Bhanditi radzoka mnj ndiye Calaz watino ziva uyu All the best my brother 🔥🔥🔥🔥💯
@GoalDiggerZw
7 күн бұрын
Siyai mwana aende....heavy lyrics....takaipfura
@onemanblasterkayz
4 күн бұрын
I just want to say a short prayer for everyone who is fighting secret battles. I pray God gives you victory in Jesus' Name 🙏
@TanatswaChidavaenzi
7 күн бұрын
Hope tese tichapapfurawo pavari kuti hatipa win😢😢
@kudzy_23
7 күн бұрын
Vese vanoziva kuti uyu anogona siya like❤
@tafadzwadonald
6 күн бұрын
Andisi mubhanditi asi this song ine message. 🔥🔥🔥
@alextari6563
6 күн бұрын
Tachikanda pa repeat Cheq Bandit dance dancehall king
@domkat5421
7 күн бұрын
I don’t know how you will take this but apa warova pachiWinky type👍
@Ngoda_boy_Zw
7 күн бұрын
Bhanditi boss 🔥🔥🔥🔥
@sydneyjayden5407
8 күн бұрын
Mabhandity register riripanoo nhasi mauya hreeee
@wellingtonmarewangepo2120
6 күн бұрын
Tiripo full force
@sydneyjayden5407
6 күн бұрын
@@wellingtonmarewangepo2120 respect
@wellingtonmarewangepo2120
6 күн бұрын
Nhsy dancehall ikurira coz of you and jah love otherwis yaionerwa pasi mavhufa nzira vapfanha vouya vachitaura zvavanoda dai musipo dai vasina platform at all salute sepandakakuonai ku kappa ndakafara and i sang ur song ndakafarira respect yamakaratidza bhanditi to the world
@tatendamoyosvi
7 күн бұрын
❤❤❤❤ I like I like deep song🔥🔥🔥🔥🔥
@masimbaashechoga439
7 күн бұрын
vocally Seh hapana anovakunda muZimdancehall. + video world class. NaJeso kuti zvityise
@263Insights
7 күн бұрын
celcius hamuziwe nhai
@i.am_george1738
7 күн бұрын
Haaa zvamanje manje seh calaz mavideo avari kutipa hatina zera nawo🔥🔥
@obeymunashesiziva9528
7 күн бұрын
Havaida kuona ndichibudirira😢❤🔥🔥
@SotshaFire
7 күн бұрын
masterpiece this is good music and the sound is good................💯💯💯💯💯💯
@brendonmuchenje8425
7 күн бұрын
Calaz ishasha amana👏🐐🔥🙏😊
@MorrisKaseke-r1e
7 күн бұрын
Conquering Bhandity huyai pano no feelings ,takaipfura 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@sylviamachokoto5998
7 күн бұрын
Se calaz will always be my best🎉👌
@BothwellMarimbire
7 күн бұрын
Claz ropisa gyz haa vanhu vezvipo ava zvavar ndozvavari hatina chokuita navo chavo kutinakidza nengoma chete
This explains why you were very quiet for quite long. Well done Yala
@Symbah17
7 күн бұрын
Tawanda mumhanyi ❤
@tapiwamajasi
7 күн бұрын
Neshungu 👊🔥🔥👊
@justicetinashe
8 күн бұрын
One Tawanda 🔥 One Bhangwela
@blessingdrag
7 күн бұрын
Takaipfuura Takaipfuura, heavy tune.
@tanakatossy2298
6 күн бұрын
Takaipfuura💥💥💥 hit maker mati todii 💥💥💥💥takanoipfuura zvedu 🔥📌🔥📌🔥📌🔥
@cecesade23
7 күн бұрын
Tht's how we know you Tawanda great tunes all the way
@wellingtonmarewangepo2120
6 күн бұрын
Calaz takakumisa kureliser musik for 5years vamwe vakubatewo vese ishiri wakakwapaidza kare saka u release ka1after makore five handitika nekuti uriwrga murace 🎉🎉🎉
@EmmanuelMateke-w4d
7 күн бұрын
Sandoo 🤛🤛🤛🤛🤛🤛 Masota boss yala
@jobmeque3020
7 күн бұрын
Ichoo chopedza never disappoint ,,
@SimbahChiezah
7 күн бұрын
Mukoma visuals murimudhara henyu baba bhangwela morova video rekuti unodzokorora 10times kuona❤❤
My tune this , takaipfura 💯💯🙏 , gone are our days of suffering, God is in the neighbourhood
@VictorManyengavana
8 күн бұрын
Mabhandity🎉🎉🎉🎉🎉Takaipfuura
@Ceijaaa
7 күн бұрын
Siyai mwana aende🎉🎉🎉
@Timzorahotto-xz7wh
7 күн бұрын
Mfana terry terry urikupi....
@LuckmoreNyangwindi
7 күн бұрын
one bhangwelah tawanda tiurauye 🔥🔥🔥🔥🔥
@Nayjaymusic
5 күн бұрын
Thank you, Sir Calaz, for your genuine discourse on the spiritual elevation of people. Your words are a beacon of truth. Mawonero evanhu ahasiriwo aMwari.
