Sorry Hidy nezvaka itika kwauri. My suggestion is Handiti wakapihwa option yekuchengeta vana kana kuvadzorera ku n’anga yacho. Saka dzorera vana kwavakabva zvawati hauvadi Nekuti ukangoita mistake yekuti pawane chinoitika pavana ivavo unogadzirwa zvinogara zvakadaro. Unenge watozvi tsvagira ma tambudziko ari worse than what you are going through right now.
@user-ne4su1od3p
6 ай бұрын
Endesa Vana Kuna baba Vavo APA handiti zvhinhu zviri kukufiyira here ndomubairo wacho guys trust in God always .Vana ngavapihwe full care havatoziviwo all these stories of yours yekuda zvinhu😊
@chidzombapearl6641
6 ай бұрын
My sister keep those twins...kune vanodzoswa kumusha nekushaya mbereko... keep them and love them... you will be surprised tomorrow...I wish I had twins❤❤❤
@edgarmudamburi4681
6 ай бұрын
Vana kana vava kuma five years,enda unosiya kunababa vavo,kudeura ropa hakuiti,utange wafa mba kumaprofita usati wadzosera vana
@user-vc3qc9ex6k
3 ай бұрын
Izvi zvichireva kuti hakuna n'anga inogona kubatsira zviri straight zvisina maproblems mberi here...ko vana endesaka kunababa vacho pamwe havasitori vanhu ivo vawakabatwa wakafenda for 3 days dzese zvii zvavaiita kumunhu akavata unogona kutowana kuti there is more
@carolynmashingaidze3365
6 ай бұрын
Chengetai vana venyu mega, they did not ask to be born. Makazvitsvaga mega so why do they have to suffer. Mukavaendesa kun’anga what kind of a life are they going to live. Kana mazvipindura mibvunzo iyoyo mozozvivhunza kuti dei murimi vana ava maida kuti mai venyu vadii.
@user-bj1fe2zy3o
5 ай бұрын
Vana chengeto utevere jesu nevana,siya zvekubatsirwa nevanhu jesu mupenyu
@JosephKatsiga-zw9eh
5 ай бұрын
Done is done my dear sister please just take back your kids.. Please love them as they are its not their fault. Ndinotoziwa vana vakawandisa we n'anga Vakadzi vakawandisa vanoitiswa vana ne n'anga.. Dispite your class just please love your Twins.
@user-pp7pg3hm2i
6 ай бұрын
God is the one who gives u those children for pepose just keep on praying so that the will be know Jehovah
@user-pn7iy7ez4m
5 ай бұрын
Zvavo varicei ko vana vatadzei.
@user-wb4zn1yb8f
6 ай бұрын
Chengetai vana venyu kana kuvaendesa kuna baba vavo ,yakakunzwira tsitsi nyanga iyoyo ndai makapiw nyoka maitasei
@user-qh6ix9fc6w
6 ай бұрын
Vana Havana kanamhosva avaimi ndimimega makasvitsvaga kuvanavadiiyi zvavo chengeta wega vanaavo usaitire vana hutsinye Havana chavanoziva
@beautytenthani8488
4 ай бұрын
Yes kudzosera anga dzosere hake asi my question is havanomubate here zvakare coz uyu ndiwo nunyama kuchiviwa nen'anga here veduwee
@user-bl5yl3cx9r
6 ай бұрын
Sorry hidey,,you never know pamwe vana vako aren't the real humans,,, keep on praying and let them where there are or dzosera kuna sekuru kuya
@SinikiweToronga-sm5in
6 ай бұрын
Sha zvakaoma zvawakaita nenanga iyi but vana shamwari siya vana izvi zve classic zvawa kure zvisakupe kuuraya vana kana ukanzi wavauraya ne mushanga ndopauchaona kuti classic iye haishande endesa kumba kwavo
Ko hanty n'anga yakati munounza vana here kana musingade endesai kuna baba vacho. But yakaita hutsinye hayo chembere iyoyo
@mlondolozimlondolozisengwa5421
6 ай бұрын
Congratulations hidy, keep your children, Tomorrow will keep you too, when were you going to have twins in your life or in your family, jaah hana mhosva, vana havana mhosva, I don't blame you or n'anga I just say congratulations
@tmaktmak1464
5 ай бұрын
Jah haana mhosva😂😂
@user-wr5rk6ds5h
6 ай бұрын
Hanzvadzi zvakatoitika vana havana kna mhaka wena but chikuru usadeura ropa plus ndiwe wakaenda kunasekuru so ndizvo zvawakanotorawo ikoko nd since wakanzi unounza vana vangu kuno kna usingavade so pane kuvauraya better uvaendese nd even if ukarega kuvaendesa still vanoda kuona baba vavo
@user-cz1qc6jt1f
6 ай бұрын
Vachengete ukangovauraya kana kuva tambudza zvose zvaunazvo zvopararavo kana kuvaendesa kun'ganga iyoyo usafunge haizvioni zvaunoda kurongera vana vayo.
