The guy almost cried hey this is real 🥺🥺🥺hanzi zvemoyo unombonyanya kuzvinzwisisa here Pa4yr uchinyeberwa The guy cried shame Sorry Martin hope you'll find someone asingakudyire nguva
@makanakamadiro1623
9 ай бұрын
Martin I'm single hako 😂😂😂😂you have a heart emajini kumitiswa wodzekerq futi Zi heartbreak manyama
@learnmorekaronga2613
Жыл бұрын
Uchafira kugeheena shaa in Martn 's voice 😂😂😂😂
@Makumbered
11 ай бұрын
The way Martin said " but Babe" i knew kuti achatodzokerana nemusikana iyeye
@Jahlady
Жыл бұрын
Newewo Martin munhu akatizira uchidanana naye, wodzoka kumurume womutora back futi. Haana kumbobvira akakuda uyo aingoda mari yako. 4 yrs uchingodanana nemunhu usingamuroore aaah. Ita mushe Martin. Ndaona wadzokera futi kwaari Shyline iyeye akunyengerera. Hantie she said she needs to talk. Wakadzungaira hako Martin 🙌🙌
@charitykanjanda5291
Жыл бұрын
As for Ryan u know your thing. Thumbs up for you
@samuelnyakudya6010
Жыл бұрын
Rudo kana ruchipusisa so let it never visit me....Martin shld love himself more
@SharonChidzomba-zi5gu
Жыл бұрын
Akambo mitiswa 6 months iyi inonzi unconditional Iove 😂😂😂😂😂
@RuthMunzwembiri-sx2sy
10 ай бұрын
You deserve the best mukoma Martin
@professorodzaman2456
Жыл бұрын
Kkkkkk king Ryan ma prophet manyama😂
@mangwenya96
Жыл бұрын
Ayewa Ryan shegedhe indimi here 😂😂😂😂😂,,,,sorry martin we love you, don't cry 😢
@lisamujangu5809
11 ай бұрын
😂😂😂😂
@tendaidube-yw2qu
Жыл бұрын
Nhaimi ana Martin ava vanowanikwepi😂wow
@carolinesachikunda1714
11 ай бұрын
😂😂😂😂
@teclamundowa944
2 ай бұрын
Kkkkkkk ndamudawo Martin uyu😂😂
@hopegunda
Жыл бұрын
I feel for this guy and it's true nice guys never win... Shit mufesi wangu uyu abatikana
@norryg.c6370
Жыл бұрын
hanzi uchafira ku gehena kkkkkkkkkkkkkkkkkkk🤣🤣🤣🤣🤣 mujolo to the world
@preciousdanai6041
Жыл бұрын
King Ryan mukugona kuita basa keep it up Muma relationship vanhu vanopedzerana nguva
@nyarichanayiwa713
Жыл бұрын
Mukomana uyo boo hre kuchemera babie shemu ndarwadziwa. Martin ita mushe usatinyadzise kuchema sure
@judithmagaya3764
Жыл бұрын
Ryan u very clever ... relationship DNA manyama
@GidxaMaGnito-gt1ps
7 ай бұрын
😂😂😂haaa shaaaaaaa . martin killed me😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@charitykanjanda5291
Жыл бұрын
I feel sorry for you Martin. I feel you but life goes on
@nicodimusmazire9796
11 ай бұрын
Shegede kkkk ndimi Boe here King,,,,, Sheketerere😅😅😅😂😂
@dorcassithole4952
Жыл бұрын
Muchatijoiner henyu kumbanje😂😂😂
@kudzisvosve2296
7 ай бұрын
Martin anenge akadzungaira 😂😂😂😂😂
@TapsM-so4gv
Жыл бұрын
Nhaimi is it just me or musikana uyu pakuti "we'll talk" it's as if ari confident kuti she'll change his mind😮 that would be a pity😱
@Pessiamystic05
Жыл бұрын
@Taps M it's not just u but she's confident that he will take her back coz mskana akatombotizira and she came back and he accepted her back and I feel that's where he made a mistake dayi akabva ango siya kuti zviyende ikoko coz she kinda already showed her true colours then hameno pamwe mskana anopakura bota zvemhando yepamusorosoro and dude listened to the head without a brain as with the situation with majority of us men mwana kana ari manyama and acikupakurira bota zvimwe zviye we getted blinded by that and we end up accepting nonsense tozo chema tisu mune ramangwana or some even end up taking their life no wonder suicide rate is higher in males than females
@TapsM-so4gv
Жыл бұрын
@@Pessiamystic05 yoooh you guys go through the most. With these reality shows i have been shocked at what my gender can orchestrate. The other problem is we aren't patient, God given partners havaite mahumbwe kudai.
