Sekuru ava kuona kwangu vakachena vanogona kunge varikupfekedzwa dzimu rakaipa
@user-ru2cg2us9q
11 күн бұрын
Baba Taps vanhu available ngavaende kwaSekuru Tasvu
@mmc307
12 күн бұрын
Mhuri iyo yakaromba yose
@nomsanyika151
10 күн бұрын
Don't worry vafundisi vekwababa Guti vachazouyawo kana mukotsanjera auya inga wekwamugodhi akaperekedza wake member 😅😅😅😅akazosimudza matomhu.
@user-lf8ms6tv1o
13 күн бұрын
Mukotsanjera ❤❤❤
@evemudungwe168
11 күн бұрын
Pamwe aingove ma jokes
@JamesMandizvidza-yw8cm
12 күн бұрын
Mukonzanjere hero bsa ❤❤
@nomsanyika151
10 күн бұрын
Mambo Marange vakura vaya mukutovanetsawo zvenyu dai maenda kwana kwamambo Zimunya
@lukemunhumumwe7719
13 күн бұрын
Muchamama 😂sekuru Konjas's words
@patiencemujuru296
11 күн бұрын
Marange ngaachizorora asiirewo wamwe basa haangambodzigoni nyaya idzi dzakarebesa ngozi dzataurwa apa irefu.
@PATIENCESYMON
11 күн бұрын
Bba Taps ,in ndaona boys rechidik iri ndivo vakazvitsvagira vega
@user-ps5fy4rj6w
13 күн бұрын
Maita zvenyu bb Taps kna muripo ndinofa ne stress anhuweeee
@resinadhuura4192
13 күн бұрын
Nyika yakatakura veduwee
@Shady-xu9ct
6 күн бұрын
😂😂😂😂😂tendeukai kwababa guti imi zvipere
@PortiaPurazi-sd5eg
12 күн бұрын
Shevedzai Sekuru Mukotsanjera
@ndakazivamarisa7716
10 күн бұрын
Shumba nengozi Mukotsanjera ndiye akudiwa apa bb Taps.
@AnnoyedMountainGoat-xv5es
11 күн бұрын
Ndabva ndafunga John Maknda mwana wa Jonathan naye akangofa zvisinganzwisisike
@user-hb4cl2lm4o
13 күн бұрын
Wayeipo ere kuchuuuuu
@MbuyawaPuro
13 күн бұрын
Karanganda huchi baba🎉🎉
@killabplayn754
13 күн бұрын
Ka sekuru ako kakaende kwatsambe haa kaka funda asi Kano ziva zvizhinji. Vapei mukotsanjera kwete ka lady kebhibho Kaye hakagoni Matare mahombe akadii
@mollensaungweme1188
12 күн бұрын
Haa kamukadzi kebhibho kaya no
@tatendachidemo1908
12 күн бұрын
Haa kule varikurova chirungu hanzi ndiyo inonzi nevarungu deformation of character Confidence nekuteramira kurikuita kule uko vanenge vane mangoromera chete
Пікірлер: 509