Njerema Boys kushaya hake vanomusimbota but kana vaimbi vose vamunorumbidza pakurova museve Ndinoti Paradzai Messi I heavy weight zvekuti dai aiwana nguva dzose hapana anobatanidza guitar saParadzai
@user-vc4jj5qq5e
Kwete marara ariko aya followed by system tazvida kozoti papa para paradzai mesi naivo chaivo vachimbetu . Izvezvi hapasisina chinhu handigoni vese but ava ndiyo mhando
Пікірлер: 3