Babamudiki nhasi makadzikama ka kwete mhepo yamaitaura last week life will humble you
@giftalutadosipani3637
Жыл бұрын
Chakakosha kutanga kutonga munhu maona kuti iye pachake dzakakwana here or muri kutonga mhepo inovhuvhuta.Ini ndoona sekuti murume wacho hadzinyatsotambidzana moto mumusoro make ane ka element kekuzungaira zvishoma ana fuse imwe yakatsva .
Пікірлер: 48