Mukadzi wenyu ndewa boss vake.dai masiya henyu makungofoseredza muchazodemba mberi
@sukaimasvingise2051
10 ай бұрын
Varume vaviri imi ngwarai mhani makadyiswa here mukadzi uyu akudanana na boss i love yei yauinayo pane munhu waunoona kuti anodanana naboss vake iko kupata kubvuma kubhadharwa kutobvimaka kuti akurarra nomukadzi wako rega nzenza iyo iinde or tsaga chokwadi uudze mukadzi wake murwadziwe makawanda, avo bhudhi ini ndiri munhu anotamba chiramu nanna babamukuru handina kana zuva rimwe ravanga discribe chinhu changu Nokuti havachizivi u did the right thing kupopotera babamukuru rega zviriyo and mukuto share babamukuru or vakambodyawo respect yei yaanoda kuti upe babamukuru muudze kuti chibva wagariria ikoko Nokuti ari kuvhara ma 1 abatikidzwa
Its high time we stop paying Lobola to prostitutes how can ,men pay lobola to hve someone whom he will share with everyone ,its unfair
@aaronmutandwa1727
10 ай бұрын
Confession 2 Murume iwe rambawo kuitiswa. Bvumai kuti marriage iyi haisi yenyu mungatozourayiwa apa muchiziva muridzi wemukadzi imi muchida kuForcera zvisipo
@TsitsiKatehwe-ip6sg
4 ай бұрын
malaicha phoni yakatoiswa spiritual tracker,the best thing is to change the phoni
@elvishungwe92
10 ай бұрын
2nd confession wake up from deep sleep my brother..this is 21st century ibva kutsi kwehope usaitiswe nemukadzi uyo...siyana naye haatorina kana basa newe uyo
@pillyncube3544
10 ай бұрын
Malaicha wakamama wakasangana nazvo kana usina Kuba zvinhu zvevanhu muri kuvakadzi , Uzoba Strong mfethu
@alicybakeki9803
10 ай бұрын
😂😂😂😂butter chairo
@perseverance9096
10 ай бұрын
Aaa mukadzi plus small house now ma satañist haa varume dzikamai please
Deleting contact will never help you Sir ,you maybe seeking really help out there ,,sooner or later you are going to come back with serious problem not this one for deleting contact,, And I hope its a lesson be satisfied with your wife ,now you have put yourself in a matter that may cost your marriage and everything you have worked for .seek really help
@emmanuelmunemo1705
9 ай бұрын
He was already initiated so he is now being used by that girl by sleeping with her in dreams. Please seek spiritual guidance before it's too late.
@preciousnemadzivq5087
10 ай бұрын
Ende zvakaoma zviri mudzimba umu ko iye munhu anogoziva sei chinhu chako
@davidzopamberi7092
10 ай бұрын
#1 mubayiro we chihure ndiwoyo.
@mercyjefutala5064
10 ай бұрын
Rega aende hakuna chiramu chakadaro. Baba mukuru havasi baba mukadzi ari kutodanana nabamkuru. Nhengo yemukadzi wako bamkuru vakaiziva sei
@aidook5791
10 ай бұрын
Bamnini shamwari yenyu ichiri kutodya mukadzi wenyu,babamukuru vari kudyawo saka muri kuda humboo hwakadii. Kana makadecider kugara naye zivai muchagara muchinyoporerwa.
Ndosaka muBible ishe vakati dont put your trust in men or princesses except God. Shamwari dzinoparadza
@LindiweMtiza
10 ай бұрын
@@raychibvongodze5283 very true
@pastord4660
10 ай бұрын
2nd confession, murume akapusa.
