Netsai I like the way you answers questions you are very matured I will always support you
@pellagiamukora426
8 ай бұрын
Netsai akanaka anodika so love you netsai uye une hunhu
@AubeyThePlumber
8 ай бұрын
I like her shyness,she is a great actor
@freedomdrake3172
8 ай бұрын
Not actor but actress 😂
@user-ym9bc2ow6w
8 ай бұрын
Kakusimaila ka Netsai kanonakidza kunge ndichati arambe achinyemwerera❤❤🎉
@user-tz5ct8qj9g
8 ай бұрын
Well professional girl wakarongeka Netsai. It was clear& straight forward answers
@AnnieManhenda
27 күн бұрын
Nestai love you 💕💕💕 so much
@mkomatee6350
8 ай бұрын
Havapenge vanhu 4 vese kusiya chinhu ichi
@Olcool
8 ай бұрын
Netsai ataura kuti its true zviri kutaurwa.
@billtev9846
8 ай бұрын
NB should have started a traveling theater company and did shows around the country thus how you make more income to pay employees.
@gingerwingerful
8 ай бұрын
Help them iwe
@tanakachirikure8112
8 ай бұрын
Interestingly intelligent lady
@herbertshumba248
8 ай бұрын
inini I'm no longer a fan of NB l already unfollow all his pages 😢😢😢
@user-le8qj2fh4b
8 ай бұрын
Thnks sure
@herbertshumba248
8 ай бұрын
anobira vanhu zvinobhowa apa iyer arikubhadhara $300 rent per month
@user-jj4mc8ge8b
8 ай бұрын
@@herbertshumba248lmagine 300 usa uchihoresa munhu 30 usa akoman ka vamwe vanhu havan moyo nevamwe
@herbertshumba248
8 ай бұрын
@@user-jj4mc8ge8b kutotora vanhu kuvaita vana vake chaiko apa gaya kuti 30 mari hayitokwane even to buy food for 1 week only 🤔🤔🤔🤔💔 haana moyo xemu
@chaz7333
8 ай бұрын
Me too
@ZimPitbull
8 ай бұрын
UKAONA MUNHU AKAITA SANETSAI ASARUDZA KUBUDA WHICH MEANS AZVISI KUBHADHARA VARIMO VAKAPIHWA KA KEEP ZII KKKK
@jabulanimgomesi7950
8 ай бұрын
Smart responses!
@user-xw2of3jc1f
8 ай бұрын
I like your presentation
@maggicdee99
8 ай бұрын
Netsai munhu akangwara manje pakupindura mibvunzo I like the way ...thank U very much netsai
@bridgetmwanza-6506
8 ай бұрын
mamukasei uncle i value you enjoy how you do what you do best presenter
@mellisagororo4030
8 ай бұрын
Netsai sending love❤❤❤❤
@christianmamimine8267
6 ай бұрын
i love you netsai
@user-yi5lb1ye5j
8 ай бұрын
I love the way Netsai present his story cz kuita move on hakuna kuipa chakapa kusiya wapisa musha kwawabvaa maibataa big up Netsai asi Naiza boom director akabyzaaa
Very intelligent girl..I like how she is answering ❤
@PoliteMuzadzi-uj1ru
8 ай бұрын
Naiza boom l like your movies ndakutoda ku actor Naiza boom
@winfieldamadzungwe159
8 ай бұрын
Uncle Saint roorayi Netsai❤
@nashemawoyo6434
8 ай бұрын
Art industry yemuZim haibhadhari,muchazviona henyu. Tichavonazve monetsana nenyaya yemari. Mukangoziva chete hapana paungaita share mari yakaringana naDirector muchabatsirika. Wish you well guys
@godfreymapuranga4070
8 ай бұрын
Muture Netsai thanks very much.unogona kutaura iwewe.Natsa kwawabva zvako pamwe mangwana unodzokera futi kuNB bcz you are so good.Ini hangu link yako naOzemwa handioñe future.
