You reap what you sow unokohwa chete . Dai ndirini Prophet ndaiti dzosera stand ku mukadzi wawakarova ndigokunamatira zvipere😂😂😂😂😂😂😂
@loycemazhindu8782
4 ай бұрын
Kurumwa neche kuchera mupfidze chifambi
@blessmoremtandwa4045
4 ай бұрын
Prophet nyika yaipa mayouths havachatye Mwari.Vanoda spirit of discernment and Wisdom.
@user-ru5ev1jm5y
4 ай бұрын
Usimbe hwekushanda wakahwa kwazvo
@sithembilemakamba9505
3 ай бұрын
Very good teaching to the young women, unfortunarely there are older women who do that too...... Ngatiziwe Mwari, timunamate in truth and in spirit. Muchurch imomo warimo wanotodaro tisanyepere Mwari asikana.... Hapana zvinowanzika kwaari, at the end you will reap what you sow, anenzewe dzekunzwa anzwa Prophet. Thank you for that teaching
@user-ns6ck4xq1t
3 ай бұрын
Murume wemunhu imvura yemuchamber yangwe ikanyatsochena SEI haimwiwe
@ConniekholiyMpansi
4 ай бұрын
Profound words my Prophet Chokwadi ndinonamata kuti vekwedu vasadzokera musina kuvabvunza nyaya dzavo, Ndapota munhu waMwari Tinoudzwa kuti musodzi yeumwe mukadzi ishamhu hurusa kubva kuna Mwari Vaimbi vakataura kuti, mjolo unoita sei
Thank you for helping her Prophet at the same time with the Powerful Teaching of repentance
@ChristinaMapasure
4 ай бұрын
Munodzidzisa veduwe atinzwe hedu
@shobby01sd
3 ай бұрын
Prophet Paul vanobatika here paPhone ndine hama yangu and Same problem but ari UK
@wizzymajinjiwa164
3 ай бұрын
Powerful
@user-oy3mv8tm4z
4 ай бұрын
Prophet Miracle Paul. Thank you for that rebuke. Enough is enough.
@christinakunje8781
3 ай бұрын
Ndatsiurika man of God. Shoko harivhikwi
@LorraineMususa-sz3qo
4 ай бұрын
Zvangu zvinoita chete nezita raJesu amen 🙏
@user-wo9pb5fb7k
4 ай бұрын
Our teacher
@hazelzangobani9370
2 ай бұрын
Mwari ndiwanirei nyasha
@user-mt7gj9qf3l
3 ай бұрын
Jeso apadyo kudzoka❤❤❤
@user-bi8zz9pb6f
4 ай бұрын
Àmen Prophet help me I want to get married am struggling My Prophet
@user-xh5li4ii9q
4 ай бұрын
Amen❤
@rosemadzitire9390
4 ай бұрын
Amen thank you Jesus
@user-ss8ct8zg2k
4 ай бұрын
Amen prophet powerful words
@ronaldmhariwa
4 ай бұрын
Amen my leader
@clottytinoe.
3 ай бұрын
Zvakuwanawo itsvaa hako
@faithchipere6126
4 ай бұрын
Man of God Amen
@Zoni-qw3ds
4 ай бұрын
Amen Powerful
@GeyDotNaboom
4 ай бұрын
Akarumwa nechekuchera
@user-iw5br5lw1o
4 ай бұрын
Amen munhu vamwari
@user-tj8ib6lr6d
4 ай бұрын
Amen mataura chokwadi
@lilychipazi8390
2 ай бұрын
Ava vakadayi should pay restitution kuvanhu vavanenge vashungurudza. Woti uku atora pfuma yemunhu omhanya onamatirwa opora. Zvake zvinongove mutserendende mvura yeguvi. I pray that she will repent and ask for forgiveness from the agrieved woman.
@SandraMatarutse-jj8by
4 ай бұрын
She should also return the stand to the wife 🙄. Thanks prophet
@graciousnyamunda8934
4 ай бұрын
Yes is apoint
@SereneChronicles.
4 ай бұрын
Hopefully hausikubawo maVideos aProphet
@StallaMugoto
4 ай бұрын
After God fear woman
@user-nv6go4mx2x
4 ай бұрын
Pagore pane ma days mangani ,, 120 ? Aghhh , 3×12=36
@ginamukapi6243
4 ай бұрын
Kikikikiki 😂😂😂
@efeson.godori6421
4 ай бұрын
Musaita chipfambi
@LorraineMususa-sz3qo
4 ай бұрын
Glooooooooooooooooooooooory
@user-oy3mv8tm4z
4 ай бұрын
Leave people's husband alone!!! What's wrong with these women?
Пікірлер: 70