A whole grown woman achiri kutaura zvastep mother apa baba vakasofa kare.her mother is toxic besides kurwira shanje dzamai vake she should know her place and take business as business.Daisy is business minded thts y Oliver Mtkudzi continued to flourish and being a big brand even in death.Haana kana chaanoimba chonakidza Selma pafeya ingori noise chete..
Mkadzi uyu anoroya uya. Selmer siyana navo mai ava. Chitorega kwenda. Azvisi zvako. Zvako azvimanikidzwe. Don't go my lil sister
@streetgist247
Ай бұрын
Daisy dsnt hate Selma but Selma has always been disrespectful from day one even Oliver said that.Her other siblings where better but iye ngaasade kuita potray a saint image on social media when she was so vile baba vake vachi vapenyu thts y he wanted to disown her.Kufestival kuchatoendwa iye Selma can organize her own nahusbae vake vaimbe nziyo dzavo dzacho tione munoenda vacho kuti vangani.kwanai imi
@SoCutie1
Ай бұрын
True vanotibaireiko mai ava.
@EnethMathuthu
Ай бұрын
Selmor endaunoitwa DNA ne mujaha uya musimbise nhaka
@heatherchitukutu
Ай бұрын
Vakadzi vane problem, unenge wasvika munhu ane vana vake o pretender kuvada true colour's anizoonekwa
@wamz8477
Ай бұрын
Ko iye Selmor wacho ari kutii nazvo, is she available on the day. Sezvo zvichinzi havawirirani naDaisy wacho pamwe ndiye asingadi
Пікірлер: 15