Ko ana Karanganda hamuitewo here zvema awards because you are number 1 your sound pictures everything is upto date you can't imagine you record outside maoko kwamuri Baba Taps
@EverestSimau
5 сағат бұрын
Iyi ndiyo mhepo chaiyo ,baba , number 1 of the year award ❤❤❤❤❤❤❤❤ iyi ine hobho zvinhu ,uuuuuuh
Mambo Mutasa varikugadairisa nyika. He doesn’t entertain mhepo dze fake idzi vanobvunza kusvika mhepo yacho yazvipiringisha yega. These are family grudges being settled vanhu vachihwanda kuseri kwe mhepo. Bvunzai mibvunzo kumhepo idzi kwete kungobvuma zvese zvaturwa nemagumba aya. Diagnosis from Tsoka hanzi pane zviro zvinoda kubviswa pamusha penyu. That’s as vague as it can get. Soon N’anga zhinji dzichatanga ku avoider kwaMutasa becoz he interrogates and doesn’t accept rubbish
@mellanyaningwe878
4 сағат бұрын
Kkkkk mhepo iyi iri kuda mkadzi anobvepi iye akauraiwa ne hama ari kuda kunyenga hadzvadzi hre
Пікірлер: 125