haaa wakabikaa hama yanguuu...l wish this Album to put you on another level in your life especially financially 💥💯🙏
@remembergumare6910
Күн бұрын
dambarefu rakabatwa kani iri mhaihwe zvangu
@EvansTshuma-ig3qu
2 күн бұрын
Asi Gasa ma song ako urikumaburitsa nekunaka kwawo here kkkk coz haaa pekutanga ndakati muroora i number 1 the following day ndikadaro nhasi ndirikuti pressure zero number 1 ameno na 2 kuti ndichati chii😅 this album is same nera Tongai Moyo naye hapana kana song yekushora dzese mukaka well done well done , and i repeat pa stage unoziva zvaunoita
@PerkinsManyati-ze8mg
2 күн бұрын
The future of sungura and Zim music is bright,this is excellent the whole album is lit.
@knowledgesoofa
2 күн бұрын
Haa this project haina kana chekushoora iri 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@mukomapanga8456
2 күн бұрын
Excellent song. The album is a complete package 🔥
@melucymurwira2322
2 күн бұрын
uuuuuuu haaaaaa wakagonesa wangu May God bless the works of your hands
@patrickmuchadakurwa3079
2 күн бұрын
Ayewa! Ayewa! ZvaGasa zvabhadhara this year aita anyanyisa kani. Zvinotendwa izvi
@LeonMamvura-df3or
2 күн бұрын
This album is a sungura game changer.Sungura has been revived and re-defined.Ndatopedza so.
@MunyaradziMaraini-bi6br
2 күн бұрын
Haaaaaa Romeo Gasa he's the best musician..... zviya zvekuti heee Macheso zviya chimbomirai please
Пікірлер: 102