Muneni (You are with me) feat. Minister Michael Mahendere
Published on 30 July 2021
Producer: Nigel Nyangombe
Available on all major online stores
Other songs:
• Bridget Ndanga - Highe...
• Bridget Ndanga It's Al...
Follow Bridget Ndanga:
Instagram: https//instagram.com/BridgetNdangaMusic
Facebook: / bridgetndangamusic
Ishe Jesu Mwari wangu
(Lord Jesus my God)
Makataura mushoko renyu
(You spoke through your word)
Makati Muneni nguvadzose
(You said you are with me all the time)
Handizotyi
(I won’t be afraid)
Makati Ndimi Mwari wangu,
(You said you are my God)
Ndisavhunduke
(I should never fear)
Mubatsiri wangu
(My present help)
Mandisimbisa
(You strengthen me)
Manditsiigira
(You are my support)
Chorus
Muri bako rekuwanda, mubatsiri panguva dzose
(You are my hiding place, my present help in all the time)
Muri nhare yekuwanda, mubatsiri wangu nguva dzose
(You are my refuge, my present help in all the time)
2. verse Duet MMM and Mrs NDANGA
Zuva nezuva, ndinozviyeuchidza (kuti)
(Every day I remind myself -that)
Arimandiri Mukuru , uye Anehanya neni
(Great is He who is me and He cares for me)
Munondichengeta Munondigonesa nguvadzose Ishe
(You protect me, you enable me all the time Oh Lord)
Munonditarisa hamukotsiri misi yose Ishe,
(You watch over me, you never slumber Oh Lord)
Jesu Ndimimoga
(Jesus It’s only you)
Chorus Repeat
Muribako rekuwanda , mubatsiri panguva dzose
(You are my hiding place, my present help in all the time)
Murinhare yekuwanda , mubatsiriwangu nguvadzose
(You are my refuge, my present help in all the time)
Hunyoro nenyasha dzenyu Mwari, zvinonditevera mazuva ose
(Your warmth and your grace Oh God are with me every day)
Ndicharamba ndichivimba nemi nguvadzose.
(I will forever trust in you all the time)
Chorus Repeat
Muribako rekuwanda , mubatsiri panguva dzose
(You are my hiding place, my present help in all the time)
Murinhare yekuwanda , mubatsiriwangu nguvadzose
(You are my refuge, my present help in all the time)
#muneni #ministermahendere #bridgetndangamusic
#zimgospel #afropraise #gospelmusic #christianmusic
Негізгі бет Muneni (Official Music Video) - Bridget Ndanga feat. Minister Michael Mahendere
Пікірлер: 141