Iyi iSpecial case which the government must intervene
@haisonmuzungu753
2 ай бұрын
Very true
@charlesmudzingwa
2 ай бұрын
Manje muzimbabwe hamuna government
@BesterHazvina
2 ай бұрын
@@mikenyakudya3251 we don't have government in zim tine mauto
@auxilliahmaramidzi9016
2 ай бұрын
@@charlesmudzingwataura hako
@InnocentNkani
2 ай бұрын
😂😂😂😂 zvakaoma hazvo
@cleophastinashedamiano
2 ай бұрын
Ndabatikana. Can't control my tears. Mwari vekudenga vanokunda kuziva kwese inzwai kuchema kwemwana wenyu. Living without parents zvinorema apa aichengeteswa mombe pasina rubatsiro.
@kudzaimlambo4687
2 ай бұрын
It is well ❣️
@KennedyGomo
2 ай бұрын
Very sad mubutsitsei abatsirike hurumende Basa iro honai mwana wenyu
Chokwadi hama asi hurumende yacho ine hutsinye iyi havanei neminhu ava
@nezbertdhliwayo7080
2 ай бұрын
Muzimbabwe hamuna hurumende
@Auntie134
Ай бұрын
Slymedia muzotipawo update. Nyaya iyi yandirwadza
@godwingwatidzo3980
2 ай бұрын
Matambudziko aya ndoo anofanirwa kuti hurumende ipindire
@claitosverengera117
2 ай бұрын
Chokwadi
@clotildachamhuna1448
2 ай бұрын
Ndabatikana veduwe aigodiiko veduwe akatadza hake asi anoda kubatsirwa
@petdube3722
2 ай бұрын
This is sad honestly why didn't the parents help.this child when he was young. This is one of the strongest cases where the government and the pastors should intervene
@petdube3722
2 ай бұрын
His family failed him big-time
@FaithScoobie
2 ай бұрын
Your situation is not permanent Mwari ngaa turn ma tables for your we love u
@RodneyGore-yd7gd
2 ай бұрын
I sorry about my first comment ndazopedza the whole story my Sister, Brother have faith God loves u even, me u shall overcome ❤
@KarenMukuku
2 ай бұрын
Ndarwadziwa hangu neraramo yemwana uyu😭😭😭😭😭
@pacienciamatchinga100
2 ай бұрын
He is a strong young child
@zimlatest1081
2 ай бұрын
mubatsirei kwete kutsvaga content
@JamiaSamu
2 ай бұрын
Ko Sly modii nyaya dzakadai motsvagirawo rubatsiro. Zvatinoona ana tete Tilder vachiita. Sometimes tozoona nyaya dzamatanga dzopwdziswa nevamwe.
@SlyMediaTv
2 ай бұрын
Thanks for the advice. We do a lot of, however those efforts are not seen because mostly we are not successful therefore we can not publish that so and so we approached did not help us 😢 however we keep trying . Thanks for your support
@AnnieMhoya
2 ай бұрын
Zim government is full of nonsense mwana aifanira kuoperetwa achangozvarwa ivo vakusiya mwana akadaro
Trusting God for your blessings. Alvin, for your genuinness, God will truly set you free. Eish, God is in control, may He meet you at your points of need. Shalom.
@rashychikwana6
2 ай бұрын
Iwe Pella wakutibhohwa manje unozviona kunge kunzi gogo wakura here ku respect
@jaspernambala
2 ай бұрын
Kuda varume too much
@tracylyson1371
2 ай бұрын
Ende anobhowa ende ahanzwe futi kakawanda tichimutsiura
@EdifyMukuvari
2 ай бұрын
Nhayi zvako zvandibhowa
@EdifyMukuvari
2 ай бұрын
Kuzama kuzvishingiss mwana ari kurwadxiwa
@kennethmukuvari7648
2 ай бұрын
Uyu dai vamubudisa caz hapana zvaaikwanisa kuita chero dai uriwewo waidii kunze kwekutengesa mombe idzodzo kuti ndibatsirike
@pacienciamatchinga100
2 ай бұрын
😢😢😢😢May the Lord God jntervene... Coz Government chaiyo hatina...