@hopegunda
Жыл бұрын
Babe wacho is manipulative Bro gold digger type
@kudakwashemuza3397
11 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 haaah martin ari pama1......haaah martin ada kumamiswa uyo....ipapa vanongodzokerana avo martin akapusa
@user-ze6xq7jy7j
6 ай бұрын
Paakamitiswa wakadiii kusiya tseki vhutsekeeeeeee
@ruthmakwara1974
Жыл бұрын
Shame varwadziwa mkoma, don't worry move on. 4yrs Manga madzinyanyawo apa munhu achitoita nhumbu achitizira, odzoka futi motambira. You'll find the right 1 at the right time
@gilbertnjanji4575
9 ай бұрын
😂😂😂😂😂 martin soft but haaa wanku haufii wakagadzirisa mistake yemumwe munhu wangu wise word from my sister
@PersonalChiponda
Жыл бұрын
I hope Martin is going to read coments, he needs to leave this bisho
@rutendochinyani822
Жыл бұрын
Martin akarwadziwa shame sorry my brother
@user-qt5oh1pw9x
Жыл бұрын
Ndimi munorova king ryan😂 sheberedhiya haaa kkkk
@mercymupondiwa9426
10 ай бұрын
😂😂😂😂 Asi wakaiswa mubhodhoro here Martin enda unirutsiswa
@TendaiJenniferKufakunesu
10 ай бұрын
I feel for you Martin, I'm sorry 😢Uchawana wako zvako
@ignatius6349
10 ай бұрын
Martin uriwekumeme kkkkkkkkkk siya mabishu😅😅hanzi koinini😅😅😅
@user-ls5wt9cr3r
Жыл бұрын
😅😅😅😅😂😂😂😂😂haaaa martin unorwara njere sure kuchemera bbie chokwadi 😅😅😅😅
@PedzisaiMadondo-fj1sj
9 ай бұрын
😂😂😂😂😂 Martin akadyiwa nebby
@IsraelDzemwa
6 ай бұрын
Derek anodiwa shemuuu uyu martin akatodhakwawo uyo girls mari yakabooka iyo ngatibaye heduuu 🎉🎉
@maviskaseni
Жыл бұрын
Ndimi shebegedhiya shebebe iii
@user-fy4xd3mv8v
Жыл бұрын
Hanzi uchafira ku gehena umm arwadziwa
@tap403
Жыл бұрын
Apa Martin nganake apa anoitiswa zvakapusa kudai, kkk wakadyiswa here Martin
@Military169
Жыл бұрын
Baba ava vakapata Martin uri benzi wanzwa
@patiencemukwazvure1874
Жыл бұрын
Huyai kumbanje tiwande muchatijoina kumbanje
@Joyjoy12149
11 ай бұрын
I need an update on this one. I think this guy went back
@berthaaudrey303
Жыл бұрын
Chris Martin Huya utore mkoma vedu Martin vaita zii hurt break kuno Ryan anokuchidzira hnzi zvavharana🤣🤣🤣🤣
@charityfasha1942
Жыл бұрын
Mukomana ane kahuzumuzumu uyo wy munhu akakusiya akadzoka atorambwawo vomutora back fut chiii dununu remunhu bvapo😅
@davidnyabanga2862
Жыл бұрын
ᴛᴀᴜʀᴀ ʜᴀᴋᴏ ɪʙᴇɴᴢɪ ᴍᴜᴘғᴀɴʜᴀ
@ruthrura9971
Жыл бұрын
Anenge anotya kunyenga 😅😅😅😅😅
@tatemudzi9218
Жыл бұрын
Hanzi uchafira kugehena 😢😢sorry dude,this guy is going to have trust issues with women because this is so bad 4yrs its not a joke. Hopefully he will heal from this
@dzarungwaeverjoy437
7 ай бұрын
China ndimi wangu ndimi hadzina ka that shaaa ini hangu hamungandi gone
@christabeljoycemuchenje9241
Жыл бұрын
I feel for this guy..vanhu vanonyepa ufunge martin
Пікірлер: 264