@MorelifeMabhibhi-pe9gx
7 күн бұрын
Ndiyani anoda calaz nemoyo anoiti akanzwa vanhu vachimushora anotsamwa kunetsana navo kana aripo ngasiye like ❤❤❤
@TinotendaManjombo
7 күн бұрын
Haaaaa kn fight ndoda br😂
@lawrencemazivisa969
7 күн бұрын
isusu torwa hondo baba kana moko ndoramba
@edmoremtambara5537
7 күн бұрын
Ini ukatodzikisira bhandity pane zvinenge uchitsvaga
@mrcheq97
7 күн бұрын
@@lawrencemazivisa969 you ain't lie broe inin 2 times ndchbuda muma relationship cz of loving seh Calaz Music than those girls
@LASTMASA
7 күн бұрын
Ndinorova vanhu🤬🤬
@QueenFaffie
7 күн бұрын
Ndipei mvura ndimwire hangu .....Boss ndimi King zvechokwadi
@Chrigozy
5 күн бұрын
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 Takaipfuura short reipapo
@mkayskitsnews-qh1wh
7 күн бұрын
Mabhanditi ahasie mafunny chek chek big up Boss Yallah makaipa
@BhandityRenyika
8 күн бұрын
YOU ARE THE REAL DEAL IN THIS GENRE
@PrinceBMusona
7 күн бұрын
Takaipfuura ❤❤,,,let's gee let's go
@SimbahChiezah
7 күн бұрын
Inspirational,motivational tune 🔥 🔥
@tapiwamajasi
7 күн бұрын
Asineminamato takaipfuura neshungu 👊🔥👍
@Surroundings2023
7 күн бұрын
🔥🔥🔥🔥 shasha yeduuu iyoooo 🔥🔥🔥🔥👑
@TakudzwaleeMandility
6 күн бұрын
All who have been waiting for dis let's gather here Takaipfuu
@RichardMunemo
7 күн бұрын
This song is bigger than what people think I will put it on Seh Calaz's All Time Greatest songs if not the Greatest Song it deserves the spot the song is powerful the message is deep 🌋🔥🙏🏾
@Terrencemutsago
7 күн бұрын
Takaipfuraah 🎉🔥🔥🔥🔥💯 Masterpiece
@Emmanuelmanex
5 күн бұрын
Jah jah vari kuside kwedu _Mwari varikumhanya nesu🔥
@admiremuchena8430
8 күн бұрын
We'll I've been a Bandit since 2013 😎 I stand by the boss 😎
@roynyatwa1034
8 күн бұрын
We are here ma bandit takaipfuura
@Big_phill24
7 күн бұрын
Baddest🔥🔥🔥
@PaulPanasheKativhu
3 күн бұрын
Takananga ku million mabhandiiti 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@mullah263
7 күн бұрын
banditi boss to de world aka boss yalah takaipfura takajegera hedu bhama 2025
@mikairerudson3705
7 күн бұрын
❤uyu muhombe kudarika zim dancehall
@universityofzimbabwecaught1013
6 күн бұрын
Pane akuonawo hre kuti tokoloshi aifanha kubuda pa video 😂❤more mabhanditi 😢
@OwenMunyanduki
6 күн бұрын
Our ghetto national anthem 💥👏💯
@belingtonwelington-dw2dj
6 күн бұрын
Bhanditi redu much love seh calaz🔥🔥🔥
@emmanuelanesumudzengerere6435
7 күн бұрын
Asi nemunamato takaipfuura neshunhg💯
@masslyma4821
7 күн бұрын
song iyi ndoida kani yoooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooo
@irvinemuzangaza7275
8 күн бұрын
Mabhandity register riripano
@ELIASJERE
7 күн бұрын
Gud work boss yala🔥🔥
@mrcheq97
8 күн бұрын
KZitem should allow me to send unlimited likes.. and multiply my vies
@HarmonyNdirowei-x2e
2 күн бұрын
Multiply ur wat
@ReymontLovemoreMabhiza-kk4vg
3 күн бұрын
I think I now deserve a top fan badge ndiri mabhanditi from day listening dancehall
@tapiwamajasi
7 күн бұрын
Jah jah variku side kwedu 🤞
@tapiwanashechiriga7977
7 күн бұрын
Another good video. Well done Tawanda
@htm4751
7 күн бұрын
Good track.. Hit song❤
@NyashaMarakurwa
7 күн бұрын
Boss yala to the fullest 💯 🙌 👏 👌 💪 ❤ 💯
@maxwelldzinoreva3760
7 күн бұрын
Motooooo uyooo
@diamondsamakomva2933
7 күн бұрын
Bhanditi to the world 🌍🔥🔥🔥
@HarmonyNdirowei-x2e
2 күн бұрын
Motoooo chibaba ichi 💥💥💥🔥🔥🔥ma one ayaaa you gained a subscriber
@veniusmgpower7282
7 күн бұрын
Yesiah yesiah chakanyanya ichi 🔥🔥
@Nkonde-h4r
8 күн бұрын
This is a hit bt pple just tense on it but I believe in this hit
@mikairerudson3705
7 күн бұрын
But chokwadi wanochiziwa kut uyu anogona
@alextari6563
8 күн бұрын
Mabhandity cheq bandit
@izzymc
7 күн бұрын
Bang bang seh calaz back again 🔥🔥🔥🔥🔥hauite cheq cheq
@oliversachinda8917
8 күн бұрын
My tune all the time 🤸💫takaipfuura I can't wait🥰
@Herbulance
7 күн бұрын
Pakuda video re Liberation 🔥🔥🔥…. Nice work… Takaipfuura
Пікірлер: 615