Tinozviziva kuti tirivanhu pamwe pacho tinoitao mistake, kunyange mejastrit anoitao mistake ndosaka tiine vari mumajeri asi vasina mhosva, asi zvino tirikuti kana mistake yacho yaonekwa ngatiigadzirisei tichiripadyo. Nyaya yemukomana uyu wekunyengerwa* mukadzi na mufundisi inoda kunyatsouwongorwa in and out tichiripadyo sezvizvi. apa hatisikupa changamire mutasa mhosva bodo, asi tirikuti changamire munhu, mejastrit munhu, saka mukana wekuita mistake uri very high sezvo tirivanhu.
#viralvideo #viralvideos #trendingnews #trendingvideo #trendingreels
#murumenemukadziwakevashupikavanhuavahanziinyamayedusekurukanengoregaitimudye
#chiefmutasavabvunzaakaurayamukonauyundiyani
#tilderlive
#closurednashow
#naizaboom
#karanganda
#machekeakadanananemurumewemunhuasingazive,16yersnowachibudaweti
#seemstukuakupedzaeganyayainzwaizvotaurwanadaisypanyayayaselmormtukudzi
#akandinyeperakutindabatamwanawakechibharoakatoramombedzangdarerach
#chaktonhwendeattackd
Негізгі бет Pat2: Mufundisi nemukadzi wemunhu mu Lodge vanhu vochema nematongerwo akaitwa nyaya
Пікірлер: 912