Terera nyaya iwe asi waiita number 50 here kuschool
@nyaradzaikwaramba
17 күн бұрын
Asi murume uyo anenge ane mushonga cht cz muri kungomubvumidza kutaura wn asi avo muri kuvamisa wn kkkk asi ndirikuona kt hakuna achakunda kuitengesa cz panenge patobuda chokwadi apo zirume zitsotsi chairo iro
@blessingpongwa4298
16 күн бұрын
Munhu akatanga kuno mhan'ara ane evidence, saka vakatanga vanzwa humbowo before court ndivo mambo ndovakamutuma kunotsvaga zve mombe ku dhibhi Aine mapurisa a mambo
Пікірлер: 14