This case was compromised the day Chief pavakaziva kuti this land involves Allen, that guy who is in Australia. Now, it's a battle of money and power (husabhuku) against mudhara uyo. Under normal circumstances, this land rightfully belongs to the old man, considering the number of years he has stayed on it...
@vladimirganzy256
Сағат бұрын
I don’t think so. What proof is there to support the ownership of the oldman? This case is complex pasina zvekutora masides. I don’t see corruption in this case but a complex one. The old man might be the rightful owner of the said piece of land but vanenge vane confusion pahu 3 hwavo😂😂nemwana wavo
@emmanuelmarashwa2697
46 минут бұрын
@@vladimirganzy256 enda kumusha kwenyu undobvunza mdara wako about proof of ownership paland yavanayo tiwone ikabuda....
@joonykids
50 минут бұрын
I think this one should go to the High Court. Mambo vanenge vagumirwa.
@ishmaelmutambara-zv2hb
Сағат бұрын
Chief vari kunyanya ku protector sabhuku Tabvuma avo inga dzimwe dzese nyaya munombogona wani ko apa inyaya ya Allen ari ku EUROPE here coz zvinhu zva1984
@vincentkashaka394
2 сағат бұрын
Mambo uyu anombodhomoka matongero ruudzii, haatonzwizise, akuhwanda nekuti criminal case yema bricks, nxaaa. Ivo vanobatsirana ne team ravo asi havadi kuti vatongwi vaitewo muonera pamwe, nyaya ine ma dates akare. Zera ramambo uyu kuti aitise vanhu mental maths after iye atora nguva achiverenga minwe hazvina kunaka.
@samuelngirazi9636
55 минут бұрын
BaTaps tipei mavideo tione kwete kuunza one one, hanti ngeedu here
@judx34
Сағат бұрын
I hope vekupiwa munda kare, will get it back.. Mambo u need to be fair apa
Mbuya vedu havachakwanisi kuuya kudare plz 96 she is old .
@tapiwamupapa8496
20 минут бұрын
chingovapai Minda yacho mutsvake pamwe makore ese ayo vaivepi vachitadza kutora munda uyoyo, chief ava vane side.
@PaulmuromboChitsike
3 сағат бұрын
Ndavepo🎉
@heatherevansnkomo8722
Сағат бұрын
Ko kuenda kuCourt. Dzinomborasikawo
@mwadas
26 минут бұрын
Mambo Mutasa yave suspect manje musi uno vakati vanhu vakagara before or just after Hondo havabviswi now paita munhu ari abroad vakuda kuti munhu abviswe
@zvazvazva1270
17 минут бұрын
Mambo uyu haachina musoro
@judx34
3 сағат бұрын
Taapo number 8🎉
@faraisimango720
2 сағат бұрын
Mmmmmmm sei dare iri riri against muridzi chaiye wemunda akatopiwa pachena ,and vakapiwa vari vatatu saka now sei vaakuda munhu wemunhu one ko vamwe 2 vavakapiwa navo?matongerwe enyaya iyi are not fair 😂😅
@biatricetengwa7382
26 минут бұрын
Mutasa waitadza nyaya iyi dai urimumwe waiendesa kumberi ,waita mutete, allow ppl to talk mudare ,ukuvharirei murume uyu kuti ataure
@zvazvazva1270
43 минут бұрын
Mambo ava havachagoni kutonga. Chokwadi chaicho mambo vashaisha
@LettyShawty
2 сағат бұрын
Seat number 7
@AnnaChauke-co1em
Сағат бұрын
Mambo musada kuomesa kana wapihwa chinhu une right yekupawo mumwe munhu.
@Exodus1075
3 сағат бұрын
Icho karanganda to the world not vamwe vaye vaye vaudzei hapamihwe mihwe paChief Mutasa
@biancatmabika3677
3 сағат бұрын
🎉🎉🎉🎉🎉
@annamabheura7030
Сағат бұрын
Munhu uyu ane makore mangani achibhadhara mutero?? Ndarwadziwa chaizvo, saka voendepi ivo vachembererapo
@MemoryTaruvinga
3 сағат бұрын
🎉
@justicemunyoro5408
3 сағат бұрын
Ndaiwepo
@vladimirganzy256
2 сағат бұрын
Ndaiyepo
@Vovo_om4
3 сағат бұрын
Anhuweeeeeee munonyaenda kumachechi ere 3minutes 34 views
@LettyShawty
2 сағат бұрын
Tiri ma Roma 😂😂😂😂
@A_JM585
2 сағат бұрын
Kubva zvandanzwa mharidzo yaMukotsanjera ,nxaaa mharidzo dzekwa Jesu Kristu ndakabva ndasiya ,ndakuita mharidzo dzerudo kuhama bhoo zvekuti 😂😂😂😂
Пікірлер: 46