this is the best generation in our entertainment industry as zimbabwe. the unity, the support, the quality, the progress even mai chisamba endorsed this. Munodadisa boys.
@TheDaveVlogs
3 ай бұрын
Haureve nhema
@TheDaveVlogs
3 ай бұрын
The unity is Amaizing
@Qaudbee
2 ай бұрын
I agree with you
@TonderaiArnold
3 ай бұрын
Ndakaona interview yako Leee nhacy ndaona ya Frets you guys muriku inspire vanhu vakat wandei munyika especially young generation but chikumbirowo changu kwauri Lee i think I'm the one of pple akaona talent rako uchi simuka and i urge you to be humble try your level best to be like frets the way he's answering interview unotoona he grow up in a Christian family vanhu tisu tinoku simudza uye kuku donhedza zvakare so zamawo Lee kuti especially team yawakatanga nayo unite guys awanirwawo nyasha namwari stand up but don't forget your colligues fear God aim higher all the best boys and girls ❤
@FretsDonzvo95
3 ай бұрын
Uchauya hako kwangu👀
@Dream_Chaser_Nation
3 ай бұрын
😂😂😂
@Elevate_Clips
3 ай бұрын
😂😂😂😂mjaya weDandarefu
@previousnedangura
3 ай бұрын
Kkkk
@vimbaibhokoro5439
3 ай бұрын
😅😅😅😅mibvunzo yarwadza kaa
@OtisNyamukoho
2 ай бұрын
But Frets what's your relationship na Gamu
@ivyzvomuya9647
2 ай бұрын
Asi ini matiles acho ndotoda kumboona awakaisa😂😂😂😂unogona kutorova comedy pamatiles angu😅😅😂😂😂
@alexiozenda713
2 ай бұрын
😅😅😅😅😅
@mr_deluzional
3 ай бұрын
"Hwahwa hunogona kukudzingisai pano kana musina hwenyu" only legends will understand this
@gondo17
3 ай бұрын
This was lively and lovely, rambai makabata kuti dzviii
@ThandiweMacheka-c8h
2 ай бұрын
Wakadini Leee mwanangu Ndafara kukuonai naFret Yu make my day go round ad round with happiness
@PhillipSadowera
2 ай бұрын
Haachashande mu government hre I remember rimwe skit achiti tirimo mu government imomu but mondigonera guys well done
@tdm1103
2 ай бұрын
Frets is humble from the way he speaks, His tone is respectful. Great work team
@leistennblvccMusic_zw
3 ай бұрын
Haaaaaa inini boiz ndonakirwa nemi mese one luv from Jozi buh ndobva Chtwn hangu
@christabelfambisa6605
26 күн бұрын
l love you both keep up the good work 🙏
@TonderaiArnold
3 ай бұрын
2017 wanga watosimba zvekuda mkadzi but Leee usadero 😂😂😂😂😂
@reubenmazambani2334
2 ай бұрын
😂😂😂😂😂 Lee Lee Lee wandiuraya nekuseka wena
@reubenmazambani2334
2 ай бұрын
Frets younger man I love your jokes zvekudaro ❤🎉
@anymorekarzola
2 ай бұрын
Keep pushing guys
@LogicalChambaOfficial
3 ай бұрын
Frets unoimba iwe usanzvenga chipo icho ndini ndrkutokuudza une chipo fut pakuimba apa
@MiklesTheMechanic
2 ай бұрын
I suggest umboita maskits uchipromoter tiling nemaceiling aunoita acho
@nigelmatupire2245
2 ай бұрын
This was fantastic, I really enjoyed this. Keep on keeping on guys, much love!
@silindiwemunhenga1845
2 ай бұрын
Interview and interviewer manyama. I laughed zvangu. Continue we want you to interview Ollah ipapa penyu apa.
@PetrosMarombedze-vu5wv
2 ай бұрын
You're the best guys, rambai makadzvanya
@ShepardMushuku
Ай бұрын
Ahhh imi vapfanha imi munondi inspire, I just wish 1 day I will meet up with you
@tanakagurajena1258
3 ай бұрын
😂😂😂😂this was more like a skit not an interview.Much love for you guys❤❤❤
@Pee-cobs
2 ай бұрын
And we're all going to ignore Comic: pane varikuimba type yemusic yako vakutoita mudumbu Frets: ahh ngavangotsvaga matissue, ndikuti ngavango relaxer zvavo 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@brendachirikure4185
2 ай бұрын
I cant believe i watched till the end 😊, the last part sealed it for me 😂yekuti mkomana acharamba hake kuti arimu government 👏👏.
@tash-tae
2 ай бұрын
😂😂😂Frets and Lee baddest combination. Munondinakidza, ndinoda hangu kugara nemi ndichingoseka. Laugh yafrets inotondisekesa pachayo. You are so talented vakomana imi.
