұрын
Avana kukwana avo
@LeandraChikuruwo
Жыл бұрын
Mambo avo avagone kutonga vanehutsinye
@princessmamthe
Жыл бұрын
Agreed 👍
@florencetaye1935
Жыл бұрын
Varume vakapusa kudai vanowanikwa kupi nhayi
@fortunatezovovo7480
Жыл бұрын
Noise huku idzo apa nyaya yacho kunakidza
@netsietumu7767
Жыл бұрын
Achihera vatori nechichira chekusvipira mate havo
@Vincentkamhips4875
Жыл бұрын
Varume tirikuitiswa unoramba uchipa mari dzebus usasagare naye iye achiti arikubasa, i feel sorry for these men ndochipfambi chirikuitwa nemukadzi uyu three men at the same time and hatorina ne remorse kana shame. Murume ane suit uyu siyana naye mukadzi uyu
@pardingtonnyakunu2598
Жыл бұрын
Well done mambo
@sleshoslesjo4515
Жыл бұрын
Murume idununu chairo zvaro😂
@innocenthapazari8699
Жыл бұрын
Saka Sabhuku vanotsvaka Airtime yekufonera nyaya dzako nhaii? Saka kwenyu mugere - munaSabhuku wemandorokwati zvenyu.
Пікірлер: 423