Everyday for the thief and one day for the owner msoro bhangu
@FlorenceCount-nl1uc
8 ай бұрын
Second confession ndakuziva iwe sascum 😏😏😏 ndoda kuvaudza😏😏
@Chichi_Lyons08
8 ай бұрын
Nhai iwe number 2! Musoro bhangu isu newe ndiyani ? Ahutombonyara kutotora nguva yako kunyora nyaya yakadayi NXAA! the day rauchabatwa ne brother yako ndo pauchaona kuti musorobhangu ndi’ani 🙄
@LindaMabhawa
8 ай бұрын
Confession 2 utori mosoro bhangu siyana na gulez
@PreciousBondera
8 ай бұрын
😂bamnin ndimi musoro bhangu isu tadii zvedu nakiranai ikoko mozouya ne part 2 kana matikidzwa
@GraceMapfumo-ep9tx
8 ай бұрын
Ngaapiwe mari inoenderana nemombe dzaakabhadhara kumurume akamuuraisa iye dai aipfukira munhu akamuuraya chaiye chaiye
@annastanciashumba7398
7 ай бұрын
Thts very true ngaamukukire akamuuraya
@Moniquechiqous8052
8 ай бұрын
2 confession. Ohk tiri ana musoro bhangu but kukuudza chokwadi ukutamba nemadhaka pasina mvura. Haupengi iwe kwana
@Leechina-wp5hf
8 ай бұрын
Bamnini musoro bhangu ndiwe respect your brother msoro bhanu😅
@EstherChivende
8 ай бұрын
Bhangulet at the end uchapesa nemkoma wako nekuda zviro watadzaneyi kutsvaga wako musikana itamushe bhanguza😂😂
@PropheticChannel-cl9jc
8 ай бұрын
Bmnin ndimi msoro hangu, vakuru vakati chisi hachieri musi wacharimwa nyaya ichapanduka gore ramuchafunga kuti ndakuda kuita Msikana wangu ndiroore ndiite mhuri yangu ipapo here much adzoka futi makutiudza, maguru vakakuitirai shanje dzinobvira moto chaidzo zvekusatomboonana ne mkadzi wamuchada kuzoroora gore iroro here hangu kana mkoma vachaziva zvaiitika hapana secret is ingabude pachena pasi pe zuva zvinga tore makore asi zvinobuda chete when you least expect it
@pearlmambinge451
8 ай бұрын
1st confession Mainini handiti ndimi makarongera shamwari yenyu pamunhu wamusingazive. Nyatsotaurai nyaya yenyu. Munoziva kuti shamwari yenyu yaisafarira basa iri sekutaura kwenyu. Apa gadzirisai nyaya, taurirai hama dzeshamwari yenyu zvakaitika.
@khotsomakokotlela8002
8 ай бұрын
2nd confession 🎉, bamnini kwanai imi tsvakai wenyu mukadzi musiyane nemkadz wamkoma if you love your brother.
@khotsomakokotlela8002
8 ай бұрын
Hi aunty Mamoe, mukuwedzera kunaka, ne voice renyu yuhwii ndanakigwa. Vakomana, vanhu before muchiita zvinhu fungai please, handiti unoona kuti wakashandisiwa, now Ngozi yakasundigwa kwauri, now iwewe ndiwe wakutambura baba ivavo vainge vanemushonga unotyisa. This is a lesson to us murume or mukadz haatsvakigwi munhu
@BlessingMasango-lj4po
2 ай бұрын
Chisi hachiyeri musi wacharimwa iwe bhangu
@ReginaShoko
8 ай бұрын
Haaa..haaa iwe kwana..mukadzi womukoma wako ka uyu.benzi romunhu.ukabathwa urinyama iwe..siya mukadzi womukoma.
@biggest5741
8 ай бұрын
Musoro bhangu ndiyani iwe pfambi nesu. 2nd COnfession uchakohwa hako
@SiphoNdlovu-of3fb
8 ай бұрын
2 confession your day is coming and you will lose your brother. This won't end well
@gracechizororo8238
8 ай бұрын
Ummmm bhanguka ukwane iwe results are on the way 😂
@EstherMusekiwa-k6o
8 ай бұрын
Ndiwe bhangu mukuru unopenga iwe siyana.nechembere iyo sei uchidaro bufhi vako narwadziwa
@PriscillarNcube-lh9gd
8 ай бұрын
Kkkkk hanzi vana musoro bhangu iiiii zwakaoma
@gracechizororo8238
8 ай бұрын
First confession ummm 😢😢 I'm very sorry my dear I hope makasiya basa renyu
Soro bhangu ndiwe satani chaiye unotenda mukoma wako nevhivi and wotodada nazvo. Uchaona pauchati wodao wako mukadzi chichakubakira namaiguru ivavo. Haunyari nei and you don't have respect unoti bhangu Ani wako iwe uchiita hutsinye😊
Пікірлер: 30