@aminaamina43
2 ай бұрын
Shameee very sorry my brother ndachema zvangu ndanzwa tsitsi ndinefriend akazvarwa aine nhengo mbiri but aka operetwa arimucheche akasara nenhengo one.yechikadzi atokura but akazvara mwana one ndobva zvatovharana unfortunately mwana wacho.akabva afa arimudiki nanhasi zvemwana zvirikuramba but mupenyu zvake very healthy batsirwa my brother 😢❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ sending ❤️
@KudzaiSamson
2 ай бұрын
Yah ma1 chaiwo she's so confused hake .He just wanted to help himself
@julietchivhanga3054
2 ай бұрын
Aah she/ he
@NellyMoyo-ik6ex
2 ай бұрын
Ndarwadziwa zvangu im sorie my dear
@RuvimboMadzuramhende
2 ай бұрын
Shame ndarwadziwa stay strong God is in control
@Jozi-db8nu
2 ай бұрын
😢😢😢 but why gvmnt yedu ichivharira vanhu vakadai asi siye kutovabatsira
Dei wakatanga wakumbira vana mbuya before watengesa. Mombe dzavo.Good luck❤
@TanahMaiTinhonho
2 ай бұрын
Matambudziko akadai ndooekuti hama dziise musoro pamwechete vabatsirewo mwana uyu,, akatadza kutengesa danga remombe achida kupedza dambudziko zvino dambudziko haripedzwe nerimwe dambudziko mainini. Wish you the best
@MildredChipikiri
2 ай бұрын
Uuum dei awana vanomubatsira shuwa
@isaacpinielo
2 ай бұрын
This is a heartbreaking story indeed. It seems like this guy made a mistake, but his intentions were pure. 💔 My heart goes out to him. I wish he gets assistance whether it’s financial assistance, words of encouragement, or simply sharing his story.
Yea we know mwana uyu akatadza veduwe its not easy situation yakadai yakaoma.chokwadi kurarama usingazive kuti ndiri mukadzi or murume.vanhu vakadai ndovanofanirwa kuitirwa ma go fund vabatsirikane nekuti ari zvaari izvozvi haatozive kuti ndicharoora ere or kurorw zviri so confusing.if you look at his face his emotional ane trauma ahana confidence face yake izere ne nepain chaiyo kushungurudzika its not easy dai Mwari apindira awanawo help yaaa vanhu tine ma problems akasina mufunge and unozorora.tototenda vakamuisa mucell rake dai izvozvi ari kutambudzwa nevamwe varume soo zvinechinangwa kupinda mujeri the world now know achawana mubatsiri God is with you boy ❤
@sinikiwencube9663
2 ай бұрын
Ummm ndarwadziwa😢.