@oceanmusanhihaaaaanorovang2106
10 ай бұрын
Kkkkkk ndasekavo sister. Kupusa kudaro
@alicybakeki9803
10 ай бұрын
Mjolo muchaurega apa mukadzi ariko kumba
@Tendai-kg1nq
9 ай бұрын
Isathanizimi ingawakaroteswawani
@KBT640
9 ай бұрын
Pakaipa ndachema hangu why is it varume we fall for those who dont love us ndopatoperera ipapo
@memorysayevida
10 ай бұрын
I don't why dzimba dzichipindwa nenzenza ini munhu ndiripo lyf has no balance chokwadi asi mwari imimi zvenyu ameno kuda ndini zvangu ndinova manyira zvangu
@ceciliananny6907
10 ай бұрын
😂😂😂😂Life no balance for sure
@angelakwaramba9752
10 ай бұрын
Dai ndine hanzvanzi isiri married ndakupa hangu
@LindiweMtiza
10 ай бұрын
God's time is the best usazvidya moyo
@memorysayevida
10 ай бұрын
@@LindiweMtiza shaaa nguva irikutofamba wena I'm 29 very soon 40 years kwakuto reacher menopause ipapo murume ndoopochiuya yaaaa no mhani mwari ngavambondionawo veduwe
@memorysayevida
10 ай бұрын
@@angelakwaramba9752 iiiiiii mainge magona tete kkkk coz iii kaa dzimba idzi mwari ngavangopa ini wo 1 zvayo veduwe ingadai kuzvibata kwabhadhara ingadai ndiine zvose ini asi iiii
Chiramu chamainini chakarebesa. Pane zvaari kuvanza. Saka ungaremekedza munhu anotamba chikudo kusvika ipapo. Pane iri kuitika, taurau na maiguru ava munzwewo luti vanoona sechiramu here to this extend
@user-yv6nx8iv1r
5 ай бұрын
Ehee zviriko pakuda munamato
@pearlmambinge451
10 ай бұрын
Hakuna chiramu chenhengo
@carolinechirima
10 ай бұрын
Last conf vanopenga bamkuru ivavo nhengo yake vakaiwonepi vanozivana chete nemukadzi iye akazviwanepi zvekutaura zvinyadzi zvakadaro nabamkuru ihure iro
@emmanuelmunemo1705
9 ай бұрын
Uyo anemukadzi wekuhura.Pamwe its better marriage iparare because vachakuuraya. Havambosiyani naboss uyu iwe urikushandiswa
Mukoma chinjai line refoni nephone yacho zvose monamata chaiko
@esterdube8894
10 ай бұрын
My question is ko kuripisa murume anohura nemukadzi wako zvinopedza problem yacho here? Brother the only way to solve this is to just let her go. That marriage is already broken ucharamba uchingo pusiswa
@mercymupondiwa9426
10 ай бұрын
Wairipwa chii apa unatowo dai wakasiya zvichienda
@gracempofu526
10 ай бұрын
Iwe usabvume kupusiswa nemukadzi uyo musiye aende ihure anohura ne best friend anohura na bamkuru woke up chaukufira chii wakuto chema marriage ichangotanga saka uchashinga kisvika rini yu will end up worwqrane ma bp let her go
@karentakavada833
8 ай бұрын
Tengesa done iyo yo usiyane nazvo utsvage imwe fone ne new line u saver marriage yako
@josephnzou2928
10 ай бұрын
Iwe tsvaga imwe fon woenda kwa sekuru tasvu usati wamama
@charitysibanda7306
9 ай бұрын
Tora phone iyo upise kana uthenge new line nyore pasi ma contact pasi kana kuti urare ne bible pliz
Sir, did you serve on Google or on your phone? Why are you even doing all this. Yeah muchachatiswa muspirit, kana zvichikunetsai modii kufamba nemukadzi venyu. Zvakangokuomerai henyu
Babamunini kana muchifungidzira isai central locking simple
@IshmaelPote
Ай бұрын
Haa iweww ur too desperate like wakadyiswa.. Bro a cheatee is always a cheater once that trust is broken it's very hard to have it again especially now ur still think I she's still in games.. Discipline your feelings and move on it's not necessary to drink poison coz ndooiripo.. Go find true love
@user-qr4od4zj6n
7 ай бұрын
Iwe tt ls spiritual Famba kuvanhu vechivanhu n stop acting like a child pano Wandimbowa Somethings Are obvious but you kip brushing off things The girl is evil obvious
@rbktracking-hi3lo
10 ай бұрын
Abo vekurongerwa pfambi yeshamwari yavo regai aende in top of cheating on u monyengerera zvee.kurai
Пікірлер: 82