Mambo kutenga mukadzi wemunhu mombe 5,mukadzi wacho mombe mbiri, kurarwa nhatu kuChikomba kurwara naye 5+4 =9 Kana anga asina kuroora 4 kwaatezvara 5 oisa mudanga + dzemukadzi
@TanyaradzwaKachuru
11 күн бұрын
Ma 1
@alicybakeki9803
11 күн бұрын
Zvinonzi makadya bota kangani not word remoshandisa iro pavanhu
@JessicaMukora
11 күн бұрын
Mambo uyu nevanhu vake havana hunhu zvedii kunyadzisira zvinonyadza
@ezekielwebocycross831
11 күн бұрын
Its bad kudya mukadzi wemunhu but pakuzobhadharisa mombe apo hure ngarirove pasi kwete kupfuma nehure saka mombe idzodzo unenge uhiti dzabvepi nonsense
@ltm454
11 күн бұрын
Kuripwa anofanira kuripwa asi mukadzi ngaarove pasi,
@JessicaMukora
11 күн бұрын
Vatomuchiva mukadzi uyu apa vachitonga nyaya nhai chii chakadaro dare iri harina kuchena
@tmaktmak1464
7 күн бұрын
Kana ini ndaitodawo kukasvira ndisingakazive kuti ndekemahwindi 😂
@ssam1430
11 күн бұрын
Conductor anga aripi Contactor pavaidyiwa muntu?
@alicybakeki9803
11 күн бұрын
Tiudzireiwo anonzi mambo uyo ataurewo manzwi akareruka samambo vanehunhu nxaa
Пікірлер: 30