Ko vadii kudzokera kwa sekuru Tasvu dare harisati rapera
@sekaisikinala8054
Жыл бұрын
Vemhuri ngavadzkere kwaTasvu nkuti vkasiira dare ravo pnzira vanhu Ava vaona zvose pagirazi apo vaifnira kudzokera mudare masekuru voudzwa zvkuita vonzi chiendai asi vkadzoka kmba vsina kudzokera mudare
@StorezStosi
Жыл бұрын
Imi hamuwoni here kuti that guy was drugged kwa tasvu wacho did u hear and analyze wat he said
@Taprotia
Жыл бұрын
Ava havasi kupedza nhau dzavo kwasekuru Tasvu Havana kubva vapedzà dare ravo ngavadzokere kwa Tateguru
@Rebhara
Жыл бұрын
It shows kuti hakuna chiriko😂😂😂
@rebbecanyamhere5409
Жыл бұрын
Problem vakanga voda kudzoka instead vapedze dare remwana maimhanyirepi,huyeka mapotsori mwana havabudise honai yeku wedza kana nhau yavakataura mapotsori aya
@edithmashaire102
Жыл бұрын
Iwe munhu go back kuna sekuru tasvu vanokubtsira mhani wakabhandara kare dzikama iwe sekuru tasvu mudhara wangu
Tasvu akambokubatsirai err....Isu hedu taiveo nedambudziko redu tasvu angotora mari yematare yekubatsigwa taive nehalf of the amnt akati dzokerai henyu ndoida yese pamwe chete .tikazoinda kumwe..maybe dambudziko ravo iri vanogona kubatsirwa mahara sezvo ari mwana arikushaikwa
@abigailcharakupa8490
Жыл бұрын
Akabetsera my kazeni family, but vakaenda through Sly Media hazvinetse
@innocenthapazari8699
Жыл бұрын
Vanhu ava ngavachingoziva kuti vose vari kutaura zvekutumigwa dzimari matsotsi ose; saka ngavasiyane nazvo zvekutumira matsotsi mari. Iye muporofita kana n'anga inogona basa rayo chaizvo inoshaya mari yeFuel chirudziyi? (Coz pakadai apa panoda vanogona chaizvo kwete vana gundamusayira ka apa.) KutoshaiwayeFuel kutoratidza kuti munhu haana maClients akatombowanda aari kubatsira.
@ShamieGoto-hy1yf
Жыл бұрын
Munhu ngaabhadharwe apedza basa kwete zvamurikuita izvo
@margaretmunyanyiwa1269
Жыл бұрын
Uyo munhu anga achisenderwa Mari anoda kusungiswa
@evasnyamhere4066
Жыл бұрын
Dzokerai kwa sekuru Tasvu inga kwanga kune chiedza wani asi makarasa receipt
@proscape258
Жыл бұрын
Dai vakaramba vamira nasekuruTashu zvino vakungoti pano neapo apamazuva arikuwanda
@lucynapwaro5725
Жыл бұрын
😢mbavha musadaro , Mwari achakutongai , Holy Spirit protect King and keep him safe and bring him home safe to his family 🙏.
@gracehavazvidi7962
Жыл бұрын
Ende kana akatorwa nevanhu ve ZANU Pf n'anga dzose idzo dzemalawi ndedze ZANU mwana havambomudzore zvine masoja kureva kuti mwana arikuhurumende
@innocenthapazari8699
Жыл бұрын
Dai munyika yedu manga muchina mapurisa sakare mwana uyu aidai akabuda same day (dead or alive). Unfortunately, we now have maBorder Gezi oga-oga, who are just zanu pf malitia masquerading as police officers. This is a big shame; and Gvt must carry a huge blame for converting our police force into a zanu pf malitia. Mwana angangonzi ashaikwa pazere vanhu mapurisa otadza kuti mwana abude kana kusunga munhu one (1) chaiye; ndochii ichocho? Iyemwi mapositori ndimi munoti pamberi naED neZanu pf futi; apa muchinyangarisirana vana ED wacho asingakubatsirii zvakare?
