Mari iyi yakafanana neyajudas yakatengesa Jesu ini ndinoitya zvangu
@daughterofzion7634
Ай бұрын
He just need deliverance this guy., kwete rubbish ye kuti mari yake mari yake which one is his money ???
@davisonzamani5197
5 ай бұрын
Vanhu vemuchrch umu vane godo rastar ngavaudzwe pane mari yake ukadzokera kuvarungu anosungwa futika
@midgellyshara6841
4 ай бұрын
Taura hako
@patriciangido5861
2 ай бұрын
Haatombosungwa anotopihwa thank you ngaadzosere and God will then set him free indeed. Mari iyi ineropa mukati anozvitirera chituko chehupenyu
@tinashescorpion8454
23 күн бұрын
Mari ngaidzorerwe muridzi
@ritamuchingamiri4852
5 ай бұрын
Munhu ngaapihwe Mari yake he actually says vamwe vake vauraya munhu meaning kuti murungu uye he's gone already so pliz bless him up show him the way bhudhi vaite bag ravo
@ishmael452
5 ай бұрын
Imi akatoripa matadzo Ake ...ngaachidya Mari yacho ...ndoyaakagarira mujeri
Uriwe vabirwa vainzwa sei musamuratidza rotesai muridzi vemari atore mari yake😊
@CharmaineLuus
17 күн бұрын
True
@user-fh2db3xy5u
5 ай бұрын
Ngawanane mariiii
@priviledgemanangazira1801
4 ай бұрын
Imbori mariiikooo
@justicetakawira2148
4 ай бұрын
Only Prophet who listens from the voice of God has the authourity to say the final say under the influence of the Holy Spirit
@tatendafurnitures9332
4 ай бұрын
Please leave my prophet
@engelbertmazvidza5814
3 ай бұрын
He is the one who asked people to give their views so what are you saying
@priscillamwembe7162
5 ай бұрын
Vapei mari prophet vaende vanobatsira vana vevamwe vavo vari kujeri
@user-tv1ii8qb7u
16 күн бұрын
Ini ndirikuno kuSA hamadzangu, mukoma vavo vakaba mari vasisazivi kwairi pakaipa hama vakadzosera mari iyoyo panobuda vamwe vavo havazozvivimbe kuti vakadzorera ,taona vakawanda vachiurayana vanoita izvozvo kuno kuSA vanouraiwa ,saka zvirinani kutora mari vaitumira kuZIM zvishoma nezvishoma kusvika yapera kana kuchengeta vozogovana nevamwe vavo. Kusaitora hazvishandi nokuti imari uye hama dzavakasiya mujere dzirikutoziva kuti vakatobuda varikutoti akanotora mari iyoyo,vachibuda vachamutsvaga chete mari yavakapikira plus yakawandisa.
@catherinemushunje6597
4 ай бұрын
Ngaadzosere mari then prophet bless vawane basa .vasaishandisa mari iyoyo
@JohnMarimbire-me4do
29 күн бұрын
Prophet wangu vàudzeyi pane mare
@user-du8eb9mr8h
5 ай бұрын
Akapika ngaatore zvake mari zvake koz akapika koz kudzorrerwe sei makore akapikwa namukore achadzorerwa here
@moyomkhokheli9484
5 ай бұрын
Mari ngaidzokere ku muridzi
@BossCindy-bl5rl
5 ай бұрын
Haa inonakidza nyaya iyi
@ephraimdongo6613
2 ай бұрын
Haaavarume Mari iyi ndeyekuba hayidyiwe ngaidzorerwe kuvaridzi
@user-nh2iq2nm6k
5 ай бұрын
Vanopenga avo mai vakapfeka zvichena zvamakatora mapurazi acho kuvarungu maitei navo kwanai mhani mai imimi
@user-we4yf2vk2j
3 ай бұрын
Hapana kana zvine musoro kungokwidza voic
@tawandamoyana2596
4 ай бұрын
Kunembavha yakataura masoko apo Jesu achirohwera pamuchinjiko akati isu taiba nokuita zvose asi uyu haana mhaka Jesu akati ndichava newe muparadiso today. Jesu haana kuti adzoke kundopa vanhu marii yaaiba
@user-nm9xr1bn3s
4 ай бұрын
ngatore mari adye ndeyake
@douglasnyereyemhuka399
5 ай бұрын
Ipai munhu mari avhure mabusiness kuZim vaemploye nherera
@user-si6vn5nu7b
3 ай бұрын
Uuuumm mari iyi yakafanana neyehurombwa ngaadzosere kuvaridzi
@user-xs4xm9yj3u
28 күн бұрын
Yaah profet vauudzei
@user-nh2iq2nm6k
5 ай бұрын
Ngavadzorere mari yemurungu brother avo yaakamba
@oswellmuranda4721
4 ай бұрын
Varungu havana basa avo,pavakabira vanhu vatema....The guy deserves his portion
Munhu uyu ahana ngaadzosere mari remember ati akatombodzokera ega akaishaya dai akaiwona aiuya kuna prophet here .Ahis yake mari iyi inogona kumutambudza ajaishandisa
@charitymatewa-ym3jd
5 ай бұрын
Ngaanotore Mari abatsire vamwe varimutorongo abva apfidza kuba
@maikv-pk7gg
5 ай бұрын
God has a final say
@swemarichardmakonope1532
24 күн бұрын
Haaaaa vanhu vakurwadziwa nemari yake kkkkkk apo muridzi ari kuida
@user-go3ht5wb5t
3 ай бұрын
Haa murungu haafaniri kudzoserwa mari
@user-we4yf2vk2j
3 ай бұрын
Anonoona hama dzemufi nemari anouraya,ngaaratidzwe pane mari then onzwa kt mwari vanotii pakushandisa mari
@nobertkonje2957
9 күн бұрын
Yaa ma zimbo anemoyo yakaipa
@user-zy1jc8sj6i
5 ай бұрын
Awuya nokuda kokuti arikuda Mari iyi...nokuti haachazivi panemari.uye dai ainge Awana panemari angadai asina kuita uyu..
