Voice rake nera JP zvakafanana even pakutaura futi, pride ndiyo ichadimbura rwendo
@rukweztale6948
Жыл бұрын
Don't be a cry baby be strong and let works fight for you , one thing about jah he is humble and his music fights for him
@natashsatsi2339
Жыл бұрын
Ane pride 😤 pride haikuendese anywhere try to be humble a little bit mukoma
@callypofficial34
Жыл бұрын
problem ndeyekt vanhu amudi munhu anotaura chokwadi
@dennymaravanyika7746
Жыл бұрын
This guy needs to have management or just an advisor otherwise he will fail to unleash his potential. He must also learn some business skills especially a business language. In business you have to be neutral not emotional and all the guys he you see on top they also faced what you're facing hence they managed to thrive through all thick and thin. JP wacho aitodzomirwawo kubudiriro ikoko kkkkk kubussiness hakushande tsitsi asi just utilize every opportunity and make use of it, when you overcome all obstacles and get to the top we call you a hero but failure to do so will you a mbwende. In conclusion don't create enemies in the business but customers and good friends coz after this interview vari kumusoro vatoona kuti haushandiki newe so zvicharema even to make you a curtain raiser coz your mind is full of negativity. All the best baba Troy.
@talentvimbaidhoro8670
Жыл бұрын
Haaa ba troy be humble wangu zviriko zvekuitwa comparison look at Mark Ngwazi akangonyarara akazvideredza akabvuma kti Macheso mudhara ndozvaka motiveta Macheso now mudhara arikusimudzira mupfana bvuma kudzika unosimuka mupfanha wangu
@paternostar
Жыл бұрын
I like baba Troy, he is genuine with himself and doesn't give obvious answers as fans expect, All the artist need to say openly kwete kunyara or kutya. Confidence dziri tii
@LesleyNChirwa
3 ай бұрын
Anyone who's here in 2024 wondering where does this man go
@admirelessietadzungaira2477
Жыл бұрын
Baba troy fight for your position in music ..l think music is something needs passion, patience and effort but don't blame jah p ...rule him out just sing your music
@phillthedrill
Жыл бұрын
The guy has good voice, but he rants too much about sabotage, he should focus on his growth without his anger on sabotage , the other reason he is being sabatoge, his he needs a manager who can navigate issues without emotions like him. Right now the interview he was focused on sabotage instead of just selling himself without mentioning names Interview gave more markering for JP than himsslf
@rackethubbub
Жыл бұрын
OLLAH LET A PERSON FINISH TALKING PLEASE. DON'T INTERRUPT THE GUEST
@gee9961
Жыл бұрын
Akuita hunhu hwatete tilder
@kundaichirunga5406
Жыл бұрын
Haa ba troy muri fan ra jah ndazviona kurova chero ne tenda👏🏿 Chete Jah ihomwe yenyika inokwana munhu wese. Jah IMhondoro yenyika iyo 🐐 The greatest of his generation
@nyatius5198
Жыл бұрын
waurikuti bhokii ndiyani mfanamiiii?
@jumanji7629
Жыл бұрын
Andy akazvitiza ,Nutty O vakatiza nana Tamuka na Gary Tight na Baba Harare kungonyarara zvavo bt JP and sabotager
@N.e.n.e.z
10 ай бұрын
Dj Tamuka is still very much together naJP iweeka on the 4th of November 2023 he held an Acoustic Night kuAvondale,Dj Tamuka was actually there looking all good🔥The album Chiremerera and MaitaBaba DJ Tamuka produced quite a lot of tracks from there iye naRodney...DJ Tamuka is forever family with MTM musangotaure zvinhu zvisiko😊
@Tafadzwa-v8z
10 ай бұрын
@@N.e.n.e.ztell them even paalbum ranutty O rethe mustard seed JP akaisa mabacking vocals ake.paalbum raexq ane 2 features ipapo. This guy pasong yake yeshungy used the dzamutsana beat and its a fact zviri pachena
@tawandachishatoofficial
Жыл бұрын
Ba Troy kana vachitaura i very much relate him to Stunner.
@AlbertSiziba-o8n
7 ай бұрын
Baba troy my favorite
@tawandanyoni4087
Жыл бұрын
I did listen to Mkoma ne Mkuru ava,,they are totally different
@ruvimbochatira2748
Жыл бұрын
But bho here kuti you just made this show about comparing Baba Troy na JP Let's try promoting and appreciating all our artist without tryna create issues or aggravating issues.Keep doing you Baba Troy
@khumbulanitmpofu3899
Жыл бұрын
Of course he sounds like JP but the interviewer was too much .. interview yese yanga iri ye comparing chete
@TheReacta
Жыл бұрын
I understand shungu dzrmurume uyu, success road is not straight, keep moving and thank God if you are facing challenges which means there's breakthrough.