@GamuchiraiThelmahChabwana
2 ай бұрын
My heart dropped😢
@YvonneMalota-in9jh
2 ай бұрын
Think his parents vaida mwana mkomana bcz from the look of things akawandira kuchikadzi, I pray he meets his destiny helper soon
@Widzo3.3
2 ай бұрын
He's in pain. God intervene! You will find help
@clevermukaira4062
2 ай бұрын
Waiting
@abilitymatopi6654
2 ай бұрын
Ndanzwa tsitsi wedu woyeee
@gadzikwapauline
2 ай бұрын
Zvakaoma shame ndarwadziwa 😢😢
@nyashabuwerimwe-sw6qu
2 ай бұрын
And he is so yng Alvin
@freegracesibanda690
2 ай бұрын
Thank God ari mucell make ega
@remingtonsuvo7930
2 ай бұрын
Dai varega kumusanganisa nevarume mujeri umo, anotsemurwa nevarume umo
@@vivianmakovere7077vakagonesesa vaimu abuser mabhanditi aya
@mimmssamuriwo5958
2 ай бұрын
They did well. Because vaimuisa kupi vakamuisa kwevakadzi vaityawo kuti pamwe anorara navo akaiswa kuvarume vaitozo muraper kwese. So kwaari he’s protected. I feel sorry for him/her
@Ashley-up6xy
2 ай бұрын
😢😢 zvinonzwisa tsitsi
@tendaibasera7421
2 ай бұрын
Darwadziwa mufunge mwana wekumusha kwedu uyu
@aidynkwakwa6768
2 ай бұрын
Some presentors are just a turn off
@seniorlecturer
2 ай бұрын
Kkkkk hautogone kunyora pakati presenters 😂😂 asi you busy judging mumwe munhu
@aidynkwakwa6768
2 ай бұрын
@seniorlecturer at least its just a typo. Uyu magariro. She is simply not good . Its her job she needs a bit more coaching
@seniorlecturer
2 ай бұрын
You are just hating iwe ...ofcoz its her job I'm sure she is also trying her best
Yaa ma1 zveshuwa. Problem vanhu vacho vane mari muZim vano splasher mari dzavo vachipa vanhu vasingatamburi yet varipo vane need chaiyo chaiyo iri serious. God help us
@IreneNdlovu-q3d
2 ай бұрын
Ndarwadziwa😢😢😢
@mimimuzenda6752
2 ай бұрын
Uyu inhubu chaiyo. Shuwa kutngesa mombe 8
@ImmaculateChinembi
2 ай бұрын
Vinorwadza shame😢
@lizzymazambara1002
2 ай бұрын
Ndiri kutengesa hama dzekwa Baba
@giftmavhunga4222
2 ай бұрын
Uuuummm vanhu tinoti tine nhamo hedu bt ukanzwa nyaya dzevamwe unowona kt uri ndani kudai mwari vatitungamirira
@tafarapaul
2 ай бұрын
At least he is safe because a lot could have happened behind bars.
@azurecoast1537
2 ай бұрын
Let's hope after this program muchakwanisa kubatsira mwana ichi chihurumende chamnangagwa ndechematuzvi basa kuponda vanhu chete ndozvanoziva
@Fafie-c6c
2 ай бұрын
Kkk
@TeteMadhuve
2 ай бұрын
Ndarwadziwa veduwee munhu wekumaraini kwedu and I didn't know kut ndozvaadi 😢😢
This is very sad, ndabatikana but ana Gogo vanga vasingakwanise kumuregerera here on the basis that mombe dzakaRecovhwa?
@magnahgwishiri2287
2 ай бұрын
Akabhaisa kusazopedzisa community service
@SheilaKunatsa
2 ай бұрын
Hey ndabatikana veduwe Government ndiyo inofanira kubatsira vanhu vakadai ava nemaoperation coz kana achienda kuperiod atori mukadzi chaiye
@Moniquechiqous8052
2 ай бұрын
Yah zvakaoma ndanzwa tsitsi
@nokuthulankomo6657
2 ай бұрын
Aaaah ngaasungwe , Saka wotadza nokuti une dambudziko here, mbavha dzinenge dzisitorina chekubata asi kuba nekuuraya in the process ndedzimwe mhosva . Ange asina mvumo itsotsi uyo . Ko akadii kubvunza vabereki kana vehukama kuti mati ndiite sei . Mhosva imhosva Haina mupanda
@WhisperkaysKatema
2 ай бұрын
Uummm musadaro amana nyama yemusoro ziva neyako mwana uyu atori pama1 zvinotoda help musatamba nekuita nhengo mbiri you're just saying this coz iwe uri normal...mamwe mashoko zivai pekuperera ukamuzvara wakadaro unomusiya akadaro here
@erriemathew5680
2 ай бұрын
Who feels it knows it
@FortunateMabara
2 ай бұрын
Uuuuuu nhayi mwari 😢
@AbigirlMuvi
2 ай бұрын
Yaaah life ma1
@soulsamson5816
2 ай бұрын
Touching story man life not easy for this young guy
Пікірлер: 302