Vasikana for ED MUNANGAGWA HAAA NYIKA YAPARARA VEDUWE
@user-qh1lb2uo9t
9 ай бұрын
Hoyoooooooooooo ndonakirwa nendimi idzoo hoyooo show inondibata yakanyany
@juniornetty1031
10 ай бұрын
Haa Marshall siya zverudo uuye kwatri kudoro
@user-sj5id1ts7b
10 ай бұрын
Ini kwako Ryan handiuyeko 😂😂😂😂😂
@CliveJonasi-ek7df
9 ай бұрын
Apa muface akutoti babe amana ❤😅
@priviledgemawere7299
9 ай бұрын
Uchiri kuwana simba rekut bby wngu kkkkkk
@assanmususa7596
10 ай бұрын
Embarassing, you still call her baby wangu. My brother there are 1 million girls that can appreciate you. Move on move on. kkkkkkkk bye bye baby. 110% Marshall akakumbira ruregerero kuna baby wake after this.
Rambai makadaro king muchigadzirisa rudo rwenhema vanhu varikufa nekuperera pasipo
@IsraelDzemwa
6 ай бұрын
Iro idofo kurovheswa kubsa nehure here iro haaaa 😂😂😂
@josephinemunandi6049
9 ай бұрын
Marshall anodzokera uyoo hahaha 😀😀
@IreneChiwanza-hz7qx
9 ай бұрын
Kkkkkkkkk 🙌hanzi ndine3
@user-ip1lk1ef4p
24 күн бұрын
Mahure azere zimbabwe ndaiti ndezve jonhi chete
@user-dm6pm1dm4r
9 ай бұрын
Kkkk😂muchazvirega zvemjolo 😂😂😂
@carolinesachikunda1714
10 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 sorry marshall, uri last pa3 shame
@NomaSibanda-ie3tb
10 ай бұрын
Sorry marshall woza Kimi Dali angila ndoda woza ngikukhip istreess Bby
@josephinetamangani9355
9 ай бұрын
After kunzi mbudzi uchirikuti babe wangu kkkkkkk zve rudo muchazvirega
@kudakwashemuza3397
9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 haaahh ryn ndokurova nedhina ukanditamba iyi i tel u.......hanzi do u believe in bibilical imika......haaahh mjolo ndewekumama.....uri mbudzi martial
Пікірлер: 142