Pabarika panonetsa maiguru vanenge watopedza ma sports kuti kwa mainini kuparare .Baraka rinoda kusimba
@SithembekileMoyo-ws4up
7 ай бұрын
Good maiguru vamwe can wuya vanemutsindo kana zwaita ndizozo
@doreenmushowo1409
7 ай бұрын
Makasa arema baba ava hachada mukadzi chete hapananyaya apa. Isuwo vakadzi ngatidzidzeyi kutsvaga wako asina mumwe mukadzi zvechipare izvi zvinenyaya in the long run
@pertumuchemwa2590
7 ай бұрын
Kamukono ketsambarafuta nxaa
@atinetimhlanga4585
7 ай бұрын
Ko chiiko vana vari kuroorwa nemadhara so. Imi sekuru roora wezera renyu
@acmfirst5481
7 ай бұрын
Young men went to RSA.
@artwellchibere5740
7 ай бұрын
Vakomana vechidiki vese dzava ngochani
@nomsanyika151
7 ай бұрын
Vakadzi tirimunhamo even ukarwara unongoramba uchiita maduties ako semudzimai
@elizabethlynemarydzimati2862
7 ай бұрын
Ava Baba vanoshusha Ava ah
@BvaruJoker-bg6zl
7 ай бұрын
Mambo mungapedzerwa nguva nekatsambafuta ako kachajei mombe dzatezvara siyanai nako
@BvaruJoker-bg6zl
7 ай бұрын
Shaya dzapetana kudaro enda unofa mdara iwe guva ririkufamba zvaro to hell iwe .ukuda kuita zvechi warvet zvekupenga izvo
Ko kuzvisiya zvemba munofa hre mainn yoweee kugara nemudzimu wakadai yuwiii
@BvaruJoker-bg6zl
7 ай бұрын
Kanemweya wengozi ako kamudhara ako
@JacobDembedza
7 ай бұрын
Muchinyanya vakadzi kudazvimadhara
@atinetimhlanga4585
7 ай бұрын
Mishonga ndeyeiko😊
@KutendaManjekeye
7 ай бұрын
Mai avo vanenge vari bitter nemabatirwe avanoita mumusha umu.
@Vincentkamhips4875
7 ай бұрын
Paita vanhu two vanotaurisa but baba varipamberi. Anyway paita clash yemagenerations hazvibude zvavaita kare ndozvavanoda kuti mukadzi uyu aita zvinova zvinhu zvisingagoneki
@EdwardNicks
7 ай бұрын
Mudhara uyu ibenzihaadzeyi zvinhu zvaanoita
@letwinmberi5950
3 күн бұрын
Plus zera remukadzi muchazvirega zvekunyenga vana vadiki kwamuri
@smartchidyamuti2437
7 ай бұрын
Kababa hakachanda mukadzi chete
@albertchakona4131
7 ай бұрын
Hmmm wabuda munyatwa chihazvanzi kamdara ako kanonetsa
Пікірлер: 83