Ahhhh blaz vakadyiswa ne crane ava. Ava chero mukavabatira demo kubabe vanodzoka chete🤣. Ini hangu new number handisi kudaira these days, Ryan aripabasa zvekurevesa 😂 unoti uchidavira wotonzwa my name is Dembetembe ......... wotoziva kuti 1 imba yatoparara ipapa
@brianchapotoka9405
Ай бұрын
Kudanana nenzenza shame
@sophiachida3361
Ай бұрын
Zvamanje manje ana mhofu murikurohwa chekuseri chacho
@kingryan_Official
Ай бұрын
😂😂😂 haaa ama1
@ChidoGwede
Ай бұрын
Vangu manga masvika nguvaiko😂😂huh chimbotipaiwo mukana
@MoragoManex-qo7yp
Ай бұрын
Ryan siya katsika kako kekuita senge wakusvotesa munhu amana munhu anenge arohwa mari nemakava aya wotanga kt handidi munhu akapusa ,murikuitiswa 😂
@kingryan_Official
Ай бұрын
Tenge tichida kuti achangamuke
@lloydmpofulodzapower8739
Ай бұрын
Aaayaaaasss but ladies stop this drama unenge wakurambei😢😢
@fylasmandaza1928
Ай бұрын
😂😂😂😂😂 marambiro anoita Ryan kana zvanzi ndaitojoker
King don't forget to say ndinaye umwe wacho angave mukomana arikuitiswa.like apa maron arikuchitwa na hungwe Dai wabva watch hungwe wacho uyu futi apa kumusikana kuda ayivurika brain maron
@Mikelamushamba274
Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 kkkkkkkk hanz nfakufila nani
@kingryan_Official
Ай бұрын
😂😂😂
@adoremanyayamanyaya6219
Ай бұрын
Mallon ari normal hr uyu😅😅😅😅
@kingryan_Official
Ай бұрын
😂😂
@kingryan_Official
Ай бұрын
😂😂
@rumbidzaitarisai7282
Ай бұрын
Zungairwa Marlon
@bryannanyika6965
Ай бұрын
Patakasiyana nazvo zvemjolo izvi takanzi tinopenga 😂😂😂😂😂🙌chionai manje
@kingryan_Official
Ай бұрын
😂😂😂😂 zvakaoma 😂
@bryannanyika6965
Ай бұрын
😂ndakutoda hk 3months then tobaya kumarooro😂😂😂😂 Ryan hanzi usandishungurudze😂😂😂😂😂😂 Iwewe nehasha dzako ucharova ma clients ako iwe🙌🙌🙌🙌🙌😅
@user-xr2gu5ps1u
Ай бұрын
Hanzi mari soft mudhara 😂😂😂😂😂😂😂 Ryan kaaaaa rega vanhu vadanane iwee
@kingryan_Official
Ай бұрын
😂😂😂
@brianchapotoka9405
Ай бұрын
Ryan batsira mwana uyo varume kutsva kwendebvu vanodzimurana
Пікірлер: 149