@Drewmas Media nhasi mativharira panze sei ku live chat
@senzenikahari7330
Жыл бұрын
Sungisai munhu uyu haasi mubatsiri maonero angu chaari kuda apa imari chete what a shame sure kubira munhu ari padambudziko god will punish them
@tendaishumba4224
Жыл бұрын
Vanomuonepi munhu wacho baba vacho ngavachangamuke ivo vangapa munhu mari angofona from nowhere here nhy. Vanhu vazhinji vanotora machances ekudya vanhu vari in situations like these zvinorwadza. Asiwo vakamboenda kwaTasvu vakanzi vadzoke in 2 days sei vasiri kuenda
@mosesmushipe9062
Жыл бұрын
This family yaifana kupedza naTasvu, akangonoona zvaakaona but meaning yazvo haana ndopaanga akuchifanira kuchionana naSekuru dare rochigarwa vochitsanangurirwa, Ivo tomu tomu tsve vasiya, saka munobatsirika sei manje
Mr Neshamba udzai vanhu ava vaende kwa sekuru Tasvu nekuti from glass unoenda kumatare for free kana uchiburitswa pa media saka ngavanopedzisa dare
@princencube9650
Жыл бұрын
Komadii kuenda kwa sekuru kanengo or sekuru Tasvu munomuwana mwana
@SheStoicForLife77
Жыл бұрын
IMHO mwana akatorwa nemadzimai cos that school girl told of a child akapfeka garment ari pa corner. She saw that same little boy akaberekwa asi anga asisina garment aane shirt ye white. I truly believe that child she saw is King. So why not interrogate this woman so that she can show the little boy that was on her back? The cops should talk to this schoolgirl who can identify the woman. I believe visions dzakapiwa uncle vemwana kwaSekuru Tasvu cos zviri kuenderana nemadzibaba vataurwa mu this vlog. Maybe this family didn’t have to leave kwaBeef so that whoever is keeping King hostage won’t have a chance to harm this kid. I’m not trusting the whole sowe rekwaBeef esp munamato and how directives were given to people searching for the kid. I think munhu akaita izvi Mukuru mukuru weSowe iri. Mamwe maSowe are using juju to juice their powers and the same juju can be interfering with this case the reason why the police act like they’re reluctant to take action. Surely by now they should’ve ransacked Beef houses all of them . Ko handiti sekuru Tasvu is licensed here? Why not go kumatare avakati vanofanira kuita so that they can go to the bottom of it? This family shouldn’t entertain these so-called prophets who make no show while they lose more money. Zviri nani ku dealer naSekuru Tasvu vopa mademands avo ivo votaurirana kuti kana mwana auya vanopiwa mari yavo. Chokwadi I feel like Zimbabweans will help you fundraiser taona basa kuti rabatwa zvechokwadi. We can say sekuru Tasvu vadhura this and that but money is nothing over a child. Time is not on your side family. Act fast with or without the police.
@MaureenChimunya
Жыл бұрын
Munorevesa kuti mwana ane vakuru vakuru vepaSiwe including amai vaye vekuuya vachitora mai King kumba kwavo vane ruzivo
@Amarie077
Жыл бұрын
@@MaureenChimunya Ende zvakaoma. Ichokwadi. Musikana uya akaona mwana sveshuwa. Ikp kumasowe uku. Takaenda zvakakwana. May zgod protect this baby.
@MollenTevera
Жыл бұрын
True zvavakatoona kwaTasvu ndizvo chaizvo asi kut vakakasika kusiya vasat vaziva koenda nyaya apa mumatare macho vasina kutopinda kumuwana kuchanetsa
Hongu zvinorwadza asi musangot pano mabhadhara siyei moenda pamwe tangai maona kut hazviite hre kwete kungomhanya
@tarirobhunu131
Жыл бұрын
Munhu ane mwana adii kungoburitsa mwana asiya hake paa road
@wekwamazorodze8660
Жыл бұрын
