Asi ndimiwo munoti masabhuku angaenda nekupi varikuteedzera mukuru vavo ED kuti hunhu akarasa kare so mungaseke henyu sabhuku avo havana anovatsiura zvachose
@paidajiri1621
9 ай бұрын
Tsvoo kutaura nyaya dze women abuse takarasima nezve misangano.
@user-zv2jo2dr2u
10 ай бұрын
Sabhuku anechisimba Chisina basa imi vanhu wemuraini batai munhu please upenyu these days kuzimbabwe hwakaoma sabhuku ipfambi kuita zvavhara zipi kkkkk
@melodyzvimba7050
10 ай бұрын
52 yrs mai ava vanogeza
@naturezw3655
10 ай бұрын
Thank you Drewmas media for bringing these kind of stories to the public. We have many people who are being abused by these community leaders and some of the cases are swept under the carpet. May you take this case further with ZRP so that this herdman can be striped of his duties as a community leader. I hope Chief Nyamukoho will handle this matter without fear or favour. The late Chief Nyamukoho (Mapereke) was a no nonsense man and used to tackle cases like this in a very good way. Hope the current chief will follow suit.
@rightnyamushamba4442
10 ай бұрын
😊
@rightnyamushamba4442
10 ай бұрын
🎉
@rightnyamushamba4442
10 ай бұрын
🎉🎉🎉🎉
@rightnyamushamba4442
10 ай бұрын
😂🎉
@MarveMazonde-zq5kc
9 ай бұрын
Kusangana kwatiri kuita nhasi rave rimwe zuva # Dremasmedia taking you to another level
@EvermoreMuchingami
10 ай бұрын
Powerful women keep it up dear
@kudzaimagombedze5593
10 ай бұрын
Maivanofanirwa kutonga nyika ava vanogona ❤
@user-jj9zx9mn4h
10 ай бұрын
Vanhu vakadaro ava ndivo vanomanikidzira mavillagers kuvhotera pasingavhoterwi.Mai vataura zvine punch avo, vanofanira kuchengetedzwa vanhu ava, vari kutongwa pachiZanu
@ismailmukonyomikonyo0007
10 ай бұрын
Thank you Dremas to attend my blood sister's problem l like you sister for your cleverness
So heartbreaking how power can be to those without any protection from our leaders ,l feel heartbroken so sad people won't see heaven
@mainatie5164
10 ай бұрын
Aiwa sabhuku ngavasadaro onai nyaya iyi vanhu vatambudzwa here ngewamwe kudai. Nhai weduwe ndarwadziwa
@tendai4043
10 ай бұрын
Wooow this lady is she really 52?? She looks late 30s for sure.
@KudziMaranga-mc5ce
10 ай бұрын
yaaa mukadzi uyooo akasimba dai vari ama 2k vakatopa subhuku muriwo .mukoma neshamba chihera plz ndavasuva vamheresei
@blessblessing9181
10 ай бұрын
Mai avo. Type yavo yaivanze or kunyepa. Cash talk.. Love you mom
@killianahchikwekwe6539
10 ай бұрын
You are taking us to another level Neshamba❤
@iedrenkodzevu4264
10 ай бұрын
Thank you mama for standing out...Sabuk ngaatongwe accordingly...he is a heartless man....Maybe mama havasi vega who is facing th abuse...a lot of womans are facing the same abuse achitorarwa navo asi vanotya kuzvimiririra
@brightonnzenzema1485
10 ай бұрын
Sabhuku ngawabviswe pa chairs simple
@esierayner533
10 ай бұрын
(Usandione kunonoka ndangandichiuya) Dremas Media taking us to another level ❤
@marinahnyakatsveya
10 ай бұрын
Thank you drewmas nekuenda kumusha kwedu,ada kurwadza sabhuku iyeye shuwa and thank you aTaka nekumira muchitaura chokwadi chiripamoyo penyu zvorwadza
@briggette7925
10 ай бұрын
Yes, strong woman and full of self esteem given the circumstances I salute my fellow mubuja(Mtoko). Ndanyara fani zvikuitwa nekwasekuru kwamai wangu. Imiwoyeeeee...
@vachihoro
10 ай бұрын
Can't wait kuona sabhuku kwariti😂😂😂
@bridgetoparmoyomabulawa5519
10 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level..nhasi rava rimwe zuva ❤❤🎉
@MildredGuzhajena
10 ай бұрын
Taking us to another level ,thank u Neshamba
@user-tc9pb7gl4e
10 ай бұрын
Mabuja biyangu ,muripiko mhanduwe .Taita kunongwehwa isu .Mrehwa Mutoko bhora hwiba.Aye ndaita kudichihwa .Amoooo gonatsai kamu katauritsa nhaudzo kamu pekare
@headlightjiri2839
10 ай бұрын
Nyaya dzemuma village I surrender!!!!
@perkinsmarwisa5533
10 ай бұрын
The woman must have a phone to record each and every conversation yaanoita naSabhuku, kumuwachisa imbwa chaiyo, he deserves kugara mujeri,
Пікірлер: 289