i'm surprised why people vachitadza kubata the intention behind the call, everytime he uses the prophetic method haanyatsoishandisa mushe, the tongues are a b it ridiculous, the name of the church as well in ndinotokubata ipapo ipapo kuti it's a trap. Try to improve on that part, use a proper name for the church then ana sherekedheya avo haaaaa hakuna ma tongue akadaro better kutosiya ma tongues out so that you succeed on your mission. Otherwise the general idea behind the show is excellent, rambai muchigadzirisa nyika
@JudithMudhuva-yp4sb
10 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 Ryan unozondiuraya zvangu nekuseka
@Militarya549
Жыл бұрын
Jonzo hauna mota shaaa huya tipute mbanjee shaaa
@ngonidzashekoro6559
Ай бұрын
😂😂
@munasheebenezer3729
Жыл бұрын
😂😂Jonso siyana neni.......
@carolinehwema
Жыл бұрын
Kkk KO maspoon Anga akupinda papi Apa kkk haaa king makanyanya kkkkk 💕💕💕💕
@achievementmthikane7109
Жыл бұрын
Kkkkkkkkkkkkk ndikuratidzwa maspoon ari apo mukitchen menyu
Dai Pastor Ryan vari ve real vaskana vakawanda Vai enda ku gehena , guys let's speak the truth vaskana haungati munhu ane mota ane future,mukore uno kuchine vanhu vanodanana 3yrs ra degree ere.Relationship yawasarudza aina future xaa ,caz kna ane zvese chii chikumutadzisa kuroora.mucharamba muchishandisirwa izvozvo zvekuda kunzi une mufac anemota
@legasis1998
6 ай бұрын
Haaa chibaba charwadziwa 😂😂
@theophanytakudzwa8817
Жыл бұрын
Ma spoon kudiii futi hayaaa😅😅😅😅😅
@PibnashMarufu-wh7ob
Жыл бұрын
Mufanha Ryani ndikakuona ndikuda kukumamisa
@josephmashavakure5894
Жыл бұрын
Kkkkkkkkk kurohwa here
@tsitsikarombo1046
Жыл бұрын
😂😂😂,😂😂😂
@WillisMuchabaya-vy2rx
Жыл бұрын
Ma spoon ari apapa 😂😂
@mangwenya96
Жыл бұрын
Cap yamukoma jonso yakanyorwa kunzi Gwai 😢😂😂😂😂😂😂shame sorry jonso
Jacob ane mota ndopaunofunga kuti ndingamu overtaker here.😂😂😂😂
@Static_T.k.z
Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@kudakwashemuza3397
Жыл бұрын
Kkkkkk haaah ini ryn akanditamba iyo ndikakuziva paunogara ndokurova nedhina ryan i tel u.......😂😂😂😂😂 jonso hauna future......i have noticed one thing abt vanhu vanouya kwauri ryan vanenge vatoona mared flags bt vachifunga kti vakukanganisa kuona...kuzouya kwauri kuda kunyatsomaker sure bt vanenge vachizviziva kti hatichadiwa.....haaah but so far pane zvandaona mjolo ndewekumama vanhu vakuitisana....
@patiencetarisaisantana347
Жыл бұрын
True bt I think vamwe vanenge vachida ku maker sure vasati varoora, uye ukaona mavedios Aya royalty test zvokuita kuty isa trustr woda kuzivawo chokwadi
@kudakwashemuza3397
Жыл бұрын
@@patiencetarisaisantana347 yaaah its good to knw the truth people are cheating
Ryan une kamwe kaku sizer kauinako soo. Life pa ghettto ma1. Kutotengera babe bundle chinhu chihombe ichocho
@leemajuru9752
Жыл бұрын
your program is very good but i think you must change this strategy yekufumura ma family issues evanhu. please find another strategy. iyi yekubvunza zvemumhuri mevanhu hazvisi bhoo, takunzwa zvimwe zvatisingafaniri kunzwa zvekusaroorwa nekusaita vana etc siyana nazvo please
@shamiechiku130
Жыл бұрын
For a moment ndamboti Ryan ure going too far but haaa ne result yabuda ndabva ndangoti haaa uri shasha 😂😂 keep it up
@dubeck1689
Жыл бұрын
Jonso siyana neni hauna mota😂😂😂😂king Ryan to the wewewe
@josephinetamangani9355
Жыл бұрын
Kkkkkkkkkkkk ndaseka nhasi
@neeshachakaza401
Жыл бұрын
Mujolo the pandemic🤣🤣🤣🤣🤣kini ryan mucharohwa
@malletymallety9839
Жыл бұрын
Pane ma spoon aripakona apo 😅😅😂😂😂😂
@Michaelmushamba274
5 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Johnso wacho hanzi pamuchaita accident ndopauchaona kt mota Haina plan
@paultnyamasvisva4868
Жыл бұрын
Hanzi mu kitchen menyu mune ma spooon😂😂😂
@NobertChando-fq9np
Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 data hre 😅😅😅😅
@SamuelSithole-c8j
Жыл бұрын
Vanhu vane Mota Vano mitisa ko vasina Mota havagone kumitisa here kkkkk
Пікірлер: 124