Number one munhu anoziva Nekuda basa rake ,uri president sure
@kennedydube4024
Жыл бұрын
Radio President. Doing might works
@tapiwavhera7620
Жыл бұрын
Well done ,Ndundu thanks nekurudziro U ar a great father for Radio Zimbabwe
@maryzengeni1395
Жыл бұрын
Love you Ndundu Chikara .still remember uchipresenter pamhepo chirongwa chevana naMbuya Mlambo.just fell in love with your voice.keep up the good wrk .kudai Mwari awedzera mamwe makore uchikurawo mubasa uye zvishuwo zvemoyo zvizadzikiswe
Ndokufarira ndundu kubva ndiriku zim now ndiriku captown
@tonderaigatsheni
Жыл бұрын
21 gun salute to u radio prezdent hamuna App group hre
@user-hj9gz7hd9w
6 ай бұрын
Congratulations on you, Ndundu Chikara, So inspiration indeed!
@josephchenjerai1075
Жыл бұрын
Ndundu une good voice plus kusununguka uye chido nebasa rako zvisiri zvokuti watumwa
@japhetmakomo6389
Жыл бұрын
Munogona mudhara vngu.muri # 1 .pamberi ne radio station mukuru bhora mberi
@estherchikozho
Ай бұрын
Makanyanya chikara munondigonera ndapota
@willardnabasi9688
Жыл бұрын
you ave got my respect brother. Infact you are the reason why i still listen to Zim radio stations
@KudA-ck2lh
Жыл бұрын
Thank you so much Mr Ndundu President yu gave me a motivational feeling l wll never give up until l reach my aims or ma goals
@WonderfulHondo-so5bp
11 ай бұрын
Muri chikara Mr dundu
@phillipchitera8032
Жыл бұрын
Ndundu unozvigoneera hiiiiiiiiiiiii
@user-ct8rw8ww6r
5 ай бұрын
Iiii number 1 chikomana unogona wena
@fiboh4633
Жыл бұрын
My Role Model... It's Also my dream is to be on Radio... I believe one day I will be working behind the mic like Mkoma Ndundu, Dj Mbale, Dj Ollah .. These Three Inspires Me A Lot.
@munyaradzikamenzva1019
11 ай бұрын
ndokudai chese radio president
@takudzwatavarera2037
Жыл бұрын
Radio President Chengetwai NaMwari wedzerwai Nyasha pamusoro pedzimwe Nyasha Amen and Amen🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Пікірлер: 52