@tshibukutewebhibho4337
8 ай бұрын
Netsai you are very humble. Natsa kwawabva kwaunoenda usiku
@user-kv5st6oh2r
8 ай бұрын
I love you netsai ndiwe munhu wandaiendera kuNB ❤❤❤❤
@josephsolomon4509
8 ай бұрын
Love you netsai unogona kutaura❤❤❤
@peterrichardbanda6132
8 ай бұрын
I love you my dear sister 😘💕💕
@paidamoyodhaure7543
8 ай бұрын
Sekuru Saint chekutanga munhu anonzi netsai munhu atorine hunhu zvekuto daro ane tsika ko makarega kubvunza kuti akawanikwa here , kukura kuriko matorumuka hama dzangu taakuto rarisira mutakunanzva kubva kwamuri , l love and like you guys
❤So humbled, is she married kkkkk I think Netsai new that pamwe hapadi kuzo hurwa hapwa sezvakaitwa ne team rake, bt Netsai I think taura ne team rako the go to Naiza and motaurirana mokumbirana ruregerero, mobseperator henyu munezvakanaka
kzitem.info/news/bejne/2ZyD0XyjkXh5h44si=xsdE6CXDFpqVT24z Ini ndatomirira maworks enyu netsai chitotangai chero kuzokubatsirai pamaextras ndinouya ini for mahala
@@ChallengeMakurumidze-nd1xs tichirwadziwa nechii tinoswera tava navana netsai 10 tingatorwadziwa na director kana ati osiya zvemabdrama haa netsai hatina pressure
@user-iw2bh7gh1e
8 ай бұрын
Tsanyai bt um out
@rudzichief6207
8 ай бұрын
Maiti tokudanai kumutsanyo here Maya toita takanyarara
@s5visual-entertainment349
8 ай бұрын
Start you own things guyz its never too late.
@johnncube2140
8 ай бұрын
Netsai unoziva kutaura manje plus even ku NAIZA boom tokuda dzoka tokuwedzera cash
@tafadzwamasundire228
8 ай бұрын
Naizaboom ipa vanhu mari dzavo
@profqda3464
8 ай бұрын
Vatotanga kurwa kudhara pakati pavo vari 4. Jatu akuti mhanza yangu ndiyo inofanira kutonga, Ozemwa achiti ndatumwa naMwari
@amossemapepa1012
8 ай бұрын
Muri matsotsi mushazonetsazve mberi kwamurikuenda
@pellagiamukora426
8 ай бұрын
Netsi taura chokwadi uncle
@mwanyaramanjeya1749
8 ай бұрын
Ozemwa ndiye akafurira vamwe ukuru hunodiva paya ndakagara ndazviona kare
@edgarmarevangepo8614
8 ай бұрын
guys lets unfollow naiza boom
@stellakaziko8405
8 ай бұрын
Vamwe vasara vari kuda kubva asi vari kutya hapana anoda kushandira mahara
@sarahmushonga
8 ай бұрын
NB u are greedy
@ThimboThimbolious
8 ай бұрын
Hanzi mari yaisvikira ki toilet
@memoryashleyhwata7614
8 ай бұрын
Ngatwuende twuri greedy nekuwanda kwavo kuye vanoda kupiwa million inobvepi
@Long-journey.
8 ай бұрын
Vaya vasara ku NB dzangovambwa dziya and I'm going to unsubscribe that naizaboom I'm no longer to watch it dhemeti mhan
@stellachakufora9415
8 ай бұрын
I dont trust gena rakabuda iri rinenge rinotaurisa maface acho anoratidza kuchenema esp uyu na ozemwa
@agathamacunecagueza5407
8 ай бұрын
Asi kana uchiona kuti hauna comment zvakanaka kungonyarara handiti
@stellachakufora9415
8 ай бұрын
@@agathamacunecagueza5407 iwe ndiwe ani unondiudza zvekutaura padata rangu.handitaure zvaunoda iwewe .i do want i want with my platform.udza mwana wako zvekuita not me.ndotaura zvandinoda sorry
@stellachakufora9415
8 ай бұрын
@@agathamacunecagueza5407 mukore uno ndewe kumirira one source of income here .kupusa uko
@Lynos1
8 ай бұрын
Vese vabuda mu naiza boom fokoro
@etofilms1
8 ай бұрын
Madam Boss vapindirawo hondo yeku naiza boom baya link uone video racho vachitaura or @Etofilms1
@profqda3464
8 ай бұрын
Getaway
@lwazitlwazitinotendazvikur5152
8 ай бұрын
@@profqda3464 mmmm
@tafaramanjokota5048
8 ай бұрын
Netsai anoziva zvaanoita
@deacontawedzerwamoyo2884
8 ай бұрын
kzitem.info/news/bejne/2ZyD0XyjkXh5h44si=xsdE6CXDFpqVT24z Ini ndatomirira maworks enyu netsai chitotangai chero kuzokubatsirai pamaextras ndinouya ini for mahala
@deacontawedzerwamoyo2884
8 ай бұрын
kzitem.info/news/bejne/2ZyD0XyjkXh5h44si=xsdE6CXDFpqVT24z Ini ndatomirira maworks enyu netsai chitotangai chero kuzokubatsirai pamaextras ndinouya ini for mahala
@deacontawedzerwamoyo2884
8 ай бұрын
kzitem.info/news/bejne/2ZyD0XyjkXh5h44si=xsdE6CXDFpqVT24z Ini ndatomirira maworks enyu netsai chitotangai chero kuzokubatsirai pamaextras ndinouya ini for mahala
Пікірлер: 130