1#Confession very very sorry imbotaurai nemapurisa also a lawyer for justice of your son..That diary or suicide note it is hard eveidnce..Plus don't Go to that church or associate with pple frm it
@donaldpaulo9794
2 ай бұрын
The love of money is the root of all evil, sis makachiva marii
Uuum pastor vako vada kukusenzesa hapana blessing apa unogona kufawo iwewe mapastor enazuvano hurombwa run with your life.
@AgnessMunyunyu
2 ай бұрын
Musikana we kurara nasugar daddy enda kwaProphet miracle Paul please vanobatsira
@ulimaulima7104
2 ай бұрын
1 st confession: The God of VENGEANCE JUSTICE and WAR!
@monalisakaetano8083
2 ай бұрын
3# Ane hembe ku Ex boyfriend best kutanga wanamata before wabotora..Then wonamata futi afterwards but l suggest u don't wear them best kupa ma Street Kids or kupa vamwewo vanotambura..Wonamata futi kuti zvawapa vanotambura Mwari vakusunungure pane zvose zvakaipa zvingaitwa
@stivinmasunda4679
2 ай бұрын
Report to the police to help others. The perpetrator should be arrested
@preciousnhau2866
2 ай бұрын
Msu inebasa nechipfambi ichi mmm. Haa mari inechitema shuwa am sorry gel mari inoshandirwa not yakapfava iyi 😢😢😢 first confession am sorry. Ladies ngatidzidze kuterera vana vedu tisarasikiŕwe nevana its painful
@stivinmasunda4679
2 ай бұрын
2nd Confession....so sorry..May God have mercy on you
Aunt Mamoyo, advice the girl to get hold of Mike Pasi.
@jehovahjireh566
2 ай бұрын
ladies please never leave your clothes in your boyfriend's house. people are wicked out there. mainini go and get your clothes but burn them.
@ulimaulima7104
2 ай бұрын
1 st confession: Never throw away that diary Always go to your prayer altar with the diary and present the matter before God Never, Ever must you throw away that diary!
@puritymoyo3933
2 ай бұрын
Third confession take your things uzvipise
@sithembisoncube8361
2 ай бұрын
Morning tete First here🎉
@user-sc3yy6yk4q
2 ай бұрын
Ummm pastor avo mwari ngaave navo mwana wavo ngaazorore murugare
@user-sc3yy6yk4q
2 ай бұрын
Hello tetez and fam ❤❤❤
@stivinmasunda4679
2 ай бұрын
Last confession....please find out more before commitment. What caused the miscarriages and eventually death of the 1st wife. The same pains will be waiting for you
@Dadirai-xg3no
2 ай бұрын
Ini kuchurch ndakasiya kare zvangu ndonamatira kumba zvangu. Handidi zvondinetsa chindiudzai mwana akafa ndagwadziwa😭😭😭
@puritymoyo3933
2 ай бұрын
😢😢😢😢😢 second confection eish sorry hako of course you make a mistake but I feel sorry may God have on you 😔
@esterdube8894
2 ай бұрын
Last confession, pastor yoo mwanasikana ita murume wekuzvi sarudzira. I don't trust that kind of blessing noo
@tre642
2 ай бұрын
1# muyendere kunguwo tsvuku iwe
@jehovahjireh566
2 ай бұрын
Last confession, this is marriage not a game. They shouldn't be pushing you into this. Marriage is a challenge with the person you choose for yourself what more someone you have no connection with and an older man who you will not relate to .
@christinakanyemba2797
2 ай бұрын
1st confession enda kwaMiracle Paul in Chitungwiza
@tre642
2 ай бұрын
3# enda kumaporofita first before you go
@neliarubacha
2 ай бұрын
roorwa napastor iwe handit mukadz wavo akafa hre
@lingiwemhlanga2497
2 ай бұрын
Mwana wehonye edza kurara wakaisa salt kunhengo pamwe zvichabatsira
@lizbertify
2 ай бұрын
Last confession wekudiwa na Pastor....honestly it sounds like muri kuvafarira pastor ava if you pause the questions that you were asking. And if so, there's nothing wrong with it as he is a single guy. Garai pasi na amai venyu movaudza. Age yavo is it a concern to you? Since zvapindirwa nema elders, amai venyu munhu mukuru and can understand. Pastor has mourned his wife and is ready to move on since mati it's been years. Kana muchivada ini handioni chakaipa because it sounds mu church menyu munoitwa zvine protocol mukati and that's what the elders have done, to sit you down. Mukurakidza you had respect for him and his late wife and that's commendable. I don't see you as betraying his wife unless kana pane zvamakaita nababa ava before the wife passed away. Also chii chaiita kuti wife aite ma miscarriage? That would be my biggest concern.
@sharonshawarira6482
2 ай бұрын
Hi and viewers ndokumbirawo support
@yeukaimusunza3023
2 ай бұрын
Saka muchangora badzi go-o Mu Church mo ,yamakasungirirwa yo Handika Maiguru ??😮
@mamoyodory8994
2 ай бұрын
Ngawayende kwa skru tasvu zvidzoserwe kumuridzi sorry Zvenyu cc
@RoseJose-i7u
2 ай бұрын
It's not about kurorarwa napastor wongorora chikonzero chaita kuti musoro uteme uuum sister chenjera kuwira in the name of pastor and marriage. Hapana kumira mushe apa death, miscarriages miscarriages uzvive kuti zvinogona kunge zvakakumirirawo think twice usabvume kupresha mangwana unochena wega sisi
@user-sc3yy6yk4q
2 ай бұрын
Mainini ngavatore zvinhu zvavo vapise
@TarisaiGwenzi-gv3em
Ай бұрын
Chimbosungirira Salt pachira uchiisa mukati macho imomo
Bmnini vekusema mukadzi avo zvekusema mukadzi pabonde zvamurikuyita inhau yekuti u got a spiritual wife or makagadzwa chikwambo chechikadzi of which imba yenyu ichaparara soon So you need deliverance enda Zim mono booker ma 1 on 1 akuyitwa nevamwe cz pkp
@user-mt2es9bo9v
2 ай бұрын
Iwe wehonye enda kwasekuru tasvu or bvunzamukombe vanopedz
@christinakanyemba2797
2 ай бұрын
Go to the police nediary rake
@tre642
2 ай бұрын
Ingo rorwa napastor iwe, wakachengetwa . He's a good man .
@siphomuchero6182
2 ай бұрын
Murume wemukadzi akazvara. Iwe ndiwe une big problem and you are going to lose a decent and loving woman and you are going to lose her to another man close to you. Sort your stupid mind that thinks kuti kana mukadzi akazvara asisiri fit for sex
@dorothymtetwa3844
2 ай бұрын
🤣🤣🤣Indava vanhu vakapusa kudaro. Sei muchienda kumachechi, kumaporofita enhema enyu aya, kana kunzi hanzi namata. Hapana chinobuda pakunamata ndezvenyu zvekunyeberwa zviya, uri munhu mutema iwe enda kun'anga uko unorapwa kupusa kuda kutiza hunhu hwako. Kana uri munhu mutema chete zvechibhoyi ndizvo zvinokubatsira kwete zvenyu zvekuda kutevedzera varungu izvi, ndosaka mwari akatisika zvakasiyana. Enda kun'nga wonorapwa usati vakanga kudonha nyama zvemuviri apa usiye zvekudanana nevarume vakuru.
Пікірлер: 53