Vanhu vakatora mwana ndeve pasowe apo for ritual purposes. That is why they chose kunamata pakashaikwa mwana instead of searching. That is why they never bothered to report the case kumapurisa. Vaida kupusisa baba King
@fungayierickrichardveremu2783
Жыл бұрын
Problem yevanhu ava havagutsikane ngavaitirwe dare ravo neminhu one vovimba nevzavanenge vachiudzwa asi mhuri iyi irikuda zvemapipi
Go back Kwa Tasvu. Musanakidzwe nekurebesa nyaya please
@VeronicaMufuka
Жыл бұрын
Dzokererai kwa sekuru tasvu
@tafadzwatapeza7840
Жыл бұрын
Dzokerai kwa Sekuru Tasvu
@mosesmushipe9062
Жыл бұрын
This family yaifana kupedza naTasvu, akangonoona zvaakaona but meaning yazvo haana ndopaanga akuchifanira kuchionana naSekuru dare rochigarwa vochitsanangurirwa, Ivo tomu tomu tsve vasiya, saka munobatsirika sei manje
@emerinamukaro
Жыл бұрын
Varikumhanya plus mapositori kushora n'anga
@NzwisisaiMuzenda
Жыл бұрын
Munomanyirireiko kusendera vanhu mari nhy imika hamuzivi kuti mbavha dzriko hre
@PatienceChigwiko
Жыл бұрын
Dai musina kutobva kwatasvu muchibva kuglass dai makatopinda mumatare same time haikonai kumhanya
@NhereraYenyika
Жыл бұрын
Mupurisa iyeye ndiye arikuziva kune mwana since iye ariye zvekare ane mwana aibvotomoka kutaura musi uya achiti mwana ndamuona akapfeka gemenzi ozoti futi haasiriye wandakaona handiti ainzi mwana wemupurisa here.mupurisa iyeye arimudhiri rekushaikwa kwemwana
@linahmukotekwa5475
Жыл бұрын
Mupurisa we munzvibo yenyu ane chaanoziva mark my words
@marvelousmuzuva1783
Жыл бұрын
Yes mupurisa uyoo first suspect why but whyyyyyyyyyy
Svagai Pastor Rusikira weku Seventh day Adventist church munobatsirwa kana muchida
@simbarashetazvihla4573
Жыл бұрын
They must not panic in when it comes to these types of problems... ngavagadzikane vanyatso ronga zvekuita not kuti pano bate wosiya. Why vakatadza dzokera kwasekuru tasvu kwavakanzi vadzoke.... 😢😢😢 zvopisa tsitsi especially the fact yekuti mwana aripai asi zvotsamwisa futi kuti mnotumira munhu wamusingazive mari apa muchiti amuna mari yekubhadhara anozikanwa uye anoita zvinoonekwa nenyika yese 😡😡
@ChiedzaTimiyo
Жыл бұрын
Yaaaa deee vadzokera kwasekuru Tasvu
@dasilva8081
Жыл бұрын
tasvu anoda mari yekuwanda. Isu takabvako tinee problm..I had to fly frm Canada bt tasvu takamutadza tikazobatsigwa kumwe
@KudakwasheBhaira-e1d
Жыл бұрын
Moyo waTasvu wakaoma sedombo
@PaloSant
Жыл бұрын
Vangaiwanepi $1500- 2000 yaidiwa ikoko?
@MagretImbayago-qs4nl
Жыл бұрын
Arikuidya chokwadi mari dzevanhu Tasvu
@i_love_beer
Жыл бұрын
Saka mari yakapiwa vekwaTasvu yakatongonyurazve?sekuru Tasvu havachavimbike vànhu vavo imbavha. You cant take advàntage of people's desparation. Better Sekuru Achapola vanogona kwete zviTasvu izvi nxaaa
@juniortichawona
Жыл бұрын
Drewmas Media ngadzirisanai nevanhu venyu vanezvipanera nhasi mativharira panze 🥺🥺🥺🥺🥺
Imboendai kwaSekuru .Bvunzamkombe.musape matsotsi ari kut tumirai mari pliz
@DorothyChitoro-vm4rd
Жыл бұрын
I think mhuri iyi inofanira kudzokera kwasekuru Tasvu nekuti dare rawo harina kupera
@drewmasmedia3856
Жыл бұрын
VABHADHARIREIWO MARI IRI KUDIKANWA
@wilfredmuhlahla763
Жыл бұрын
Problem vanosanganisa zvinhu zvakawanda nguva imwe chete kana vati sekuru voshanda nasekuru kwete maporofita sekuru hazvibude
@CarolineMike-xl2fh
Жыл бұрын
@@drewmasmedia3856ngavadzokere kwaTasvu nokuti dare harina kupera plus kana vachibuda pavidieo havabhadharre zve$1500us manyepo sekuru tasvu to the people
@leslymatura3526
Жыл бұрын
@@drewmasmedia3856mari yedare vakabvisa wani ngavaende rinopedziswa tonzwa zvinotevera mari ingatodikwa ndeye kuvasimudza kana vada izvozvo
