I think kuguma koswedera hama ngatimire panzvimbo ummm zvakaoma kuurayana hakuchachisi kungotadzirana mupondana hakuchinawo here nzira dzekutaurirana nhaimiwee
@ronaldmangwendeza2409
2 күн бұрын
This woman is actually laughing. Let us be serious. No laughing matter.
@263times
2 күн бұрын
true haazzi maFunnies aya
@Rambi-zz1je
3 күн бұрын
Mogona kuverenga mukoma
@LoraineManyika
2 күн бұрын
Baba next time mupise chihembe chenyu ndicho chakakonzera kuti munhu afe 😢😢😢😢 Mega wonai kuti Munangarwa hapana kwaarikuenda nesu kuba chete chete saka masomeki akumupandukirawo muchabatanidzirwa imika kwanai
Пікірлер: 55