Hidey wangu murume akarwara throat cancer for 3 years akafa asi akandiudza kuti chero muguva ndoramba ndichikuda ndikati kana neni asi akati andikurambidze kuroorwa futi uchiri mudiki ndikati it’s okay mafirst days aiuya achirara paside pangu ndakazvifambira ndikaitirwa furatidzo now ndomurota here and there asi zvekurara neni no now ndakatoita move on fambira nyaya dzako it’s not normal
@RonikaMajawi
2 ай бұрын
Wakashandisei nhai ndoda kubatsirwawo
@sophiachida3361
2 ай бұрын
Ndakugezwa kumasowe nedota repa zambara
@Chichi_Lyons08
3 ай бұрын
Inga zwakaoma
@sophiachida3361
3 ай бұрын
My friend murume wake aidzoka akafa kudaro asi akazoti now ndakunozorora vana vakura chiita zvaunoda asi boyfriend yako yapınayo it’s not good for you zvekuuya achirara naye kwanga kusina please fambirai uganhurwe kumufi apote achiuya kuzoona vana vake kwete kuzorara newe
@patiencechibange9539
3 ай бұрын
Ummm inga zvakaoma inga mhiko dzemuchato dzinotaura kuti dakara taparadzaniswa nerufu.How can you be comfortable having sex nemunhu akafa .You need help
@NgonieGotore-ls2zv
3 ай бұрын
Like yangu ndeye chi 53
@tawarr6081
3 ай бұрын
Hie aunt
@patiencechibange9539
3 ай бұрын
Second confession muruwe wenyu agara angaakaromba uyo saka nyaya yekuti mwana musikana was just an excuse yekuti achekerese mwana aite mari shame I feel for you
@chelengwenya6965
3 ай бұрын
Yah strange things happen in this world..imagine sacrifice your kid becoz she's a girl😢😢😢
@tauraitombo68
3 ай бұрын
1st confession i dnt think zviri normal dai awana runatsiro ayambutswe mhiri azorore murugare
@ChipoMarimo-sh2zu
3 ай бұрын
Motoshandisa family paying mekuti.mogona kuita pamuviri pemurume.wenyu iyeye
@yeukaimusunza3023
3 ай бұрын
Ko Iwo Ana Marweivo varikukoneva Neiko kumuzvarira Mwanakomana vachona ??😮
Пікірлер: 19