@knowledgechinyemba205
Жыл бұрын
Munhu anobhadharwa asvika kumba kwenyu mari ahibhadhare asati ashanda munhu ende akuna muprofita anobhadharisa mari please ndezvechitsotsi chte
Ummmm varidzi vemwana plz musatumira Mari vanhu vamusingazivi, plz stop it. Muri kutorerwa Mari nematsotsi asiri kuda kukubatsirai. Sorry zvenyu
@TadiwanasheSengweni-zb7yg
Жыл бұрын
Police yadhakwaa haina fuel haina Mota tasvuuu ngaaite Basa pliz endai munopedzerwaa Hama pliz
@EileenMaugara
Жыл бұрын
Ko nhai madiiko kendal kwana prophet kuda Jose
@ethelf.muzenya-lj2pw
Жыл бұрын
Musadaro imi ko pagination makaona madzimai epa church nemadzibaba one wepachechi vakavharirwa sowe Rose vanoburitsa mwana. Varoyi mapostori. Munonyadzisa
@michaelmhlanga9367
Жыл бұрын
Murikupa sei vanhu mari ?? Muregewo dzungu
@PreciousMurambasvina
Жыл бұрын
Murikutambisa Nguva nemaporofita Aya ko Kwa Tasvu makaregereyi kuzondopinda mumatare makapinda mu glass mukaona chidzokerai kumatare ndokuti nyaya yemwana uyu muzive anemwana
@dorothycasale9424
Жыл бұрын
Ko sei baba ava vakapusa like this. varikutadza kuoona here kuti aya matsotsi aya. Kana munhu ari private investigator anofanira kuita basa first ozobhadharwa apedza. Haungotumira mari kumunhu ausingazive simply because ati anoziva kune mwana. Pamwe ndiye nyakuba mwana. MaZimbabweans rodzai pfungwa please!
This family yaifana kupedza naTasvu, akangonoona zvaakaona but meaning yazvo haana ndopaanga akuchifanira kuchionana naSekuru dare rochigarwa vochitsanangurirwa, Ivo tomu tomu tsve vasiya, saka munobatsirika sei manje
Prblm varikuzviita vanhu vakangwarisa Dai vakateedza kwaTasvu uko zvaitobuda manje iwo kwaTasvu Koda patient apa usina mari futi moda kumumhanyisa
@rodneystoddard2014
Жыл бұрын
Mupurisa ndiye ane mwana
@tsitsichigoche3347
Жыл бұрын
Musabhadhare plizvanhu ngavabatsire kana awanikwa isu sedrewmas toita mudeme deme
@moseskapfudzaruwa6194
Жыл бұрын
Where is Zimbabwe Cid and zrp i remember vachishanda better than kudarika mapurisa edzimwe nyika dzakatipoteredza ende vabereke vemwana ngavacbingwarawo kwete kungoitazvekupata vachipa MBAvha mari pliz mazimba taiziva muri vanhu vaibatsira vamwe panhamo nepamatambudziko
@memoryzenda7338
Жыл бұрын
Endai kuno vhota varume. Handiku udzirei peku vhota asi iwe wega kungonzwa nyaya uno ziva pekuno Isa x wako. Tagara Tino birwa like every other election iyoyo igaro ziva asi x wako enda kuno Isa
@tawandamuzinda8427
Жыл бұрын
Musazvite vakangwara endai kwaTasvu uko dzokerai anokubatsirai mukazviminipisa chero musina mari
Veduwe vanhu ava matsotsi shuwa zvamuri kupedzewa mari chete vanhu vacho vasingasviki mwari pindirai shuwa
@lindakaringa735
Жыл бұрын
VeDreamia/Drewmas media vadii kumbotibatirawo bhozhongora ane vaanotaura wani kt vakabatsira masimillar cases anenge iyi
@washingtonhumbasha2718
Жыл бұрын
Mwari ngavapindire munyika yedu yezimbabwe chokwadi mazara mbavha ende Havana tsitsi so ngatinamatei nomoyo mumwe kut matambudziko akadai asaramba achiwanda.. Mwana woshaikwa pachurch here hama uuuummm dai Mwari watipa Simba kut basa ravo riwoneke chokwadi
@wendychikukwa1654
Жыл бұрын
munyika hamuna ma true prophets. dai variko vaibatsira weduwe.kuzadza machurch zvenhema. why kukudza mari vachitadza kuita basa
@innocenthapazari8699
Жыл бұрын
Izvozvi zviri kuitwa nanaMadzibaba zvekuba mari zviri pachena hazvisingisi sei? Kuba ka uku; mapurisa ngaaite basa ka; kana vanhu vachifunga kuti munyika muchine mapurisa.
Пікірлер: 439