@moemakelo2163
Жыл бұрын
Honestly there is no point for Ba Troy to blame JP for what he is going through
@wadlove_news
Жыл бұрын
Kana iwewe usati wakuda kubvuma pavanhu kuti ukuCoper Jah Prayzah ticharamba tichikuruma kusvika brain dzako dzadzoka panzvimbo… shungu dzemoyo wangu (beat) was Jah Prayzah’s project 😂😂😂 dzikama wangu be hamble
Olla ndiwe wakatadza ku introdusa artist he was already on fire 🔥 ndiwe wakamu disprespekta
@graarworshipgwazani
Жыл бұрын
olla iyi show aitadza iyi
@LegOfGal001
Жыл бұрын
How?
@graarworshipgwazani
Жыл бұрын
@@LegOfGal001 ummmmm ndichaziva kut sei ndaidaro he wasnt giving the guy time to explain aingoramba achingodzora the jah prayzah point of which haisi mhosva kah kana tese tikanzi ana tinashe
@traynathanmusic7030
Жыл бұрын
you can’t control fans uchazvionawo kana wane fan base yakakura🚮🚮🚮🚮🚮
Baba troy vari bhoo I like him bhora mberi wangu siyana nevanhu vasingakudi
@MarcelinoQuelino-sr9mg
10 ай бұрын
Olla waito nzwika une kaku saidhira Jah dako rako haugone kuenzanisa wakatengwa
@tacmakaveli3768
Жыл бұрын
Uyu ndewekushaya uyu
@amhomeimprovements
Жыл бұрын
The guy is talented listened to his latest production ....anogona zvake
@tapiwamugomba8881
Жыл бұрын
Truly speaking unorwadziwa na jah prayzah
@manuelmadzvimbo9267
Жыл бұрын
True Germany arikurira mukomana
@kundaichirunga5406
Жыл бұрын
😂😂😂😂 don't make me laugh
@realgnatiousmusic
Жыл бұрын
MAVOICES AKASIYANA zvako Baba Troy.....but its all about the melodies,content and delivery...........i relate panyaya iyoyo☺☺☺ usamira kudambra mangoma!!!
@precioussita6998
Жыл бұрын
JP asadaro asi tinomuda zvekuti but vasavharira vamwe panze ngavasuyewo vadiki vakurewo saiwo
@IsaiahMakiwa-fw1bc
Жыл бұрын
Sure Inga aita Mari kudhara jp
@LegOfGal001
Жыл бұрын
kkkk moitakunge musingazive Zimbabwe Music Industry it need to be unique JP apinda papi this guy is bitter and in mature akadzikama and learn anoenda kure but akaramba ane that attitude achafa achingopopotaa chete
@matthewmkondomkondo4734
Жыл бұрын
Anorwadziwa na Jah uyu
@kcartsclub
Жыл бұрын
This guy, Peter Moyo and Baba Harare vanotaura zvinhu sezvazviri, you can't die of depression of some fans vanofunga kuti ma artist vanhu vemasimbi. No to social media bullying.
@precioussita6998
Жыл бұрын
But I think J P anewo pride ndakabata futi zvaitaura Andy muridzo paya futi
@raymondmupanehari2660
11 ай бұрын
Olla utoriwo driving wawatumwa
@tatendakudakwashechiweshe3506
Жыл бұрын
Mfana ibenzi uyu. Ungauya pamhepo kuzoti isu music fans tirimbwa... Ngaasaita hasha dzisina basa but angoti chakanaka ndoo chinoteedzerwa, simple
@nomatermarume5875
Жыл бұрын
So if people vakakutuka you blame Jah prayzah becoz vatukwa mhata yako na 6 am everyday
@LegOfGal001
Жыл бұрын
@cdefire1836
Жыл бұрын
The guy is good and confident but iduzvi at the same time why kubva aita personal na JP zvekudaro.. your music will always pave way for your success not zvako zvekuti heee arikundigarira how nxaaa .. JP is bigger not zvake zvaari kusasa uyo .. inga akaimba shungu tikateerera . Ngaaimbe zvonakidza it will florish zvega satan
@jesca7368
Жыл бұрын
Shungu dzemoyo wangu ❤RIP mama
@shepherdsithole
Жыл бұрын
U are the best
@markmagwenzi9421
Жыл бұрын
Jp Andy ba Troy the sing 🎶 same type of music 🎶 apa vakutopedza interview uchingotaura zva Jp 😮
@dunmorerashayi3890
Жыл бұрын
baba troy I salute u
@Tsvara95
Жыл бұрын
but Ollah why turning a deaf ear and a blind eye to what Ba Troy is saying? Do you know that Jah praizah during his early days faced the same? Jah praizah was even asked kut how much do you want so that you don't go on stage to perform because unotibhohwa. so understand what Ba Troy is saying and even when he say wana Bhoki, he knows obstacles in that game.