@aymos_lingz
3 ай бұрын
Lee wacho akutovhunza kunge Comic Elder😂
@mr_deluzional
3 ай бұрын
This guy is never acting that's how he is
@aymos_lingz
3 ай бұрын
@@mr_deluzional saw that today
@monnietaah9583
3 ай бұрын
😂😂😂😂 Lee wacho aramba kuuya akati wakataurirana nani 😂😂😂😂
@TheDaveVlogs
3 ай бұрын
My favorite two comedians 😊😊😊😊😊 you guys are good
@EsterMaunganidze
3 ай бұрын
This is nice keep it up guys
@EvansHamunakwadi
3 ай бұрын
You're a ⭐ comic Elder 🙏🙏
@JaamessyWilliam
21 күн бұрын
Haaa Lee watii nhasi handis comic elder but mibvunzo yako ndeya comic elder 😂😂 Hanzi naFrets mibvunzo yauri kubvunza ndichaku bvunzawo 😂😂😂 Haaa munopedza guys keep de fire burning 🔥
@pepukaimabikire7212
Ай бұрын
Zvamunenge manga muchitorova imwe skit futi apa❤
@brightondreyrusere3142
2 ай бұрын
Unoputika ukazobvarukira, kutsemukira 😅😂 comic and fretz bless you my brethren Laughter is a big vibe to ur fans 😅😅 keep it up 💯
@nhlanhladube3290
3 ай бұрын
Makaipa guys it's the trousers matching ne pillow for me😂
@maxdesmall
2 ай бұрын
Guys keep up munogona 😅😅😅😅it's 00:00 but I've been laughing from this interview 😂😂😂😂munoita life yedu inake
@zonal2639
Ай бұрын
Ichii chodarika maskits coz ndiye liberty watoziva u are just humourous
Kutevedzera munhu pasina zvakaipa like usiri kuita mocking handione chakaipa, eg that guy anotevedzera president, ari so talented about it
@Equi-maxproductions
Ай бұрын
Hanzi kemikolda kkkkkkkkk😅 mufana uya airevesa kkkkkkk keep it up
@runcarz
2 ай бұрын
😂😂😂I’ve been avoiding to watch this, nhasi ndazowana time hahaa I was missing out
@TalentMaringamoyo
2 ай бұрын
Kkkkk me too
@ktm9853
3 ай бұрын
Frets pane hwahwa hunonzi alcohol free you can act drinking that it taste like beer but you won't get drunk for it contains no alcohol.
@chidocharenzva3086
2 ай бұрын
😂😂😂aaah hanzi ndakanetera book 4 coz kuenda kufazh everyday konetesa😂😂
@elyotmanyumbu4242
3 ай бұрын
This is more fun and educational..I'm requesting for more gents😊 Ndege dzishoma kudarika vanhu😂😂
@fungaimagumise4360
3 ай бұрын
Kashoma kuti munhu ari funny asave smart ...they are usually intelligent and it shows
@AlphaMachemedze
Ай бұрын
Ngarambe akadaro uyooo
@GodwillChambwe
3 ай бұрын
Guys mutori fire makadero....🎉🎉🎉🎉🎉ende muri kubvira musadzima mwenje...
@kundaimationi9508
3 ай бұрын
wagonawo pama mins apo tanga tanzwa nema 3 mins, isai malikes vese varikuwirirana neni
@eurooceania5562
2 ай бұрын
"Moyo kaa, 😂 Moyooo ndoda kukutaurirai zvimwe zvinhu." Vese vanonwa beer you can relate to that phrase. Ini hangu ndakamirira all the Zambezians ndinoti ndikangoribata ndorova 1 sip ndovhara bhodhoro ndogadzika pasi ndochitanga kunyatsotaura zvese ne 1 sip. Pandozonosvika ku 4 or 5 ma pints ndinenge ndakutaura nechirungu. 😂
@nhamosamanga977
2 ай бұрын
Uuuuum manyepa Frets, hwahwa mukasanwa hakuna anonwa saka kkk
@brianmakotore7
3 ай бұрын
Yu guys muri something else😂😂
@Natalie_diza
2 ай бұрын
this was nice, i really enjoyed this🥰
@richmoremayanga5675
2 ай бұрын
Kkkkk 😂😂😂😂 like ndichakubvudzawo
@RreezyJay
2 ай бұрын
Devided we fall,United we stand tall
@manasschibanda
2 ай бұрын
Keep the fire burning🔥
@takudzwanyanda3237
3 ай бұрын
It’s the shoe for me😂😂😂😂
@priscillahchiromudzimu1632
2 ай бұрын
Comic elder ndokudira kupenga kwako❤❤
@_kay___bee_1649
3 ай бұрын
comic wakapenga i have only watched the first 30 seconds haaa ndanakirwa
Пікірлер: 321