@innocentnyikadzinashe
4 ай бұрын
Nooo akauraya munhu achida mari ngaashande
@user-ou8vc9yx4l
5 ай бұрын
Mari yacho vakaicherera iri pai pamwe yakatoora nemvura futi angova marubvu rubvu
@LorraineChitandawata-jq3it
24 күн бұрын
Hant ati haasi iye akauraya hre
@Favour7333
3 ай бұрын
Mari ngaidzokere ku muridzi give siza what belongs to siza and give God what belongs to God.
@constancebriella-me6lk
5 ай бұрын
Haaa mari toida akapika ka uyu . Azongozivawo mhuri dzevamwe vake chete.
@user-ss8ct8zg2k
5 ай бұрын
Amen
@noreenkureva1021
2 ай бұрын
Mari ngavauwane and I believe those in custody have families, i suggest he share to members of the families vabatsirikewo, my thoughts
@KendraLipsy
5 ай бұрын
Ngaasawane mari panemunhu akafa APA, vakaurayamunhu mari ngayiende nemuridziwayo
Wedu auya uyu ngaadzosere Mari kuti nzira yake icheneswe. Sokutaura kwaaita kuti ndakafurirwa so meaning zvausava maari so jesu ngavamuratidze nzira,mazvita
Haa guys hongu pakatadzwa but chero tikadzokera kumagwaro tinoona kuti everything that happens, happens for a reason, tikatarisa king Solomon the wisest king in the Bible, is a product of an adulterous relationship between his mother and king David but Mwari vakaona zvakakodzera kuti avepo for the reasons. So ndinoti pfungwa dzaMwari ndidzo ngadzishande apa, isu venyama tinofunga zvakasiyana naMwari. Jacob took away his brother's birth right ikatofa yakaloader coz ivo Mwari permitted it for a reason, so tongoti Mwari zvavaona zvakakodzera let his will be done. Sorry kana ndatuka
@sibongilenyoni1178
4 ай бұрын
Hsmuna
@rayandria2722
4 ай бұрын
Havana kunyatsorohwa ava dai vakabatwa chaizvo chaizvo vaidzosa mari yese faster faster
@irenemurambiwa3229
4 ай бұрын
Munhu uyu ngaasataridzwa mari nokuti pakadeuka ropa munhu ngaadzidze kuzvishandire kuuya kuna prophet kuda kuzoziviswa pane mari dayi anga achaziva haazati aimbouya saka hazviite kuti ashandise mari
Mmmmmmm ngaalocate Mari maface ose abuda coz akaidya Ari one vanomuuraya
@juniortabarwa3184
5 ай бұрын
Vamwe havachabuda vakaitwa life in jail cz vakauraya
@user-rf1xl5iv4j
5 ай бұрын
Apa hapadi mhindiro dzedu panoda ivomwari vatiudze kuti podzwiyi
@RICHVILLEINVERSTMENT
5 ай бұрын
He has saved his sentence let him eat his money
@SamuelZengeni-us8fo
4 ай бұрын
Vanhu vemu church umu vanegodo serious, Raster ngawapihwe Mari akapika uye iye haana kuuraya, ukaona murungu kuchengeta Mari mumba ku bank kwacho atorine yakawandisa, ngaratidzwe pane Mari avhure ma business vanhu vari muchurch vamwe vavo havatorina mabasa vatovana mabasa
@stephenchaipa5177
5 ай бұрын
Mari haina zita, iwe
@noahchishanu917
4 ай бұрын
Pliz I owner the prophet let's not judge a lot if we are given a chance . Remember what we judge will be on us.
