''ZVAKAPERA'' Written & composed by Nargamr5star & Qounfuzed
Produced by: Buoytruth beats
Video by : Leoy v & Walle visuals
LYRICS
Ey ey ey
Taiti ticharorana
Hama dzichaungana
Rudo rwainatsobvira
Bvarapera semoto wemashanga
Taiti tichaita vana
Vatatu kana vana
Hapana aiziva kuti zvichaperera mukuchema
Dzaive nyaya
Nyaya dzerudo nyaya
Dzaive nyaya
Nyaya dzerudo nyaya
Dzaive nyaya
Nyaya dzerudo nyaya
Dzaive nyaya
Nyaya dzerudo nyaya
Zvakapera Zvakapera here
Zvakapera Zvakapera here
Zvakapera Zvakapera here
Zvakapera i shuwa here
Zvakapera Zvakapera here
Zvakapera Zvakapera here
Zvakapera Zvakapera here
Zvakapera
After everything zvatakaita babe woh
Tatorambana Tatorambana
Saka zvinhu zvese zvatakaronga babe woh
Wazvikanganwa Wazvikanganwa
Takanga tavakuspender kana the whole night
Pasina kana atombofona
Ndopandakatanga kutoona
Kuti zvakanga zvava zvekungofosana
Mari yandaiti ndichaenda nayo
Yakanga yava kutokwana oh no
Ko vana tsano
Zvandanga ndavakuwirirana navo
Dzese dzatova ngano
Zvatanga tatowirirana navo
Dzaive nyaya
Nyaya dzerudo nyaya
Dzaive nyaya
Nyaya dzerudo nyaya
Dzaive nyaya
Nyaya dzerudo nyaya
Dzaive nyaya
Nyaya dzerudo nyaya
Zvakapera zvapera here
Zvakapera zvapera here
Zvakapera zvapera here
Zvakapera i shuwa here
Zvakapera zvapera here
Zvakapera zvapera here
Zvakapera zvapera here
Zvakapera I shuwa here
Ey pepedu pepedu
Pane aimupa puresha chibhubhubhu
Ummm zvakaita ndirambwe
Apa ndaimuda zvekuti dhu
Taisimbisana tichifungidzira tichachembedzana
Ummm hapana hapana zvinozongopera semari muchikwama
Ummm ndakanga ndozivikanwa kumba nana mhamha kuita senge hama Ummm zvatakavimbisana zvikaenda nepamwe zvondibaya hana
Asi asi asi unodarireyi
Dai ukatambiswa ukatambiswa newaunaye
Mumoyo mako pasi unofarireyi
Dai ukatambiswa ukashandiswa newaunaye
Zvakapera Zvakapera here
Zvakapera Zvakapera here
Zvakapera Zvakapera here
Zvakapera i shuwa here
Zvakapera Zvakapera here
Zvakapera Zvakapera here
Zvakapera Zvakapera here
Zvakapera
Follow Nargamr5star
► / nargamr5star
► /
► /
► / nargamr5star
Music Platforms
►open.spotify.c...
►music.apple.co...
Recent Projects
Drinks - • QOUNFUZED - DRINKS/GOO...
Dzoka kumba tirare - • QOUNFUZED - DZOKA KUMB...
Zvironda - • QOUNFUZED - ZVIRONDA (...
Follo Qounfuzed
Instagram- (@qounfuzedzw) / qounfuzedzw
A 5ivestarEntertainment Presentation ©2021
Негізгі бет Музыка NARGA x QOUNFUZED - ZVAKAPERA (OFFICIAL VIDEO)
Пікірлер: 297