Vagara havagone kutonga baba ava, his got his own issues chief ava, onevday is one day mirai muone, ED ndiye akuvaregerera netuma tare twevo twekubira vanhu mari nemombe, dai Mugabe aripo zvisiko zvese izvi, matsotsi aya vakapihwa go ahead na ED to do so kuti a gone kubira vanhu ma votes
@user-yx8em7zb6j
11 ай бұрын
Mkadzi uyu akayeñda nechikomba zvikano rampant mberi akufunga kumashure manje
@lynnetmadzima4140
11 ай бұрын
Saka wakaroorera second wife kuti umushandise kuchengeta mwana . Zvimwe zvatoroorerwa kuitiswa kwete rudo kkkk
@user-xu2ng6kp1s
11 ай бұрын
Chief ava vane hudzvanyiriri vachaurayisa vanhu neku manikidza kuti vanhu vagare vese vanotobhowa havagoni kutonga
Mumamisha mu it's either kuroyana or kuhurirana or both, ndiyo zimbabwe yacho
@prosperplumbers5098
11 ай бұрын
Chero mudhorobha ndizvo zviripo becoz its Zimbabwe community. Now in cities hakuchina kangaroo courts. Ukaenda ku civil court ndidzo nyaya dzacho .
@zvazvazva1270
11 ай бұрын
Kana vanhu vakadai vakavhota vanoziva here pekuvhotera. Shame.
@carolinesibanda7673
11 ай бұрын
Pfava
@JacobMzembe
11 ай бұрын
Ishona yekupi iyi?
@KendraLipsy
9 ай бұрын
This is nonsense kuchema mahara nekuti murume at I handichada, anga achida kuhura aripamba pemurume, ibasa remukadzi kuita mabasa epamba, chief munopenga one day is one day zvichakuwanayi, ushe madzoro
Пікірлер: 45