@StellaNyawata
26 күн бұрын
No ngaanotora Mari yake handiti akapika here anodyei abva kujeri😅
@normanparuzere3485
4 ай бұрын
Vanhu kutaura zvamusingagone kuita dai muri imi mungaidzorera here
@vimbaisibanda1426
5 ай бұрын
Vanhu vane mweya asi vari mu church regai munhu ngaatore mari haaa
@davisonzamani5197
5 ай бұрын
Nhai hako ngaapiwe mari yake akapikwa kare ava vanhu vanorwadziwa
@tinashematereke3045
5 ай бұрын
Mari Yekuba here??.......... Aaaa guys Ngatizive MWARI Kwete kungoenda Church chete
@davisonzamani5197
5 ай бұрын
Mukore uno hapana anorarama zviri straight akapika zvoyenderena nemhosva yake
@user-jl4xi6ds1x
5 ай бұрын
😂😂😂😂 zvakaoma
@user-xp7uo1fb8b
3 ай бұрын
Piwa mari iwe varungu vakauraya vana mbuya vedu nana Sekuru vasina mhosva
@saymoregonzo
3 ай бұрын
Ko profet havana kuzotaura here
@pilatemamutse8318
3 ай бұрын
Ma zimba tinekakudzungaira soo,murikuchema nekut murikubirwa ma elections everytime but mungori zii apa movhunduka neaba cash not hupenyu hwevanhu
@DianahSithole-un5ck
4 ай бұрын
If you do good you will see good
@user-iq6ov6gb1p
4 ай бұрын
Nhau iyi inoda mweya mutsene aite twunhu twake bt tikazvitarisa even muhupenyu chaimo hakuna asina zvake zvapakaipa so mukomana ngawane mari bt mari waibata so vese unovakoshiwa so Mwari ngavatungamire pachiitiko ichi
@davisonzamani5197
5 ай бұрын
Vanhu vose vane mari kuba ava vanhu vemuchrch vanegodo akapikira kare nyaya yake yakapera
@sajinjika
5 ай бұрын
David akatora mukadzi wa Uriya , vanhu Mwari akamuudza zvekuita uye zvaaida kuti David aite .kwete pfungwa dzevanhu kunyange dzaigona kushanda.
@user-je6wm3vh6n
4 ай бұрын
Ngatore mari murungu aana presure
@aaronrushiri2005
4 ай бұрын
Mari iyi chero ikatorwa ikapinda mumaoko evemutemo haisviki futi kuvaridzi. Vemutemo vanoiba futi saka regai vakaparamura ngozi vadye zvengozi yavo
@user-hj4qt9eb3c
6 күн бұрын
Hangopihwa mari yake weduwe
@lolo683
3 ай бұрын
Mbavha ngadzife tatambura nadzo
@user-sl8uo9wy2h
5 ай бұрын
Kuba kuba ngaadzosere mari kumuridzi wayo kana kuvana vake kana hama dzake
@mordecaisibanda8581
5 ай бұрын
We are in church but raw Vazhinji vangori ma member but not born again. Zachaeus asangana na Jesu anoita restitution odzosera zvese zvaakaba. Matyira aripi Bhaibheri shoko ra Mwari rinotiii? Batsirai Mwari hatizivi toenderei ku church i am disappointed in membership with no relationship with Christ
May The Lord God deliver the person and hive back the Money to the owner .This man is not a Christian what he need is the money to use for his own purpose. He is not going to come to church after getting the money. I lost a relative bcz other Zimbabweans who robed him and killed him so may The Lord God's will be done in Jesus's Name.
@rhodamunetsi4508
8 күн бұрын
Akapika ngaapihwe Mari yake murungu akatowana imwe
@ProsperMabiza-zy2cf
4 ай бұрын
Imi murikuzim hamuna chamunoziva siyanai nazvo
@ephraimdongo6613
2 ай бұрын
Mukoma vataura after accountant vataurachokwadi ,chipo chakaremera hachikandwe kuchurch uye Mari yekuba neyechihure hayikandwe kuchuch neyekutengesa madrugs nezvese zvinonyangadza Mwari
@judithpatriciapastor8082
Ай бұрын
Mai vakapfeka tendeukai
@user-ej9mm1yt1h
3 ай бұрын
Mari ngaidzokere kumuridzi kana kuhama dzake.
@DavisonMugarisanwa
Ай бұрын
Akaemda kumurungu anosungwa futi
@pilatemamutse8318
3 ай бұрын
Zimbos siyai kuva jealousy imi,ini hangu i support vese varikut ngaapiwe mari yake.vanhu musanyepera kuvhunduka kubiwa kwemari,murikubira vazhinji daily nemi muchibirwa fut.
@normanparuzere3485
4 ай бұрын
Mose muchurch imomo murimbavha Madhiri kuba mavakuita godo ngapaiwe Mari yake
@julietmugwagwa5809
5 ай бұрын
Hakuna mari ngaisadzoserwa wanhuava valkabiramurungu haasimunhu mutemauyu varunguvaneutsinye
@GetrudeMungozi
4 ай бұрын
Prophet knows better
@user-gd3tg5qq8m
5 ай бұрын
Ngaadzosere mari kwayakabva. Zvichida vachanoiramba mari iyoyo. Oshandisa hake
Пікірлер: 187