Sorry sister but handiakakuudza here kt usingavadi vaunze kwaari if u try to kill them remember u ar trying to kill yrself akakuudza wani waidza kuvaurayira mudumbu ende vana havana mhaka
@rhodahnkanoyangwa8399
6 ай бұрын
Prayfor them and ask God tobforgiven for seeking protection from diabolic entities.Psmals91;23 / darkness and light Watch Life is Spiritual
@varaidzojulias6216
2 ай бұрын
Kufa kwavo hakuiti nokuti kana newe wotofawo
@AnnahChipiro
6 ай бұрын
Iiii 😢😢 kubara kunorwadza dzosa hko vana avakun,anga iyi kuuraya vna vamwevarikutovashaya vnavatadzei iwe ndiwe wkatsvaga n,anga kutizvikufaire utorinedemon .rinokushandisa ukadekuvaurayandiwe uchatofa remember ropa ren,anga iyi ariurawi
@nessakaitano3241
6 ай бұрын
Very sorry amaini 😢
@shupikaiziwange3079
6 ай бұрын
Vamwe vanhu moyo wenyu wakaoma kuti gwaa chokwadi kuvenga vana nekuti uri we class or wakaitwa rapped here ne n'anga . Ko chivaendesa hako kwa baba vavo hazvisi better here. Zvawakaitwa zvakaipa but iwewe haunawo here vanhu vawakatadzirawo.
@user-zy1jc8sj6i
6 ай бұрын
Usawuraya vasiye vana vararame
@user-qh6ix9fc6w
6 ай бұрын
But vana haufaniri kuvaitira hutsinye vanaivavo vanogona kuzokuchengeta mangwana chengeta vanavako zvakaitika hazvichibnabasa
@mutsachokururama6187
6 ай бұрын
I don’t judge u kuti wakaenda kun’anga but zvayakazoita hazviite
@NomaThemba-bn5gm
4 ай бұрын
Hmmmm zwakaoma kani Vana avo it's your blood plz hapana chavaniziva idavana vako plz
@bornjustin7521
6 ай бұрын
I don't advance u kuuraya vana ava u rather give back kumuridzi wevana as he said to u
@user-et7zp5di3o
6 ай бұрын
Vanha avana chavanoziva avana kana mhosva
@ronaldorigava3113
6 ай бұрын
Love your children but never tell them their Father till death you can just tell them kuti your father was Dead
@user-gl9fu1lz9e
5 ай бұрын
Kutamba nenguva vanaivavo havaurawi
@AdelaideSamaritan
20 күн бұрын
Dzoserai vana kunababa vavo musaurYa vana chipo chinonva kunamwari
@annanyamugudza1327
6 ай бұрын
Usauraya vana pliz hapana chavanoziva
@carolinemuyambo8705
6 ай бұрын
Sorry dear tora vana vako uchengete Iwe ndiwe waka vaunza kunze please chengeta vana they are innocent uka vauraya you will never have peace in your life tora vana vako ugare navo uvape rudo rwara kwana uva udze chokwadi vazive dzinza ravo unga rambe vana nekuti baba havasi ye class yako Kune vanhu vaka wanda va tambura ne ku tsvaga mbereko So be there for ur kuds
Vana musauraye regai vachengetwe kwavari ikoko hapanawo chavanoziva
@ashanzanele3022
6 ай бұрын
Endesa vana kuna baba vavo kwete zvekufunga kuda kuvauraya vadii uchazovafunga zvako nerimwe gore
@user-hk6nk1dg3q
6 ай бұрын
Mainini kopamakabva kubatiwa chibharo makadii kuenda kumapurisa kana makana maka rwadziswa godobori akasungwa
@tre642
6 ай бұрын
Chengeta vana ivavo wega, don't hurt them . Wakaenda wenga ikoko unfortunately you didn't know the hidden condition. All that money you have . Now you talk about class , unogona kugumburwa ipo pasina dombo. You are lucky kuti hauna kurombeswa otherwise waipedza dzinza. One last thing remember you under binga cctv .
@user-yu5el2fq2x
6 ай бұрын
Sister chengetayi vana ivavavo nemoyo womubereki werudo hupenyu
@user-fs6lo4tz9v
6 ай бұрын
Very sorry nezvakaitika asi usauraya vana ivavo zvirinani udzosere kunabavawavo
@user-hs9xy8zs8f
6 ай бұрын
Please chengetai Vana venyu
@JenniferMahonye
6 ай бұрын
Once wauraya vana ivavo newe unofawo inga ukuti wakadzi usauraya wani ,chengeta vana ivavo ko uyo wauri kupa ndiye akakuendesa kun'anga ere chengeta wega vana vako iropa rako makatosunga ukama nasekuru 😂😂😂
Пікірлер: 65