Aimbova mutambi webhora Masimba Dinyero anotsanangura tsaona yaaka sangana nayo nevamwe vaakange ainavo mushure mekunge vakwira kombi yematsotsi vakabirwa mari , maphone nekuvharwa kumeso vachibva vanosiiwa parutivi pemugwagwa vasina kupfeka
- Күн бұрын
"Ndakakwira kombi yematsotsi ndikabirwa nekubviswa hembe kusara ndiri musvo" - Masimba Dinyero
- Рет қаралды 38,667
Пікірлер: 183