Guys Isusu let’s push the likes pa song yacho tione kuti mfana Ten anodii
@prophettancho7713
6 сағат бұрын
Muridako bamnini
@Jo.thelegend_08
6 сағат бұрын
@@prophettancho7713 imbwa yemunhu
@tatendachoruma5312
11 күн бұрын
holy 10 mhata yababa vako wanzwa!!!!!
@DamfelSaintBob
13 күн бұрын
Saintfloew chibaba icho mhani bvumwa kukundwa 10
@TendaiTribeManzou
13 күн бұрын
😂 but ukaiterera unotofunka holy sure
@tellinFamilia
12 күн бұрын
Holy ten kumberi anonyora ega masong ake mazhinji so saint floew ngaadzikame ,anogona kuzonyorerwa song yekut anenge achitukwa saka ngaaite hoyo . Holy ten tinewe kusvika kumagumo
@pamelamupawose608
11 күн бұрын
Holy ten unopenaaa ,plus bitterness baba munopakuvara tea tea tea ,wnku unofah uku ukudyirwa bbe n uku mangoma santa ne other geez varikuku burner
@maryzireva9071
6 күн бұрын
Holy 10 needs help he really does
@BhekimpiloMoyo-q4w
13 күн бұрын
Haaaa anonyeba uyooo imbwa yemunhu
@Zimtrendingvibe
13 күн бұрын
@@BhekimpiloMoyo-q4w munhu akatsara uyu amana.
@Utraviewtv
12 күн бұрын
@@BhekimpiloMoyo-q4w fuck une wakauripo pakanyorwa song
@stuartmartinmureyani8680
7 күн бұрын
Holy ngaambonyarara mwana uyu.
@CharlotteSally-n1c
13 күн бұрын
Holy. Nemafans ako pamhata panonhuwa mbutu
@Sdgggfdd
12 күн бұрын
@@CharlotteSally-n1c IVA nehunhu
@CharlotteSally-n1c
11 күн бұрын
@@Sdgggfdd ko iwe une hunhu hre
@RonaldTeremai
8 күн бұрын
Aaah benzi ndosaka wakaroora hure Holy Ten neziVoice rakashata
@TinodaMundundu
13 күн бұрын
Jende yako holy ten😂😂
@pridesunscripted
13 күн бұрын
Holy ten s drama 😂😂😂😂😂💔
@TinotendaMazorodze
13 күн бұрын
Holy ngasiye dombo 😅😅
@StuartMapuranga
13 күн бұрын
Haaa anopenga uyo iye ndiye angabire Saint Satan wemunhu holy
@Em_kae
13 күн бұрын
We can try as much to deny it but that's pure Holy ten... I even said it the very hour it was realised..😂 There is no way Saint flow was Goin to write that song no way no way.
@milahmylez7680
4 күн бұрын
If you know holy tens pen game and listen to his songs then you should know he didnt write that song …the young man is just bitter njee
@NiQouLe.zw.
6 күн бұрын
mmmm personallly i dont know saint from holy
@miles_doug
13 күн бұрын
Anopenga 10.....ibenzi chairo
@ronaldgora1508
13 күн бұрын
Kana Holy Ten uchipisa ita imwe song
@vhaivhai7405
8 күн бұрын
Holy ten kuvanhu album harisi kunakidza iro boyz rasaint ngaaimbe masingle album achiri mucheche
@yolandaemba919
10 күн бұрын
Kids, don't do drugs.
@TichieTynashie
13 күн бұрын
Kusakwana
@TadanaZorroMakunde
13 күн бұрын
Holy ten ane bitterness 😅😅 and ari kutsvaga attention 😂
@GraceGwera
13 күн бұрын
Mhata yake holy ten
@NyaraiMusekiwa
7 күн бұрын
Mose murikutuka 10 hamuna kukwana
@msziva2701
9 күн бұрын
Holy 10 is slowly replacing Mai Tt "I made you" Murandanhingi. Boy bye 😅
@CalvinKlein-e3x
5 күн бұрын
Sha usade kutsvaga ma views nesu usapenge wangu
@Dollar_Zw
8 күн бұрын
Uyu anogwara chete 😂
@tafadzwachapukira8429
13 күн бұрын
Copyright strike kuvanhu😂
@KudzaiherbertKatayi
12 күн бұрын
Batai mwana mumuendese ku rehab nguva ichiripo
@EverjoyDhlamini
12 күн бұрын
Guys pane anonyatsogona kutuka hr anditukirewo holy ten
@MishieTallent-hf8lv
11 күн бұрын
Kumbira ketty😂😂😂
@MitchelleTafadzwaMutero
13 күн бұрын
Haaaa pfutseki wako mhani chsmatamaaa
@RobertNjodzi
13 күн бұрын
Holy akupenga kurwara chaiko
@AlbertNdongwe-p2u
13 күн бұрын
holy anowaremera wese wakuita kumubira🤣🤣🤣🤣
@JohnMaglas
13 күн бұрын
@@AlbertNdongwe-p2u hauna nyaya
@AlbertNdongwe-p2u
13 күн бұрын
@@JohnMaglas ko iwewe uneyi dzidza kunyarara
@DJ-CHAVNET
12 күн бұрын
@@JohnMaglas copyright kuvanhu mungatojaire
@TheBoth-dc2cd
13 күн бұрын
Anoshaya mugen'a uyu
@SeanMusanhu
13 күн бұрын
Mhatayako holy 10
@normanchizanga3499
13 күн бұрын
usatinyangadze hori
@DJ-CHAVNET
13 күн бұрын
Ha ana mutarisi handiwa trust hangu
@AnastaciaMatsapa-dt1xn
13 күн бұрын
Holy 10 is just trying to stay relevant nekuita tuma drama vox he knows kut music wise pakaipa
@savagegangmovement154
13 күн бұрын
Holy 10- musical wise holy 10 is good you can't compare dance majarini to the likes of holy s Ghamu and staff
Пікірлер: 69