@mangomakundai6296
Жыл бұрын
Ysh jah was once a crrtain raiser wakapfupi . Problem ina ba troy pride and ane bitterness..
@tapiwamugomba8881
Жыл бұрын
Hanzi dai murivamwe masiya kuzvitutumadza
@tawandakanyama9333
Жыл бұрын
Something is off about this guy. Seems he is upset his gimmick failed to work. Now he is being a crybaby. Too many gimmicks. He should just focus on developing his own unique brand.
@carltonsalanmusic1
Жыл бұрын
I like the fact yekuti hz admitting kuti ndimukoma ,
@thesoft543
Жыл бұрын
Uyo anonzi Ba Troy uyo anorwara nepfungwa uyo,,mambo garai pasi mugozoshandisa brain not kushandisa hasha padzisingashandi,,baba your song Shungu dzemoyo wangu makakopera song ya JP inonzi Dzamutsana hapana kana mibvunzo so Garai pasi mambo otherwise zvogona kutodhakwa zve career yenyu
@addymuvingi2194
Жыл бұрын
Mukomana uyu anogona Jah ngaasavhunduka, competition is healthy for music to grow.
@advicedamu6599
Жыл бұрын
Jah anopinda papi apa?
@carltonsalanmusic1
Жыл бұрын
Ollah plz host Oryanoe zw
@patiepaydachikuwe6447
Жыл бұрын
Ska aku blamer JP apindira papi... Izvozvo ndozvakumupa kuti tisamutambire nxaaa kambwa
@tavongauzu4630
Жыл бұрын
Ba Troy vaudze chokwani Ja anoita politics iwe unenzira
@IsaiahMakiwa-fw1bc
Жыл бұрын
Ndewe zanu jp
@N.e.n.e.z
6 ай бұрын
@@IsaiahMakiwa-fw1bc Him being Zanu has never made him sing like anyone. Akangopinda muindustry achingovawo fombo,achidzingwa kuma clubs uku and has walked the journey fearless to be where he is now Yes he is Zanu but zvopindirana papi nemusic? Baba Troy ngavangoita music iri unique chete
@lglifeisgracehumbleafrican2191
Жыл бұрын
Who bring in the issue of jah between ba troy ma ollah ......
@tinadhakwa2988
Жыл бұрын
That's guys soo fun
@moseschinembiri
Жыл бұрын
Matangiro awakaita show waka disrespecta BaTroy
@prosperralphmbulawa5502
Жыл бұрын
Saka ukupopotei , usatuka ma fans iwe JP hangaudzire mafans zvekuita
@fadzayinyangoni9528
Жыл бұрын
Murikuwanza hasha baba Troy. Imbomira blame game
@carltonsalanmusic1
Жыл бұрын
So the whole interview was all Abt Jah prayzah guys ka vanhu ngavambosiya zvekulouder tisupporte music
@georginajofisi1799
Жыл бұрын
Haaaa iwe pride too much hakuna kwaunoenda gara pasi hausvike kuna JP
@mangomakundai6296
Жыл бұрын
Ba Troy vanombornda pa FB here vachionw zvinoita vanhu btwn winky na JP ...and hapana vaimbi vano dhonzetwa tambo se ava .. Ini handisati ndamboona paanotukwa ini Kunyango takabvunza Troy anototaura kuti apa makaimba sa Jp
@Titanicmediazw
Жыл бұрын
Bitterness yedofo
@juliuschakupewa
Жыл бұрын
Misdirected anger from this wannabe... Apera achangotanga uyu
Aaaaa sinana naJP chiya chibaba iwe uchiri kure, (copycats)
@tinadhakwa2988
Жыл бұрын
Volume inombomira kunzwikwa
@vincentmurare7331
Жыл бұрын
Iri igidagoriya
@jumanji7629
Жыл бұрын
Oriyano na Ba Troy shuwa vari kuvhundutsa mkoma
@nomatermarume5875
Жыл бұрын
Kuvhundutsa mukoma iwo vachitedzera akatanga ne chinhu
@triip_zw9974
Жыл бұрын
BABA TROY 😂😂😂 Ndimambo
@HidzaGarikayi
Жыл бұрын
dj your line of questioning hostile to your guest.Improve
@ronaldmachipisa794
Жыл бұрын
JP apera
@mrsithole1
Жыл бұрын
Olla ruined this interview, he keeps going to likenin Ba Troy to JP. Listen to his voice talkin...harina kunyanya kusiyana neraJP
@LegOfGal001
Жыл бұрын
Coz the Baba Troy was bitter about JP wachoo
@Elchuku.
