Mari ngaudzokere nokuti Haana Kana zvaakaitwa.zvenguva vese vakapezerana nguva .msikana anozoroorwa futi mkomana ochitsvagawo anoenderana n e status yake.
@user-jh7vf1bg8e
2 ай бұрын
Vakadya Mari ngavadzosere Mari 😂
@edmoretsede3988
2 ай бұрын
zvakaoma
@user-yq9rw1uy5z
2 ай бұрын
Ngavadzose mari yevaridzi.
@MarianKavhuru-sv3dl
2 ай бұрын
Mukadzi ari right tiza nelife yk iwe
@fortula.tichwagoramuog8784
2 ай бұрын
Enda Kwa Mambo kana uchida kunyepa ikoko mari yanyura!
@patiencechimwanda1204
2 ай бұрын
Varoyi variko hama dzangu kana mazogara
@user-dl3rz7fq8w
2 ай бұрын
Rova kweza tete 😂😂😂
@dephineTynoe-sq9bj
2 ай бұрын
😅😅😅Haaa mkadzi ngaande aa ningagarire izvozvo asi angadai akandiudza pachiri nenguva ndozoita zvekuzvibata ndega fut haa marriage yacho ngaipere
@TaropafadzwaMakichi
2 ай бұрын
Mkadzi asina chirwere uyo ngaasiye murume uyo aiziva zvari vabereki ngavadzose pfuma yake
@Smoyo
2 ай бұрын
No nzwa nzwa nzwa😅😅😅😂
@BarbrahTawabarira-ic4op
2 ай бұрын
mkadzi wekuroorwa nemurume ari positive ngaende kuchipatara ononotanga prep chete
@Chiherachashe2909
2 ай бұрын
It's true but munhu kana achiziva zvaari ngaataure before hazvisi kuita zvekumanikidzira vanhu ngavango dzidza kutaura chokwadi
Пікірлер: 35