Rwiyo uru rwunosimbisa varwere uye kuvatondedza kuti Mwari vanorapa vanhu vavo havaneti kuvabatsira. Asi nguva yokuguma kwoupenyu kana yasvika zvakare vanorwara vari munaMwari uye vachitenda kuti pasi pano handimusha havavhundutswe nokuguma kwoupenyu hwavo. Zvinotorwadza vasara kwete vanoenda kumusha.
Негізгі бет Rudo rwaMwari runoshamisa
Пікірлер: 27