Жыл бұрын
Iwe urimoto iwe
@ceekes4958
Жыл бұрын
Ollah is biased on this one.
@OnlyInZimbabwe_Dzimbadzemabwe
2 ай бұрын
haaa honestly this guy is copying JP, plus kakuzvida ummm hazvizodi kudaro
@tapiwanashebanda5362
Жыл бұрын
You are too furious wangu
@nyatius5198
Жыл бұрын
akadzikama anoenda kure
@LegOfGal001
Жыл бұрын
FACT
@ChrisLincoln1
Жыл бұрын
😂😂😂😂
@BossGee2224
Жыл бұрын
Anga akabatwa😂 BaTroy
@traynathanmusic7030
Жыл бұрын
Uri copy cat iwe uda kuenda kumusoro kupi😂😂😂😂😂
@AllanChakachaka-qj9qt
Жыл бұрын
You can't come into the scene trying to imitate someone then expect that person to endorse you .
@itaimoyo3111
Жыл бұрын
Imbosiya mutoriro and be mature kugona unogona
@taonamadziva2826
Жыл бұрын
haa dzikama shaa une dzungu rakawandisa usade kuzviisa pausiri. fake forced accent + kuzvitutumadza ndosaka usina kwauri kuenda. zvininipise bharanzi iwe and be yourself. wtf!!
@melody1musvavairi977
Жыл бұрын
Uyu handichatomurerere uyu
@douglasmusiwechivi
Жыл бұрын
Banga iroro🔪
@ngoniegotore1492
Жыл бұрын
Can you allow me to laugh before I commit 😂😂😂😂😂 OK 1st ini uyu muface uyo handaimuziva uye nanhasi handisi kutombomuziva Wati I know is ataura kuti *mudhara wangu* 53 times on this interview and *shungu dzemoyo wangu* 37 times interview
@BrianSaburinyu-cl2mz
Жыл бұрын
JP ndewe sabotage
@VioletMagutakurima-sw4xc
7 ай бұрын
Aifanira kudiiko kuenda kwaari here. Chiiko. Asi akamakana naye kani Jp. Hanz 323 yaipisa kudhara kwakuuya issu. Hmm he needs to tone down a beat. He's good though but pride haina kwainomusvitsa.
@naturezw3655
Жыл бұрын
I'm with Baba Troy on this one. Jah Prayzah and his team has been sabotaging a lot of artists. Andy Muridzo and Tahle Wedzinza can testify to this that JP is a snake under grass. JP and his team influence a lot of DJs including Ollah who are on the payroll to frustrate artists like Baba Troy
@tayyygee6938
Жыл бұрын
Ollah is on the payroll???🤣🤣🤣
@N.e.n.e.z
10 ай бұрын
Yuhwiii saka ane mari zve Jah Prayzah kutosvika pakubhadhara naOllah wese eeehhh🙌😂😂ko iye Andy Muridzo achiri kuimba here? How was Tahle sabotaged nhaimi💁the only song she did which is actually popular and has over a million views is the one she did with JP...ndobva azodini?
@TalentMakowa-v5e
Жыл бұрын
Ollah unobvunza hako aaah ndabvuma hangu
@traynathanmusic7030
Жыл бұрын
Cry baby
@blessingchikwenda
Жыл бұрын
Success and Airplay is earned. Check kwakabva Jah he didn't move around asking DJs to play him. His music did it for him. Do not envie those ahead rather learn from them. Be humble and learn from Jah.
@tinadhakwa2988
Жыл бұрын
Volume inombomira kunzwikwa
@nomatermarume5875
Жыл бұрын
This guy is total wrong what does Jah prayzah does to him ,Jah Prayzah fight for his name without pulling someone down he does his music different from music yaiwa muzimbabwe b4 akapinda ne style yake ega
@SeanDelight
Жыл бұрын
Firstly I am disappointed na Ollah , he was focusing too much on Jah Prayzah instead of asking questions about the artist kuti timuzive ,what drives him and a whole lot of questions that could have put the artist out there to the fans - The guy is arrogant 💯% this might be his last nail in the coffin , he could have answered those questions in a diplomatic way dyooo iyo haiite . I listened to his music ,trust me he is a good artist , but handisi kuona future music industry , the fact yekuti haana manager it says a lot about hunhu hwake
@DenmoreMatimura-fh2cg
Жыл бұрын
The way u introduced batroy was funked up don't blame him
@MarcelinoQuelino-sr9mg
10 ай бұрын
Tru the guy was already pissed I introduction yekupi iyoyo
@jumanji7629
Жыл бұрын
Chapedza zvacho Ba Troy hanzi imimi ndimi musina kwamunoinda ini ndiri Pano wani🤣🤣🤣
Пікірлер: 168